Wednesday, January 08

Beverly Sibanda Vanoisa Bhodhoro Kuzasi Kusikarudzi Bev Vave Kuitawo ZveZanupf

Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti

 

 

 

Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip 🤔Tsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzoka😭😭😭Kana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani

 

 

 

Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼🤸🏼Bev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa tasvika sure tongonamatira peace mu

 

 

 

Nyika yedu iyi mwari heyI don't blame these guys ndo blama marombe anoenda kumashows kwawo out of Zimbabwe... Ngavaite mashows ikko kuZim yema $1 iyayoChandinoziva there's a difference between a public stunt and reality yako wega muballot box. Ndatopedza.

  • Share: