Step mother nababa vacho vauraya mwana wavo Mapurisa ekuNyanga vasunga Chakupiwa Kamupira anemakore 38 NaMaria Chibego makors 38 mushure mekurova mwanasikana ane makore 17 ,mainini ava vakarova mwana kusvika akuvara nemaoko nechamboko nokuti vaiti akanga asina kuvata pamba musiwa 14 Vaona kuti akuvara zvakanyanya vakazomusenga kuinda naye kuchipatara uko akanosvika achifa manurse ndokudana mapurisa vaviri ava nyaya yavo haisati yapinda mudare sezvo pari kuitwa postmortem nekugadzirira kuviga mutumbi wemwanasikana Huye zvakaitika nezuro Chimusasa bussiness centre MUNODIREIKO VARUME VANE VANA VAVO KANA MUINE UTSINYE!!!!!!!!Nesuwo Wana mai zvivindi zvekuchengeterwa vana na step mother tirikuzvi
@Julie:When I saw how Daniel died on the news, as a parent how do you cope with your loss. Dad, you were so strong & brave how you spoke about your son, as each day passes I pray u & your family can cope with your loss. In years to come your son’s memory will remain with me. I hate this world sometimes.Daniel Anjorin was 14 when he was killed on his way to school Footage from a nearby property appeared to show part of Mr Monzo's body as he struck Daniel, but the full encounter was obscured by a house. Another woman could be heard in mobile phone footage saying: "He just killed that boy," as Daniel lay on the floor. The trial was briefly suspended when a distressed
Mhedzisiro madzimai varume vakafinhwa nezvamuri kuita, munongosiiwa pamuri ku lodger ipapo mosara mave mega, murumu haadzoke for goodTakanzwa kuti vanhu vakarora varikupiwa Bonde ka1 pa2 Weeks hameno pamwe ndizvo zvirikukonzeresa 😌Chakafukidza dzimba matenga hama tirikugara nzara mudzimba umu Bonde rinema sanctions harinakidze zvachose . I'm not saying zviri right zvaitwa na uyo but nzara wakarima ma 1🤔
Shame hugs starglow aka mai naty hanzi havachaone Vava bofu 😢 😠😿 ndiye akabirwa mafuta nakamuchacha 😢 😠😿 😢 😠😿 😢 😠😿 😢 😠😿 😢 😠😿 😢 😠what really happened to her veduweI sis Melly Said Ko kuHarare hanzi kune maslay kwini 3 ave mapofu vakakanganisa mhiko kwahi vakaromba pamozambique ..Nhai kundiudza izvi ndinei nazvo ??Bvaa chingotiudzai zvizere mumacomments acho aaah makaoma 🤣🤣🤣🤣🤣Musachiva zvinhu zvamunoona painternet nhaika Mukadz uyu ndinozam kuteedzer dressing yake veduwe ndomud kani.. Kn dzirinhema ngavauye vati im oky veduwe moy
Kraifontein is not safe guys hameno vanhu mukugarirei nzvimbo iyi This gut was shot in phase 6 30mns agoIiii chii nhaimi everyday here mupenyu hereIzvezvi ndiUber driver ,vanhu vapera ivava,tangodavira hedu english inemanyemwe fani
Zvime hazvisi necessary shuwaKushow yaJP kwaka zoyendwa nezvimwe this time . Nhaiwe Zuva was kupoda really necessary during the show ? Apo waisiya your colleague achito zhinya kutorwa pic ane zi bra riripanze kunge raCynthia 😅. Mabharanzi pfo pfo pfo muCanadaAkatoziva Kuti pane vanomutora ma photo akavarairwa akatogara Ari ready zvake ASI chakaipa chacho apana zvapoZuva aifunga kt achatendwa na Jp anofunga kt jp anozomuonawoo kuita mazuva achingoti hee show hee chino wagwizi vakanganwa kt vanombotuka jp ne zve zanu zibenzi zuva zihureI blame pirikisi😂😂😂 zuva na Jackie face dzavo 🔥🔥 but brain haa vanoda kumiswa
Zviri kunzi vakaita zvekuromba na Sta glow iye Sta ave bofu uyo Cyn ari kungotatarika mheno zvavakaita ku n'anga ikatsamwa ikavarova neshamhuAnonymous participant 397 ayewa Star haatane kuexplainer uye gore rekunzi munhu waPapa prophet akambononoka here kuita post achidaira iyi yatoo nemaweeks ichitenderera ari zii 😂Zimbabwe happened! She adjusted to the current situation shop ichiriko asi yakutengesawo cheap runner stuff. Unonyura ukada kuita bling vanhu havana mari!We are a sad people aren’t we? Kutoita post yekutsvinyira munhu nekumuseka hee adonha hee haacharire? Mmmm yaa Anyway she amassed her clothing business to the economical climate This was never the only business she ha, she has othe
For 34-year-old Tinotenda Kuture, an aircraft engineer by profession, years of drug addiction led to criminal activity and eventual ZPCS scales up evidence-based drug rehabilitation model July 15, Story by Abigirl Tembo, Health Editor AS the country battles the drug and substance abuse menace, Harare Central Prison is scaling up an evidence-based crime-specific treatment rehabilitation programme introduced in 2023, to rehabilitate inmates struggling with addiction. At Harare Central Prison, rehabilitation is no longer just about confinement, it is about transformation. Since 2023, the correctional facility has been i
Sorry Kadoma ðŸ˜ðŸ˜ðŸ“°ðŸ˜ðŸ“°ðŸ“°ðŸ“° An accident occured in Waverly Near Takawira Avenues Road, when the driver lost control of the car and they hit one building and went on to hit a couple that were moving along the road 😔 and the car to rolled many times. This said event seems to have claimed one victim so far#RIP# and the others are seriously injured. The car was believed to have been speeding according to the witness of such horrible event. Do not drink 🻠and drive please 🙠life is precious 💕 lets not be reckless at all costSorry kadoma ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Zvirikuti rwadza Zvaitika makuseni mu Kadoma vakomana v
WOMAN OFFERED FAKE JOB, GANG RA....PED BY TWO MENA WOMAN, who was look ing for a job, was on Friday gang ra......ped, robbed and dumped along Seke Road. 1 The 21-year-old woman was lured by two men, one called Anthony and another who was not identified, to come to the Harare CBD. The two claimed she was being invited for a job interview to fill the vacancy of an accountant. The three agreed to meet in the Harare CBD at around 3pm.Antony and his counterpart were in a silver Honda Fit which was parked at the corner of Robson Manyika and Angwa Street. She got into the vehicle and sat together with Antony. Antony ordered his counterpart to drive towards Chitungwiza while the two would discu