Sunday, January 12

Baba Harare Votenda Jahprayzer Ndiye Akanditora Kumasvingo Kunditoresawo Passport

Nhasi ndoda kumbotenda Jah Prayzah nezvaakaitira baba harare hanzi nafather city ndakabva kumasvingo nebirth chete mkoma jp vakanditoresa chitupa zvese nepassport kukwirawo ndege ndimkoma jp

 

inga murefu munhu bhoo nhaimi zvakangoonakawo kutenda chakanaka chawakaitirwa nemunhu izvi ndazvifarira❤️👏Jarpraiser anongoonekwa kut munhu aribho handisati ndamboona any comment ye yep yep haatuki munhu, munhu anehunhu, kubva kare, kozotiwo

 

 

Mudiwa good charecter, then baba Harare bho fut ukaona vokupindura unenge wavanyanyira ha gud nekungotendao munhu anenge akusimudzira muupenyu ngazviende mberi neku supportana

  • Share: