Wednesday, April 16

General News

April 06, 2025

Vanonwa Ma ARVhi Hupeyu Hwenyu Hwavepama1 Ku Zimbabwe Healthy Minister Douglas Mombeshora Otaura

Zimbabwe yosarirwa nema ARV e 3 months mushure mekunge Trump azvivharisa kune vanonwa mapiritsi a Zimbabwe Gets Three More Months Of ARV Drugs After Trump Cuts Off US$200 Million Funding             Zimbabwe must find local solutions” – Foreign Minister Foreign Affairs Minister Prof Amon Murwira said Zimbabwe should not rely on foreign aid. “Every country has the sovereign right to decide how it allocates aid, and Zimbabwe must respect those decisions. Just as Zimbabwe can choose to support another country and later withdraw that aid, so, too, can others. We cannot complain when they exercise that right.”           He stressed the need for domestic funding:

April 06, 2025

Nyika Yose Yochema Na Madamboss Hazviite

Madam Boss poses for a picture with Nyaradzo Group CEO, Mr. Philip Mataranyika.Not a good hug to someone's wifeZvimwe hazvichadi kana wachembera wachemberaChiuno icho chanyanyisa! Kuita kunge tsambarapfuta so? Tsambarapfuta itori nani because zviri proportionate...kuita           sezingizi here?Ndokuti zvidiiko kubva zvadai zvozodii haaa pressure go kill us shame one thing l know is tinongofa zvorovaMhofu vakaramba vakanyarara mukadzi anovhunika uyo ,hazvichasekese manjeUnnecessary pressure haaa she regrets

April 06, 2025

Sonja L Madzikanda Mukadzi Wa Wicknel Ochema

Tiri kutopfumisa umwe munhu tichiti ndiSonja izvo ifake account ....zvanzi naSonja she is not on facebook lets report and unfollow all facebook accounts akanzi Sonja L MadzikandaTiri           kutopfumisa umwe munhu tichiti ndiSonja izvo ifake account ....zvanzi naSonja she is not on facebook lets report and unfollow all facebook accounts akanzi Sonja L Madzikanda

April 06, 2025

Nandos Samora Mutare Road

FROM INBOX  Honai zvatasangana nazvo paNandos yemuna Samora muHarare nezuro, green bomber inside. Vanhu ngavazive. Nandos iri pana Samora Mutare road,142 Samora Avenue. The manager offered us free meals and begged not to expose them.             You took the meal and still exposed them, iNhunzi yaManager here?? Nhunzi inongopinda payada, hapana restaurant isina nhunzi. Pamwe ndiwe wakatobva nayo kumba ukaiisa imomo, u cant be trusted. KuNandos tukutozoenda..

April 05, 2025

Kwa Mutare Kwaradza Hazvina Kumira Zvakanaka

VADZIDZI vepaMutare Teachers’ College vasingagare pakoreji iyi vobatira hana mumaoko nekuda kwemumwe murume ari kufamba ari musvo uyo akatobata chibharo mumwe wavo nguva pfupi yadarika.Murume uyu anonzi anenge ari musvo akavhara kumeso kwake ne’balaclava’ kuti asazivikanwe.         Izvi zviri kuita kuti vadzidzi vepakoreji iyi pamwechete nevamwe vanhu vemuSakubva vagare vachitya. Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi vachiti murume uyu akapindira vamwe vadzidzi vaviri vanoroja kuChinyausunzi, kuSakubva nguva pfupi yadarika.         “Nemusi wa29 Kurume nenguva dza11:30 manheru, vadzidzi vechikadzi vaviri (mazita avo tinawo) vaive

April 05, 2025

Hazvina Kumira Mushe Vakadzi Vatotengesa Nyama Yepakati

VANHUKADZI vanoita zvekutengesa miviri kunzvimbo ine mukurumbira wekucherwa goridhe yeMakaha kuMudzi, kudunhu reMashonaland East vanoti basa iri harichabhadhare nekudaro vave kutsvaga mamwe mabhindauko ekuita senzira yekuraramisa mhuri dzavo.Parizvino sangano reNational AIDS Council (NAC),         rakabatana nebazi rezvemadzimai nekusimudzirwa kwemabhizimisi ari pakati nepakati, vari kufambisa chirongwa chekudzidzisa vanhukadzi ava kuchengetedza utano hwepabonde uye nekuvatsigira mumabhindauko akasiyana anobatsira kuti vawane raramo. Muhurukuro nemunyori uno, NAC District AIDS Coordinator mudunhu reMudzi – Trader Muzamhindo – anoti vari kushanda nesimba kuti pave nemabhindauko anobatsira kuderedza kuparadzirwa kwehutachiona   &nb

April 05, 2025

Geza Odzoka Zvine Power

Geza Odzoka ZvenepowerMunacho Gwamanda- Ware veteran and former Zanu PF central committee member Blessed Geza is pushing for the impeachment of President Emmerson Mnangagwa after revelations that he may have vascular dementia. If this condition is confirmed, the constitution allows Mnangagwa to be impeached for his fitness to govern.Geza, alleges that Mnangagwa’s deteriorating mental health has rendered him unfit for office.           During the recent inauguration of Lieutenant General Anselem Sanyatwe as Commander of the Zimbabwe Defence Forces at State House, Mnangagwa reportedly failed to recognise his long-time political ally and Minister of Local Government, July Moyo.  According to sources present,

April 04, 2025

Tytie and Kikky +Nyathi Family Izvi Hazviite

Garai nevana venyu chii chikukutadzisai kugara nevana venyu ini ndingoti gaa chero Manzwa mese 😂 vana kuita kunge nherera zvima followers zvenyu zvichikunyeperai .torai vana vadyewo ma ribs emu spur sezvamurikuita ..vana kuita tsvina inooneka nepafon ndonzwa hasha mhani vakadzi imimi murikushanda mhani munokwanisa Ku       afodha vaskana vebasa torai vanaNgavagare nevana vese vanoswera pamba vachingoita content chinovatadzisa kugara navo chii nhai, isu hatigare navo nekuti hupenyu hwakaoma vana vachiri vadiki avo muchaona sekumupata akazvarwa       anenge akutoita contentwo chero iyeyu anokwanisa kuita. Vana ngavaonewo Netflix nema coco melon aya showmax they should enjoy kana mubereki achizviwana myb pfungwa dzema mai hadzisati dzak

April 04, 2025

Zimba Rawanirwa Nyasha ku South Africa Padirwa Sugar

Zimba Rawanirwa Nyasha PaMzansiSouth Africa- The government has extended the deadline for Zimbabwe Exemption Permit (ZEP) holders and other visa applicants to the end of September. The affected are those whose documents expired at the end of March.The new deadline, now set for 30 September, provides temporary relief for thousands of Zimbabweans who have been left in limbo as authorities work through a backlog of visa and permit applications. Home Affairs Minister Dr Leon Schreiber announced the extension on Tuesday under Immigration Directive Number 4 of 2025.         He acknowledged that despite efforts to clear outstanding applications, many remain unprocessed due to administrative delays. “The Department of Home Affairs has been working to

April 04, 2025

Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

  Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinaniMWANASIKANA wekuHopley Zone 6, muHarare – uyo         ana amai vakabuda mubepanhau reKwayedza nguva yadarika vachikumbira rubatsiro kuruzhinji rweZimbabwe mushure mekunge izwi rake rangoenda zvachose – akashaya.azorora mwana uyu mmmm RIP girl mmmm akatambura mwana uyu     Ndopaunonzwa     rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

5 6 7 8 9