Muchanzwa kuti ED wave kuporofita rimwe zuva Asi mapositori munonamata ED here kana kuti Mwari nekuti dai mainamata mwari handifungi kuti mayizovhotera muroyi akadaiMapostori mhosva dzenyu dzakati meche meche 1.you support the man who's against 80%of Zimbabweans 2.child abuse is common , you're the most Brain washed fellows and poverty is your daily bread Ndinovimba Murewa,Negomo neDomboshava haipo apo zvimasangano zvemadhunduru zvisina mazita netsananguro izvo zvakazara vadzorwa nemagumura vanofunda kuuya kwababa johwani paFon fockoff mhani Asi mapostori awo mapostori chaiy
3out of 16 Sadc countries 3out of 36 AÜ countries 3out of 54 countries in Africa 3 out of 195 countries in the world Ramaphosa is happy with the status Choe ye Zimbabwe they benefiting zvino SA hatibve ndichisungwa nhasi mangwana ndichidzoka Ma President mangani auya ku kuzoona zvichigadzana mustadium umo🎤🎤Ah shamwari dzakeka ndodzauya plus zvatopera so tatomirira 2028 kna trivapenyu zvanachamisa ngavachitotsvaka zvimwe zvekuita
Musha wega wega haushayikwe anopikisana nevamwe ...pane ambomuonawo ere mkomanaAkabatike zvekumhanya kapfana aka muchakaona kachivhura hombe patwitter zvako karohwa nemutoriro Aka ndiko kamwana kababa Chatunga manje aka 🤞Aiwa mkomana hako zvisina basa anombozvida here Chatunga, hadi Nonsense uyu Uyu ane level rake ega kupenga anopenga but ane kamupengero kake egaChatunga akafanana nababa vake Bob zvake Hanzi Munoti Chatunga Haana Mari ,icho chakuti kana Ndabroker ndinenge Ndava mu class Yana Strive Masiyiwa ,Ichi chakapenga
Muna 2013 ZANU-PF yakanga iine US$1 Billion budget to bribe vatungamiri ve SADC Chair nema Liberation Movements ose emu Africa to endorse ma election avo avakabiridzira. This time, havana kubudirira ku tenga new SADC Chair vaHichelema. VaHichelema havasi kuuya ku inauguration ya Dambudzo yaachange achizvigadza. Dambudzo haana zodzo haana kusarudzwa akazvigadza. Tinokudendai nerudo President Hichilema ne kumira nesu vana veZimbababwe👏🏾👏🏾👏🏾
Mutungamiri we CCC va Nelson Chamisa vanotora matanho ekumisa inauguration yava ED Mnangagwa iyo yanga iri kufanira kuitika musi we Monday Date re inauguration ratovapo ukuwo CCC yabva yati hazviko zvichapera mushe here apa see comments for details🙌
Pressure yadirwa mu South Africa kuti government ye South Africa isafambidzane ne government ya Dambudzo yakabirira ma Election. Be hopeful Ma Zimbabweans zviri kufamba. Hatiite dzimwe 5 years ne Zanu PG!
Nyika haigwiwi nema bible verses inoda pfuti tarisai muone pavanga vachipa speech sure umwe munhu angauya achivhiringa asi pane security haa mhani dzimwe 5 yrs dzokutaura woga Zvakaoma asi zec ngaisatidaro so🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ SATAN PAAGERE NXAAAA Emmerson Mnangagwa - 2350711 Which is 52.6% Nelson Chamisa - 1967343 which is 44%Asi if the difference is 383, 368 why the percentage is so different,.... Jus curious 💔💔Saka kana vanhu vakawanda vasikufara nezvabuda musarudzo,, i wonder kt akavotera tsepete tsepete wacho ndivanaani🤔🤔🤔Izvi hazvisikuda Mwari zvirikuda isu vanhu timire chaiko let’s fightShame zvakaoma Mwari we UK American S
Mukangoziva kuti Faffy haana mapepa muSA ngakagare kuZim…plus mari yegaro hakanaAIDS yakamupinda mumusoro kanjapisi Fadzai Maunganidze lemme tell u something skinny ,,, unofunga wakangwara hako nekuti wakapihwa kamukomana ke Zanu na panganai nekamari nema frontal wigs uchisvotesa mamwe ma youths but one day is one day,,, ask vana sis jacky vakasvipwa ne mhinzwa ye fish,,, fara hako ma two minutes bashing people but kamweya kako kehu jezebel kachaperaKanoti kuonda kunge skin tight yemanyoka🙄Kabenzi aka,ndaimuda sei.Chii chinofadza pakusuffer kweruzhinji,chero mukati ichoice yake.Zvaari kuCapetown ikoko handi kutotiza nhamo muno.
Haiwawo anopenga tikarega kuona mapost Ake tofa Hustling kudiii vana vaka graduater need proper jobs kwete kusimbisana nhemaMadam boss ane problem haasi kuwona vamwe vari kunyaradzana nemhuri ye Zimbabwe but iye everytime anoda kuita zvinhu zviri opposite even joy wandisinga fariri ari kuzama kunyaradzana nevamwe iye anoda kungoita I don't care it doesn't change anything haatombo fungi ma feelings ema fans ake yi type iya yokuti as long zvakamunakira achidya achiguta haneyi nazvo anofunga vese variku chema nevana ve Zimbabwe havana chekudya but vanoziva kuti kune vane problem yakadarika yavo nxaaaHaasiye akaverenga maVotes but as a public figure learn to shut up if u can't sympathize with the peopleInga
Va bloka neni mukunzwa sei see you ku instagram Mungade kupedzera bitterness pandiri Ndadiii zvangu ndini ndinoverenga ma results here ini ?? Ndini ndinovhotesa vanhu here ini ??? Most people varikupopota ndimi mune number yaifanira kuwedzera pa number iyoyo nhaika Saka woke up and hustle for mhuri yako idye pashoma ipapo pawabudira ziya Than kuuya uchituka madamboss as of uchawana firiji yakazara zvitaka zvehuku,as if uchawana mari ye feez yevana yakazara Muchikwana As if etc It’s time to work and hustle ngoma ndiyo ndiyo Madamboss havachinje nyika,havachinje nhamo irimumba mako&nb