Friday, January 10

Cardi Rose Small House Ya Killer T Yoti Ine Nhumbu Ye 2 Months

Bt why nhayi amana uno benefiter chiyi pakunyepera vanhu kuti unodanana neni.Mwana wa Mai Ndokumbirawo undiregerewo kana paine Chandakakutadzira than kuti unyepere vanhu kuti unodanana neni Why uchidaro.Hatisati kana tamboita kana Handshake zvayo.Chii nhayi hanzvadzvi kushaya varume here.Varume vakazara wani.Ko Why me handikuzive everyday ndotumirwa ma pics ako uchinyepera vanhu kuti unodanana neni Pressure yacho ndeyeiko nhaiyi.Ndakambotanga ndichifunga kuti pamwe uri Fan uku Supporter bt wazonyanya wangu hazvichaita izvi iyi ya Abuse iyi.
 

 

  • Share: