Saturday, November 23

Celeb News News

May 15, 2023

Jahprayzer Munomuda Zvenyu Kuti Anogona Kuimba But Ndiye Nezanupf Varikuparadza Nyika YeZimbabwe Mazanu Sponsored Zvese Nemusangano

Jah praizer vanongomuda nekuti Kwai anogona kuimba bt chamusingazive ndovari kutoondonga nyika JP nehama dzake ma Zanu ka Ava.

May 12, 2023

Zimbabwe Yavekutyisa AnaHandicap Terry Na Chipo Muchengwa Vakange Vave Kuda Kuchekereswa Kurombeswa NaBussiness Man WemuHarare

So last week I got a call from someone not gonna mention his name akati aaaah is this Chipo muchegwa and I was like yes this is chipo zvikanzi chipo I love ur music mese na terry I love u guys and I have a present for you akabva atotiudza present yacho not gonna mention the present tho so akabva ati let's meet tomorrow mtown tikati ok ts fine isu nekuda zvinhu mangwana takapinda mtown we called him akadaira and he said haaa guys right now am a bit busy so am sending my driver his coming to pick u up moenda kune present yacho tikati ok mind u we didn't want to meet him tiri 2chete na terry we went tiri 5 ne team redu ...aaaah takaona kuti time yafamba driver haasati asvika we called him akati haaa driver ati Ave kusvika takabva tapihwa number dza driver we tried to call the drivers

May 11, 2023

Murandakadzi Anogona Kunyura Judge Orders Mai TT Kuti Vazvimirira Panyaya Yekutora US$10 000 Yechimbadzo NeRental Car

COMEDIENNE Felistas ‘Mai TT’ Murata has been ordered to put up a defence in her theft of trust property case. Harare magistrate, Munashe Chibanda, dismissed Mai TT’s application for discharge and ruled that the State had proved its case against her. Mai TT allegedly misrepresented to Rachel Mhuka that she had a Mercedes Benz to give as surety and took a US$10 000 in loan from her. She later handed over an Audi as security, then withdrew it and gave her an invalid passport as surety. Upon seeing that the passport was invalid, Mhuka confronted Mai TT who then returned the collateral. In January, Mhuka was approached by cops from Rhodesville Police Station who told her that the car belonged to Else Event Car Hire. Else Event Car Hire filed a report of theft

May 08, 2023

Baba Guti Is About To Die Passion Java Prophecy

Baba Guti is about to die. This is not a skit but a Prophetic word from God unto Baba Ach bishop Ezekiel Guti. Our death is not the end if we can live on in our children and the younger generation. For they are us and we are them. Our bodies are only but wilted leaves on the tree of life, and the distinction between past, present, and future is death While the whole world was celebrating your birthday, Baba,As l was ministering to the Lord in prayers and fastings,while in Dubai. l saw Celestial Beings celebrating your coming home, and l saw one who was holding a trumpet and a golden bowel saying, "lt is time, and the time is now". You have fought a good fight,you have kept the faith. Put thine house in Oder because at your departure,Z.A.O.G.A will be divided

May 06, 2023

Mai TT Vakabhadhara Ndodo Kutuka Madamboss Nyaya Dze Video RaPikirisi

Zvese ndozvibvondora idiot kabiyasi ndiwe nyakundituma  kuti tuka Madam Boss ndokupa 5k ndikabvuma ukanditumira 3500 first ndikaita live ukafara ,ukanditi tuka Ketty ndipedzise yasara ukandipa ma voice notes Aya ndikaramba ndopawakandi bloker manje wakapusa uchiti kuonda kunge tsinga inofamba nemadhodhi zvese ndoda kuzvi player yes we don't know each other ,wakatsipika vanhu wezvikwereti ndakakupa number dzamadzimai iwe Satan you think you are smart ndaitokunyara through Ketty Masomera otherwise hauna basa wakabhadhara 10 000 kuvakomana we sex tape ukarishaiswa munyaya dza Madam Boss unoda kukwana kwana Madam Boss she's is your role model that's y zvese zvaaita unotedzera hauna kana basa yet unotaura shit ma audio ese ndinawo ndoda kuma player rinyare zi Satan you wish som

May 06, 2023

TInashe Maphosa Akaenderwa Ku N’anga Na Mai TT Kuti Apenge

Tinashe maphosa akayenderwa kwa sekuru tashu last year kunotsvagirwa mushonga wekuti apenge namadam zemo. Farai neni ndakapoya mahari Madzimai nduku is now peaceful #aluta

May 05, 2023

Mai TT Voseka Ketina Anofunga AmuArtist Akaba Masongs & Haagone Kupfeka

Clotildah Hunzvi kumakisa kushoma here 😂😂😂kokuda kukwana kwana pamaartists😂😂kufoseredzA apa masongs ese aye atinotamba akabira Whidden mwana arikuzhamba izvezvi 😂😂😂she now thinks she s a superstar 😂😂😂kokuzoposter imba yeshamwari kuda kunzi ndrikuvaka kumusha pake chete pane durawall riye zimba nderemuridzi ah unotoshaya chandirikutukirwa hangu ini nemunhu anonyeya mhuriyake yese pedzezvo hanzi blood 🩸 dayi riri blood waitiudza here kuti anogara mumukuku u can’t stand her life ? Heee anomwa bronco I thank god nomatter wat my family goes through I can never insult my family shame

May 04, 2023

Mai TT Order & Kesuka Ketina Kuti Buditsa Ma Audios From Vasikana Vangu Vebasa Handikutye

Play the audios usatipedzere time purizi. Hatisikutombokutya kana ka1 budisa zvose usazvinetse hako, anofunga kunyararirwa kutyiwa here?? Ngaaite yese yaanofunga anoita I just thank god she s out of my life ndaitozoparadzirwa zvine rukosho. Ngaataure zvese toona pane chandobva .

May 03, 2023

Mafans Vodirwa Tear Gas Nekurohwa Ku Show Yababa Harare KuBotswana

MUSIC lovers were left scurrying for cover and survival after a Botswana-based promoter used pepper spray to disperse angry fans who were throwing missiles during a show. Reports suggest several fans were injured while some even fell unconscious and vomited during the melee. The show had Baba Harare and Ndunge Yut performing on Sunday at King Jagaban, in Botswana. What started as a good day for the fans, turned ugly when the promoter delayed paying Baba Harare the remaining balance for him to perform. Ndunge had already performed. The stand-off angered fans who began to throw bottles in protest. King Jagaban could not respond when H-Metro reached out to him to get his comment. However, some fans were not happy and demanded an apology from the Nigerian promoter. &ldq

24 25 26 27 28