Saturday, November 23

Celeb News News

April 01, 2023

Mai TT Responds To Olinda Chapel Garapasi Rich Aunt Wemudoto Home Office Haizi Yekumba Kwenyu Hauzi MuBritish Iwe

Sponsor vaye vemaben 10 vakutofunga kuti vanotisponsa tese shame. Aona kutsuka akutofunga mubritish makamboonepi mukaradhi anopfeka wig?? Tarisay bvudzi raAmara motarisa rembuya vaye ungati itwayini yekuIndia yaiswa muhot water it’s high time I report her akutozviona saMwaro mulife yangu suchanyaniBasa re carework muUk harina kana kumboipa rinenge rinotobhadhara more money than mamwe mabasa but do not give everyone impression yekuti munhu wese ari uk   arikuita care work. Or kana uchida kuenda kuUk the only job ndere care work no no . Vanhu vanoita zvakasiyana siyana muno vamwe vatori ma Manager vamwe varimasales representative, vamwe vanema business avo. Vamweo vakangogara vachidya mari dzehurumende havo vachichengetwa. Vamweo kuvarikumijolo yavo zvakanaka zvi

February 23, 2023

Obina Ofumura Mai TT Pavairara Mu One Bedroom Vachifuga Gumbeze Remaguru

  She never wanted me to take any pictures in my one room apartment because of her status. She said and I quote "Baby the reason I always want to stay in a hotel whenever I come visiting you is very simple... I can't be seen coming out of such a place. Imagine what my fans would say if they saw me coming out of that your place"... Those were her words to me. Remember she also told you guys that I ran away with her property she bought... Let me correct that one... Every damn thing in my little one room apartment was bought with my blood and sweat... Not one thing was bought by her... Tune for more.

February 17, 2023

Mai TT Vakuramba Kudanana Na Blah Gidza After Vaona Marriage Certificate Kuti Murume Wemunhu

Mazuvano I’m focusing on restoring wat was stolen from me .  Kundiona ndirimumota nemunhu doesn’t mean ndodanana navo.  Handina history yekuita zvevarume vevanhu  Ndingori ne history yekushandiswa nevarume kuti vaite mari vondisiya.  This has taught me to take my time and focus on myself than opening my heart to be wounded over and over again.  Musandione ndichisekerera I don’t even know how I do it .

February 16, 2023

Mai TT Vanetsa Pa England Kuba Murume Wemunhu Blah Gidza Vane Mukadzi Nevana

Mai TT in married man drama, looks like Mai TT is at it again this time she is trying to steal a married men from his wife and kids see her posts below. Ukaramba murume, omudzingira panze omunyima bonde gorerose , anongonotsvaga kumwe otomitisa ororazve iwe otanga kufurufusha mukadzi uye arorwa, vosiyana zve, oendazve pamwe obvongodzazve. Anozokunyengera joki risingajaidze oriitira dzungu robva rakutensera rokumamisa pamusoro pazvo. Batai varume mushe mudzimba umo otherwise unozongogarira vana Murume ane zvitumba kunze . Opedzisira wangobatirira bepa baba vakatama kare. Usapedzere shungu kune anyengwa haana zvaanoziva, sungirira imbwa yako yawaimbodadira ikazoenda kwayaipiwa sausage. Onamata kuti Mwari chindidzorerayi imbwa yangu but ukaona imbwa yaita vakadzi 2 after iwewe

February 16, 2023

Mai TT Breaks Her Silence Ndinodanana Nevarume Vakarambwa Chete Handisati Ndakuhura Nevarume Vevanhu

Inini chaiye ndodanana nema divorcee zvevarume vevanhu ratodrama ,Shuwa a whole cat mom like me ndomirira baba kuti nhasi murikuuya here or munamadam  Mashura akaiswa cooking oil nesoda. Ndiri ndoenda kumwedzi katatu kasingagume, Musandipe mbiri yandisina handsat ndakuvarume vevanhu ndichiri kutambira kumadivorcee. Pasi nekudanana nevarume vevanhu 

February 10, 2023

Award winning rapper AKA has allegedly been shot and killed in Durban

Reports coming in from South Africa are saying Award winning rapper AKA has allegedly been shot and killed in Durban. The rapper was set to have his birthday celebration today which has been cancelled by event organizers . The event organizers cancelled the event and said it was due to “unforeseen circumstances “ more to follow

February 08, 2023

Reason Why HolyTen Arikutuka Winky D Is Because His Father Is An Army Doctor Akasatuka Winy D Basa RaBaba Vake Rinopera

I saw your post but let me tell you about this boy. He is saying what he says coz his Father is hot soup coz of the collaboration he did with Winky D. Holly Ten's father is working for Ed. He is an Army Doctor that's why he came out saying he was forced to sing with Winky and didn't even practice. That moment is father was facing being expelled from his job. He was forced to talk to his son to withdraw all what he sang naWinky. The poor boy wants to be like any other youth but kumba hakudyiwe. My brother Holly, stop player hating. Winky D has been doing this music thing for decades, so you might learn something from engaging with him without dissing him. Winky D is bigger, that is why everyone was happy to see him give you an opportunity to duet! Show some respect t

January 25, 2023

Mai TT Vaomerwa Nezvikwereti Vakunyora Novel Rinonzi "I Move Fast Like Wifi"

Looks like things are not going as planned for comedian Mai TT who has been working in the UK doing care work to raise money to pay off zvikwereti zvema round. Mai TT claims that Tianshe Maphosa stole $30k USD from her house and took it to the USA. Many believe that Mai TT used mai yema round to pay for her failed wedding with Tinashe whi lasted 84 days. Mai TT posted on her Facebook that she was writing a Novel about her live and many people commented that the book should be titled :" I move fast like wifi. So I’m working on writing a book My book My life , my journey You as my fans who are going to read the book help me with the Tittle? I got so many tittles in my head What would you call my book need a tittle that can attract you to buy it before you

January 15, 2023

Mai TT Voitira Zuva Habane Hasha NeJerasi Nekuti Akudanana Na Shepilo

Ndotoshaya vanhu vanoda kundisvotesa nenyaya yema x angu pahistory yangu yerunyengo makambonzwa kunzi ndadzokerana naex?? Munofunga havambodzoke here vachinyengerera kuseri?? I don’t move backwards ini I move fast forward like a wifi mufunge musazvinetse henyu nekusweroti hee ex wangu atorwa nanhingi inini handidzokere kumarutsi ndotosiira vamwe marutsi. I lead you follow Zvisina basa tokanganwa

26 27 28 29 30