TyinApostle,Chero Poky wenyu apa haakwane apa at largešKuzvipenda kusvika munhu aita taransijenda .
Kana iri swagger itai mega.
Kana kupisa kwacho Pisai henyu megaPokelo atori Nani anoonekwa kuti atori munhu manje uyu hameno zvaangori Soo kunge chivezwa kunge chidhori kunge asiri munhu Soo hameno
Apostle vanoadvertiser here malabels avanopfeka. Zvinhu zvavo zvinonyanyiswa kumatcha kwako. Queen of Swagger varimberi pakupfekaAva ndivo vanotoda deliverance yakasimbisisa.
Please don’t ask me kuti yei handitozivewo ndatozvionawo kumaraini