Sunday, February 02

Apostle Bwanya Voudza Vanhu Vezvikwereti Vamaitt Kuti Usabvunze Chikwereti Uri Soft Zvinotoda Hondo Hazvidi Mafunnies Nekuti Mari Yenyu Hamuiwani

kana munhu anechikwereti chako ukazoyenda kuno demander mari yako urisoft soft hawuyiwane but ukayenda wakasimba usina ma funnies mari inobuda,

Saka what im trying to say is that zvinhu zvako zvirimu spiritual world that is your car, money, children, husband, blessing and so on zvinoda kuti uyite ka certain type of force kuti uzviwane.

  • Share: