Saturday, April 19

General News

April 06, 2025

Nandos Samora Mutare Road

FROM INBOX  Honai zvatasangana nazvo paNandos yemuna Samora muHarare nezuro, green bomber inside. Vanhu ngavazive. Nandos iri pana Samora Mutare road,142 Samora Avenue. The manager offered us free meals and begged not to expose them.             You took the meal and still exposed them, iNhunzi yaManager here?? Nhunzi inongopinda payada, hapana restaurant isina nhunzi. Pamwe ndiwe wakatobva nayo kumba ukaiisa imomo, u cant be trusted. KuNandos tukutozoenda..

April 05, 2025

Kwa Mutare Kwaradza Hazvina Kumira Zvakanaka

VADZIDZI vepaMutare Teachers’ College vasingagare pakoreji iyi vobatira hana mumaoko nekuda kwemumwe murume ari kufamba ari musvo uyo akatobata chibharo mumwe wavo nguva pfupi yadarika.Murume uyu anonzi anenge ari musvo akavhara kumeso kwake ne’balaclava’ kuti asazivikanwe.         Izvi zviri kuita kuti vadzidzi vepakoreji iyi pamwechete nevamwe vanhu vemuSakubva vagare vachitya. Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi vachiti murume uyu akapindira vamwe vadzidzi vaviri vanoroja kuChinyausunzi, kuSakubva nguva pfupi yadarika.         “Nemusi wa29 Kurume nenguva dza11:30 manheru, vadzidzi vechikadzi vaviri (mazita avo tinawo) vaive

April 05, 2025

Hazvina Kumira Mushe Vakadzi Vatotengesa Nyama Yepakati

VANHUKADZI vanoita zvekutengesa miviri kunzvimbo ine mukurumbira wekucherwa goridhe yeMakaha kuMudzi, kudunhu reMashonaland East vanoti basa iri harichabhadhare nekudaro vave kutsvaga mamwe mabhindauko ekuita senzira yekuraramisa mhuri dzavo.Parizvino sangano reNational AIDS Council (NAC),         rakabatana nebazi rezvemadzimai nekusimudzirwa kwemabhizimisi ari pakati nepakati, vari kufambisa chirongwa chekudzidzisa vanhukadzi ava kuchengetedza utano hwepabonde uye nekuvatsigira mumabhindauko akasiyana anobatsira kuti vawane raramo. Muhurukuro nemunyori uno, NAC District AIDS Coordinator mudunhu reMudzi – Trader Muzamhindo – anoti vari kushanda nesimba kuti pave nemabhindauko anobatsira kuderedza kuparadzirwa kwehutachiona   &nb

April 05, 2025

Geza Odzoka Zvine Power

Geza Odzoka ZvenepowerMunacho Gwamanda- Ware veteran and former Zanu PF central committee member Blessed Geza is pushing for the impeachment of President Emmerson Mnangagwa after revelations that he may have vascular dementia. If this condition is confirmed, the constitution allows Mnangagwa to be impeached for his fitness to govern.Geza, alleges that Mnangagwa’s deteriorating mental health has rendered him unfit for office.           During the recent inauguration of Lieutenant General Anselem Sanyatwe as Commander of the Zimbabwe Defence Forces at State House, Mnangagwa reportedly failed to recognise his long-time political ally and Minister of Local Government, July Moyo.  According to sources present,

April 04, 2025

Tytie and Kikky +Nyathi Family Izvi Hazviite

Garai nevana venyu chii chikukutadzisai kugara nevana venyu ini ndingoti gaa chero Manzwa mese πŸ˜‚ vana kuita kunge nherera zvima followers zvenyu zvichikunyeperai .torai vana vadyewo ma ribs emu spur sezvamurikuita ..vana kuita tsvina inooneka nepafon ndonzwa hasha mhani vakadzi imimi murikushanda mhani munokwanisa Ku       afodha vaskana vebasa torai vanaNgavagare nevana vese vanoswera pamba vachingoita content chinovatadzisa kugara navo chii nhai, isu hatigare navo nekuti hupenyu hwakaoma vana vachiri vadiki avo muchaona sekumupata akazvarwa       anenge akutoita contentwo chero iyeyu anokwanisa kuita. Vana ngavaonewo Netflix nema coco melon aya showmax they should enjoy kana mubereki achizviwana myb pfungwa dzema mai hadzisati dzak

April 04, 2025

Zimba Rawanirwa Nyasha ku South Africa Padirwa Sugar

Zimba Rawanirwa Nyasha PaMzansiSouth Africa- The government has extended the deadline for Zimbabwe Exemption Permit (ZEP) holders and other visa applicants to the end of September. The affected are those whose documents expired at the end of March.The new deadline, now set for 30 September, provides temporary relief for thousands of Zimbabweans who have been left in limbo as authorities work through a backlog of visa and permit applications. Home Affairs Minister Dr Leon Schreiber announced the extension on Tuesday under Immigration Directive Number 4 of 2025.         He acknowledged that despite efforts to clear outstanding applications, many remain unprocessed due to administrative delays. “The Department of Home Affairs has been working to

April 04, 2025

Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

  Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinaniMWANASIKANA wekuHopley Zone 6, muHarare – uyo         ana amai vakabuda mubepanhau reKwayedza nguva yadarika vachikumbira rubatsiro kuruzhinji rweZimbabwe mushure mekunge izwi rake rangoenda zvachose – akashaya.azorora mwana uyu mmmm RIP girl mmmm akatambura mwana uyu     Ndopaunonzwa     rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

April 04, 2025

Boarding Masase High School Headmaster Vaibata Vana Vakomana

Mhuka iyi ndiyo yaibata vanakomana chibharo paMasase High School, anyone who sees him, please report him to the police. Information yapihwa inoti he has sodomis*d other students as well.            Previous post: Anymore Gumbo, a deputy principal from Masase High School in Mberengwa, is accused of sodom*sing a student last Friday. The incident was reported to the police, but he was not arrested in time, which gave him a window to escape. He is now believed to be on the run.         The SDC committee is currently investigating whether other students may have been victimised, while the Ministry of Education's district-level DSI is also conducting its own inquiry.   Anymore Gumbo, a deputy princi

April 03, 2025

President Emmerson Dambudzo Mnangagwa Vatisiya Sad

I AM NOT CRAZY , I CAN NOT JOKE WITH THE DEATH OF OUR PRESIDENT , I WAS TOLD MUSI WAVAKAFA SE HOMWE YENYIKA BUT I COULD NOT TELL YOU BECAUSE PACHIVANHU CHEDU MAMBO HAVATAURWE ZUVA RAVAFA !!!!   ITS MY DUTY AS THE SPIRITUAL TERRITORAL COMMANDER OF ZIMBABWE TO TELL YU THIS.   HAVE ANYONE SEEN PRESIDENT LATELY OR PAKUNGOBUDITSWA MA RECORDING AVO EKUDHARA.         I CAN NOT TELL YU HOW HE DIED i.e the cause of his death muchaudzwa na GEORGE CHARAMBA thats his duty, BUT VAKATISIYA VAMUNANGAGWA.   MUCHA BHILIVHA HENYU SOON.   ONCE AGAIN CONDOLENCES TO THE FIRST LADY MAI MUNANGAGWA , THE FIRST FAMILY AND BELOVED ONES & FRIENDS.         NDIRI HOMWE YENYIKA , MUCHA BHILIVHA HENYU WI

April 03, 2025

Mnangagwa Afa Zvaishura Kufa Kwake

CONDOLENCES MUNANGAGWA FAMILY 😭😭😭   https://youtu.be/vy8j6vcQAt4?si=lkB_sA60L0aC6rmM   WE HAVE LOST OUR PRESIDENT OF ZIMBABWE ON THE 1ST OF APRIL 2025😭😭😭    ZIMBABWEANS & the whole world joins me in sending you our deepest sympathy and condolence during this time of sorrow to the MUNANGAGWA FAMILY . ♥️😭♥️   We are all shocked to hear of the tragic and untimely death of HIS EXCELLENCY PRESIDENT EMMERSON DAMBUDZO MUNANGAGWA.😭😭😭    His loss will be particularly felt by his countrymen, for whom he worked so hard. The memory of his brilliant leadership will, however, remain a source of inspiration and encouragement to all his friends, countrymen and the world .    

7 8 9 10 11