To be honest Natalie is petty herself ndiye anotanga chichi . She deserves everything that comes her way period.Atleast she knows Chichi anemari yekuti anogona kuzvitengera Range Rover😊 not just a car😂😂😂😂😂😂🤣🤣hayas zveshamwari izvi hameno saka Natalie nekusvikaa kwese kuyaa akumhanya neboys dzepa zimex🤣🥱ok saka akaseka anozviitiraa ehh but chichi chandomudira haanyebe hake akauyaa ega nenyaya yake yekuita 5th wyf .To be honest Natalie is petty herself ndiye anotanga chichi . She deserves everything that comes her way period.
Shame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.
Men only love kids of the women they love ndosaka ochiwona kt mrume anogona kunochengeta vana vemvana vake asingachengeteTakazvisiya kare zvekubatitira chigumbu kumunhu asingakude apa life yake will never stop moving nekuti ukuti akakrwadziswa zve Karma zviye hakuna kana yanga isiri soulmate yako move onShame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.
Congratulations Mr & Mrs Mhofu . Madzitete we are happy. Madam Boss ❤️❤️❤️
Olinda Chapel just posted that she is walking away from Tytan after rumors of Tytan getting caught cheating. Olinda Chapel posted the post below.
Olinda Chapel Owudza Mahure a Tytan Kuti Kana Muchidanana Naye Chimuchengetayi. Olinda Chapel posted the message on her Instagram page. If you are dating my “husband”. Please keep him 🙏.
Akaroorerwa chikwambo, 2 years dzese asati aenda kumurume achingoimbiswa kuPraise.Zodwa usadaro mwanaMwana makore arikufamba unobva wanzwa tsitsiShame 😢 haa , rine nyaya dhara riya iye airibvumawo shuwa aifunga kuti nguva yese raive richishaya here?Queen Tatelicious vakazvitaura wani payaZivaiwo mune maslow learner pano.. Ehe Zodwa Zangalewa ipapo ndanzwa adiii
Promoters were not able to pay Zari and she did not attend the event. Zari posted on her social media account that she was in her hoterl and did not attend the party when promoters did not meet deals arranged. Zari posted a video below.
Goodness and Mercy Ministries leader and musician T. Freddy, has posted a solidarity message following the arrest ofcomedian Mai Tt Writing on Facebook, the prophet consoled Mai Tt who was sentenced to nine months in prison yesterday. “This is just a moment in your life, and it does not define you as a person. Don’t allow fear or shame to control your thoughts, as you have the power to take control of your circumstances,” he wrote. He said the experience is transforming and rebuilding Mai Tt’s life in a positive direction.
Ko nhai zvipoko sisi Olinda zvavaiti ndivo vaku hoster party wani Zva Olinda🤣🤣🤣🤣🤣🤣even her high tea was not high.