Vanhu vachema chema mushure mekunge vaona Enzo na Baba Harara our Zimbabwean giant vakapfeka ma bomba jacket mu spring kuvhunduka chando here kungadai kuri kukonzeresa.
Munyori oti "chiiko ichochi ndati chii munhu kungonzi akuenda ku uk akutomhanya kumupedxa nhamo kutsvaga ma bomba jacket ,munhu akavaudza uk kodiwa bomba jacket mwari a ve newe . ANA Oc vagaries veko vanotorwa mapic vasina kana jacket zvakaoma