Kwaaniko kutsvaga attention, izvozvi vaakuda kubura bhama nyowani
Zvevateedzani vana vanyamunhu hazvisi zvekupindira muchagadzirisana henyu inguva ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ๐๏ธ
same mother ndiyo isinga gadzirisike manje becoz hamusangani kumusha.. Zvino blood will always be thicker
They share same father not mother Saka vanogona kusagadzirisanaI thought Ammara mwana wa Chiwoneso aswell all this while ๐คท๐ฝโ๏ธzviriko izvi ari wababa vangu we can sort our differences but kana ari wekwamai hayi mani tosangana kudenga tafa ๐คฃ