Friday, November 22

Celeb News News

March 03, 2024

Malvern Luther Pazvakavambwa Assylum Seeker Weku UK Ojamba Border Ke Zambia Kuba Vana Va Fadzi Maupa Report Kuma Purisa Makaona Vana Vakabiwa

 Malvern Luther Pazvakavambwa Assylum Seeker Weku UK Ojamba Border Ke Zambia Kuba Vana Va Fadzi Maupa Report  Kuma Purisa Makaona Vana Vakabiwa.   Malvin Imbavha dealer irikudanana ne C10 ReZanupf kuba vans va Fadzi Maupa . If you see these kids report to police.    Malvern is a violent criminal with links to car robbers and armed robbers Fadzi is not safe but risking her life to get her kids back . 

February 24, 2024

The Cat Is A Liar Wasu Anga Achekereswa ne Accident Angokwara Chete

Got involved in an Accident, but we thank God for life.         Wasu anga akuda kuitwa zvakaitwa pilot wendege gore riya, imiwoye 🙌 Zvakaoma. Sorry Wasu, The Cat is a liar .     Accident inongoitika agara achitori nmamwr maaccident aanosisqngana nawo asi aisangotaurwa     Vanhu sei muchivenga munhu to that extend

February 23, 2024

Zvipoko Zveku Mafira Kureva Zvorwadziwa Ne Benz Yakatengerwa Chaplin Phiri Na Sir Wicknell Zvakunyepa Kuti Chappy muC10

Zvimwe zvese zvomotaura kuti kurwadziwa nemota izvo ndeimwe nyaya. We are happy for her and zvakarongeka chaizvo. Zvisinei we cant run away from the fact that she is CIO. Tirikungoti muzive vanhu vamunofamba navo and muzive kuti mota dziri kupihwa vanhu vakaita sei chete.         no munhu uyu anofanira kunge arihama yemukadzi uyu....hakuna mutorwa anorwadziwa to that extent.....Mybe varikuzama kumudonhedza varikutadza ....mukadzi uyo akatumwa naMwari akaparidza so ...kana stress inobva ...anekakuparidza kanorerutsa zvinorema soo. Ndimi waya waifunga kuti Chaplin wachashupika mazuva awakafirwa nemurume hezvo Chappy waenda nenyika. Zororai askana musarwadzirwe nemunhu anotaura nekuchemera Mwari wake     Zvebasa rei ...basa chinhu

February 22, 2024

South Africa Vakuvhima MaZimba Esse Asinda Mapepa Ne Operation Shanela

BREAKING NEWS: SAPS has initiated hunt for illegal Zimbabwean foreigners through Operation Shanela, this comes after the High Court granted The Department of Home Affairs the authority to arrest and deport illegal foreigners.       This operation continues despite ruling of the Supreme Court diminishing ZEP case. The minister of Home Affairs has reiterated that all illegal undesirable foreigners will be deported as per High Court ruling.

February 20, 2024

Holy Ten Song Ucharamba Uchipisa Yadzurwa Ku YouTube Hanzi Wakaba Song Yangu na Machikos

Controversial rapper Holy Ten has been struck by a copyright claim on his song Ucharamba Uchipisa, and it has been taken off YouTube.     Since last week, Zimbabwean artists have been under smoke over copyright claims. It all started with Pastor Charles Charamba reporting Jah Signal’s Sweetie for copying Kana Vanhu Vangu. In a statement online, the gospel musician said he was forced to act after Jah SIgnal copied another song, Tengai Mafuta.     Charamba clarified that initially, Jah Signal reached out for permission, and they turned him down. He still went on to release the song, and they let him. The artists have since made peace. Days later, record label Kenako Music made a copyright claim against Winky D&rsquo

February 20, 2024

Chiranga Mapenzi Baba Charamba Voti Munhu Wese Muzimbabwe Anoshandisa Musi Yangu Without My Permission Ndokudira Copyright

Chiranga Mapenzi Baba Charamba Voti Munhu Wese Muzimbabwe Anoshandisa Musi Yangu Without My Permission Ndokudira Copyright.     The removal of Jah Signal's 'Sweetie' video from YouTube due to a copyright claim by Charles Charamba ignites a debate on ethics, morality, and intellectual property rights in the music industry. This incident highlights the importance of balancing artistic freedom and respect for original creators.       In the dynamic world of music, where melodies intertwine with the fabric of culture, a recent incident has sparked widespread discussion on the delicate balance between artistic inspiration and intellectual property rights. At the heart of this discourse is the Zimdancehall sensation Jah Signal, whose

February 19, 2024

Nhasi Magona Kutenga Wherlchair Musataure Mazita

Tinotenda zvamaita mwari ngavawedzere pamatapudza…. #tisatauramazita  

February 19, 2024

Olinda Onyepa Kutengera Greatman Wheelchair Apa Ma Ambulance be Mari Ya Shema Hazvina Kumbosvika

Olinda Onyepa Kutengera Greatman Wheelchair Apa Ma Ambulance be Mari Ya Shema Hazvina Kumbosvika.                        

February 19, 2024

Video ya Amai Vemwana waGilbert Akanzi Ba Ketina Arikudanana Na TT Voti Aya Ndomashura Takutora Nwana Wedu Adzoke Ku Kadoma

Amai Vemwana waGilbert Arikunzi Arikudanana Na TT  Voti Aya Ndomashura Takutora Nwana Wedu Adzoke Ku Kadoma       Amai Vemwana Uyu Vaita live na Nhubhu Vakataura Kuti mwana wedu Haazi Ngochani. Takumutora rugare naye . Asi Ati arikuda kuuya after birthday party yake  wonai Video yacho pasi         

February 16, 2024

Baba Charamba Voti Ndoregerera Jah Signal Akandiripa Mombe 5 Nemagumbeze 10 Nema Bhaibheri 25 Akanyangadza Music YaMwari

Charamba Voti Ndoregerera Jah Signal Akandiripa  Mombe 5 Nemagumbeze 10  In an uplifting development within the music industry, Pastor Charles Charamba has openly declared his readiness to forgive the rising star Jah Signal, who’s accused of song theft.     Pastor Charamba briefly interacted with Zimbolivenews on Friday night. On the day, he shared his perspective, highlighting a compassionate approach towards the matter. He likened Jah Signal to a child who might simply lack understanding of copyright laws, suggesting that education, rather than punishment, is the path forward.      This gesture of forgiveness has sparked reactions across the music community, including from influential content creator TaffyTheMan, who has urg

10 11 12 13 14