Friday, January 24

Baba Guti Zaoga Havasati Vavigwa Zvavachatozopinda Muguba Vave Ne 101 Years Onai Zvizere Zvaita Body Yavo Iite 2months Iripanze Ichitenderera

Zvavachaora vachingondundurudzwa. Box racho rerichingovhurwa pese pese kunge cooler box rechidhakwaEhee Zvavachatovigwa vatove ne 101yrs iye munhu akashaya aine 100🤷‍♂️Biblically akafa haana chaanoziva..... Zvese zvikuitwa izvi mufi haachazvizivi kana kuzviona..... The dead belong to the Cemetery not being tourist attractionBatai pavanoti mwari wa Izekeri, Sekuru guti aiva namwari wake 

 

So vanhu vwku Zaoga sekuru Guti ndimwari wavo 

 

Pamwe achadzokaIni ndanga ndine mjolo nemujaya wekuZaoga hino ari pakuchema haasi kana kutaura and kubatika vanenge vari Kuma everyday prayers hino achavingwa riinhi ndizorore bhangu uyu abatike😅😅😅😅😅Mudhara uyu varikuitei necoffin rake nanhasi muchitikuchema here or panezvimwe vinaigrette dhara iri musare muchiungana zvamurikuitaizvozvo ndochii ichocho kana iko ku parlour kwacho maenda manotora madzosera maenda futi imi ka

  • Share: