Winky d bigman otongwa chitororo ne Zanupf Mafia .Last Night he had a show in Bulawayo where people audience his fans were requesting him to play Ibotso during the performance. However Winky D music made an announcement saying "I've been cautioned I've been warned âš ï¸ not to play a particular song they will be disaster. The fans should have sing it vega Zimbabwe tirimuhunhapwa muhuranda.
Madam boss zvamusina kupfeka nhai mai mhofu asi ku Zimbabwe hakuna maternity here chii chakadaro chinenge ngozi mazamu nedumbu riri panze like this
Maitt Ndokwazviri kuenda kuna Mukoma masimba Watambudxa vanhu vakawanda vachema newe unofunga kugunununirwakuroiwa kushoma?
Vashadaya Shuja murume akasvika sewe kutadza kutengera mwana ma potatoes 🥔 kuti asimbe.Akuita senge Chimukuyuu nyama kuomarara.
Pane live Yandaona Ya Olinda Chapel achitaura Kuti Rich aunt kudiwee this and that musashamisirwe.Anyone in the UK can afford zvikwereti it's so basic that lifestyle Zvikwereti.
Mukaranga uye wa Nomathemba Primrose Ndebele we UK aingobuditswa ma bits and positive azoroora munhu.
Olinda Chapel usasiye camera ichikurecoder from behind iwe waka ironwa magaro hauna magaro . Camera 📷 from behind inoda munhu ane magaro.
Bee wezhira Muchato wako unoshamiseiko zvekuti kwakusina vane masonic.Kana wemwana Wa queen 👸🾠wanga uripajekerere.
Ketty urikunzwa sei Shamwari Yangu wadya here.Maitt said I don't have friends they force themselves on me I don't approach anyone for friendship .some even go to an extent of buying friendship neni .
Mbavha Scott atengera girlfriend range rover as a gift enchantress Natalie mhandu akadyiwa bota akatengerwa markX yeblue zvinhu zvacho komukadzi Wa wa lumumba achatengerwa yake futib.Zimbabwe one bedroom 🤮