Wednesday, November 27

General News

January 21, 2024

Mashura Tanyara Senzeni Naiza Boom Onzi Abatwa Nemurume Wemunhu Banhu Bopopota Kana Makubuda makonye Yoyo Zvafumurwa

Manga mayinzwa here kwatete venyika senzeni naiza boom wakabatwa nemurume wemunhu         Kana makubuda makonyne kuzasi motanga kuti maiguru mai Biggy ndiregererei asi kana zvichirikutapira mnoti hakuna munhu wemnhu saca             maiguru vanozokwana papi Olinda Mugowe MakundeEhe papakaipa dai pasina murume wemunhu akavabata madonhero acho aiva akaipa    Thx kumurume wemunhu nekuvabataKuzimbabwe ukasanzi wahura hautrende ndikuda kutozarura huru

January 21, 2024

Zvinorwadza izvi Munhu Kuuraiwa Senge Huku Mr Mwale Teacher Wepa Rio Zhombe MHSRIP Kuurayana Kwawanda

*Former Rujeko Somalala High School History teacher, who was now at Rio Tinto Zhombe ,             Mr Mwale was murdered last night at Zhombe Joel stands. Police are still investigating the sad gruesome incident.*

January 20, 2024

Zvinorwadza Izvi Chegutu Road Accident Yauraya Vanhu 4 Ngatinamatirei Mweya Wema Tsaona Uyu

Sad 4 k!lled in fatal road accident near ChegutuZimbabwe Republic Police (ZRP) has reported a fatal road traffic accident which occurred today at around 1300 hours.           The accident happened at the 103 kilometre peg along Harare-Bulawayo Road near Chegutu where four people d!ed when a Toyota Sienta collided with a haulage truck whilst trying to overtake it. More details later…         However, the police is on record calling on the motoring public to exercise extreme caution on the roads. Drivers are encouraged to avoid speeding moreso during the rain season characterised by poor visibility and wet surfaces.

January 20, 2024

Zve Betting Muchazvirega Marlon 33 Year Old Seke Chitungwiza Ozviuraya Pamberi Pevanhu Nebanga MHSRIP

WATCH: Seke community reels after man slits his throat in public Kombi k!lls walking woman, baby after head-on collision with Nissan Dualis SEKE community in Chitungwiza was left shell-shocked after a 33-year-old man slit his throat with a knife in public.           The man only identified as Marlon killed himself in full view of the residents. The deceased attempted to take his life Monday but the plan was foiled by neighbours who rushed him to the hospital. According to eyewitnesses the suspected artisanal miner came from Harare to commit suicide in Chitungwiza.             “Monday he took poison but survived at the hospital. From the hospital, he was unstable saying he was follo

January 20, 2024

Zvanyadzisa Holyten Sekisiii Tepi Naiko Kadora Mubhurugwa Yaa Pakaipa Ndiye Azopera Manje Vasati Vaona Hoyoo Varikuti Haasiriye Tarisisai

HolyTen Abura Nyowani Video Rake Achikwira Yellow bone rinenge Kim , The video irikufama muma streets of social media Holyten achikoira,HolyTen Abura Nyowani Video Rake Achikwira Yellow bone rinenge Kim ,                 The video irikufama muma streets of social media Holyten achikoiraHolyTen Abura Nyowani Video Rake Achikwira Yellow bone rinenge Kim , The video irikufama muma streets of social media Holyten achikoira

January 20, 2024

Applying for Royal Caribbean Cruise Jobs from Zimbabwe

Introduction: Working on a Royal Caribbean cruise ship can be an exciting and rewarding experience, offering the chance to travel the world while being part of a dynamic and diverse team. If you're in Zimbabwe and dream of embarking on a career at sea, here's a guide on how to apply for Royal Caribbean cruise jobs.  https://jobs.royalcaribbeangroup.com           Research and Choose a Position: Start by exploring the various job opportunities available on Royal Caribbean cruise ships. Positions range from hospitality and entertainment to technical and administrative roles. Identify the role that aligns with your skills, experience, and interests.         Visit the Royal Caribbean C

January 19, 2024

Mashura Ku Gokwe 39 Year Old Collen Bheka Ouraiwa Kupondwa Nema Brothers Ake 4 Kumucheka Vheka Nemabhemba Vachiti Ndiye Muroyi

Murume (39) apondwa achinzi muroyi     MURUME ane makore 39 ekuberekwa wekudunhu raMambo Nemangwe, kuGokwe anonzi akapondwa nekutemwa-temwa nemabhemba uye nematemo nehama dzake masikati machena vachimupomera mhosva yekuti muroyi aikonzeresa rufu mumhurVana (4) ava vakamuvinga vakapakata matemo nemabhemba.           Murume uyu nekutyira upenyu hwake, akazotiza ndokunovanda kumba kwababa vake muimba yavo yekurara achibva azvivharira mukati. Varume ava vakamudzingirira ndokunopwanya gonhi remumba maaiva apinda vachibva vamudhonzera panze ndokutanga kumutema-tema nematemo nemabhemba iye achiridza mhere pasina kumunzwira tsitsi,” vanodaro Insp Mahoko.           Panguva yaitika izvi, va

January 19, 2024

N"anga Sangoma Avo Vorambwa Na Freeman Mushure Mekunge Vati Ndiri N"anga Yake Vadximu Vake Ndovarikumupandukira Haana Chaanoziva

A SANGOMA says Zim dancehall star Freeman is NOT an armed robber but his woes stem from his ancestors who are furious that he has turned his back on them.           However, Freeman, told H-Metro he is a God-fearing man who doesn’t believe in sangomas.           “Matoita basa, handiite zven’anga ini, ndoita zvaMwari, handiite zvevadzimu, I don’t do such things.   “Handiite shave rekuimba, mine is pure talent from God.”

January 19, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Nhaimi 27 Year Old Sekuru Voonekwa Vachidya Nhengo Yemuzukuru Mwana We Hanzvanzi 2 Year Old Osungwa 18 Years

A 27-year old man from Marimbi Village, Seke has been jailed 18 years for aggravated indecent assault.             He was caught red-handed inserting his tongue into his two-year-old niece's private.     Insurance is very important if you can’t afford it get a loan but you will need good credit,   Loans  Mortgage Is needed for you to get good credit and also having a bankruptcy Attorney is necessary . You Credit maybe affected  Degree    

January 19, 2024

Huwandu Hwema Street Kuds Vana Ma 10 Years Vanorara Muroad Muna First Harare Hwawanda And Hurumende Hapana Xvairikuita

Huwandu hwevana vari kugara mumigwagwa yeguta reHarare huri kuwanda apo tinoona vamwe vevana ava vakarara mangwanani anhasi pamberi pezvitoro munaFirst Street. Vazhinji vevana ava pamwe nevamwe vanhu vakuru vanenge vakafuga           masaga nemakadhibhokisi vachitora zvinodhaka nekuitira tsvina pese pese sezvo munguva dzemanheru zvimbuzi zvekanzuru zvinenge zvakavharwa. Izvi zvinopa mikana mikuru yekunyuka kwezvirwere zvemanyoka.         — Muchaneta ChimukaMASANGANO anomirira kodzero dzevana ari kurumbidza mutemo mutsva uyo unorambidza kupinda murudo kana kushinha nemunhu ane makore ari pasi pe18 okuberekwa uye anobatwa nemhosva yerudzi urwu anogara makore 10 mujeri.        

93 94 95 96 97