Saturday, February 01

Bee Wezhira Onzi Mukadzi Wamufundisi Dzikama Not Kushama Wave Kuda Kunyengwa Nevana Vesangano Here Mairuwadzano

 

Iwe Bee gadzikana wamukadzi wa Pastor / Prophet.Ndokudi uku kushama wakuda kunyengwe nema church uthi ka. Enda kwa Mai Makandiwa or Magaya iko unofunda kupfeka se mukadzi wa Prophet

.

  • Share: