ðŸ˜ðŸ˜Tadii taitira Buterfly go fund zvanyanya izvi.Kuzoona munhu overenga 13 tumasojeji tutiki tiki itotu shuwa mhuri kurarira 2 tumasoseji itotuðŸ˜.Masoseji anodawo ari 5 or 6 pamunhu plus ari mahombe.Zvakaoma hazvo
Buterfly nhamo yazomusvuuraðŸ˜ðŸ˜Wadii waendawo kumaCOS nhai iwe wasiya zvekungodzengerera nanaShugeta ava marombe enyikaPa Zimbabwe it's normal kudya sadza nema veg asina nyama , straight up mbida like that , sausage iyo it's luxe kune majority of the population
ndakazvifungawo paakaposta kkkkk kuti dai arega make anyway ndozviripo in most families dai asina kutaura kuti ndozvevanhu vangani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣utwo haumbonzwe kuti kasvika kupi unosara womedza mate