Saturday, November 30

Baba Tensen Vopinzwa Busy Na Tom Jones Munodirei Zanupf Zvakaoma

Iyi mhata inofunga kuti ichapiwawo zvimota manje dololo uchamama nenzara uchiti kushata kunge mboro yaMnangagwa ine sick😡

 

 

 

 

 

Imi baba va ten cents kuda zanu its yr choice uye haurambidze nemunhu but rega kuzoita kunge unofungira vanhu vese nekuti muono uyo ndevako ad it will be yrs forever pliz....usataurire ruzhinji kungevana vako ita zvako nemukadzi vako ndiye vaunomirira nevana vako pliz

 

 

 

 

 

 

Iwee TOM Jones chakubata apa chiii siya munhu aite nekutaura zvaanoda,zvawataura iwe zvemboro watukwa naani uchafa nebp iye achitoenda mberi,gore rino unofa chete party yako yakadyiwa,team yako iri kudyiwa,mukadzi wako arikudyiwa woda kupedzera shungu pane munhu arikuzvitaurira zvaanoda unofa nebp gore rino kuzoona five years dzopera kkkkkkk

  • Share: