Sunday, June 21

General News

May 03, 2023

Fans Said Madamboss Vanoremera Maitt Honai Malikes Chete Ava Poster Same Time Maitt Dzangova Nharo Vanhu Havachade Chitsotsi

Vanhu voti Tyra anoremera mastreets honai malikes chete kukunda mai tt time 20 Maitt dzangove nharo valera zvavo .

May 03, 2023

Two Legends In One Picture Tete Tilda And Mbudzi Yadhura Vanhu Vonyepa Kuti Murume Nemukadzi Let's Respect Our Elders Tete Vane Murune Wavo

Munyori oti maizviziva here kuti MbudziYadhura Ndiye Murume watete Tilda musi wa 3 August's wanenge vane 29years wari murudo .isu toti order Tete vane murume wavo this is a lie let's respect our elders

May 03, 2023

Akatiroya Mazimbabwean Akafa A Zimbabwean Woman Based In UK Has Been Arrested For Turning A White British Man Into Her Pet

Either akatiroya Mazimbabwean ngaatinzwirewo tsitsi vanhu kuenda kuchando kunopenga here . Zimbabwean woman based in UK 🇬🇧 has been arrested for Turning a White British man into her pet .

May 03, 2023

Mambo Dhuterere Vonyeperwa Zvavo Na Phillip Chiyangwa And Tino Machakaire Fake Promises For Clout Hakuna Stand Yaurikupiwa Or Kuvakirwa

Mambo Dhuterere vakanyeperwa zvavo pakazara vanhu na Philip chiyangwa And Tino Machakaire Havana kumupa kana cent .Chiyangwa as usual promised kumupa stand Tino Machakaire promised kuvaka imba pastamd yaachapiwa na Philip.Ask Kapfupi chinyangwq akamunyeperawo zvestand.

May 03, 2023

Shugeta Akambochemedza Anna Honde Wemapundu Kunge Goko Rechimodho Asi New Girlfriend Atori Kagogo Zvake Anna Better

Uyu Nusikana washugeta ane kakuchembera hameno kuti ku bleacher here or what Atori mbuya@zvake .Shugeta kuteyawo bag zvake.

May 03, 2023

Tinashe Mugabe DNA Tests Hanzi Anotamba Nepfungwa Dzedu He Pays 40usd Per Couple Voita Maskits Zvavo

Tinashe Mugabe DNA zvima skits izvo hanzi vanopa 40usd per couple .The more popular the show the more money you can make on performance royalty ndofunga mapabata ipapo.

May 02, 2023

X Chikomba Cha Fungai Mtsisi Chepa Tinder Chopedza Vakadzi Vese Vechitema MuUk Zvekutsvaga Varungu PaTinter Muchazvirega Unongoitwa Hit And Run Fungai Namaitt 6na9

Fungai Mutisi Madam Boss Sister murungu wake wepatinder akamuita hit and run uyu natural 6na9 so ngaasamuseke zvake .

May 02, 2023

Mhamha Daddy 2 In One Tatelicious Odemba Chaakabvisira Blambi Yake Mushure Mekunge Mwana Wake Amuti Daddy Kasingapere Zvehungochani Muchazvirega

Tatelicious oti ndamukirwa kuseni kunzi Daddy Daddy Daddy imwee unoidemba mboro yawakasvotora nevana ava.

May 02, 2023

American Millionare Rutendo Samaz Mashura Akagochwa Akapfekawo Zvinomufita Pamwe Pese Anongosimira

Samaz Facebook fans are  so proud of her kuti aka chenab she us wearing something zvinofita body yake .  

May 02, 2023

Mike Chimombe Zanupf Akapotsa Atisiya Achiyanikwa Pazuva Nekusunga Bhurugwa Newire Blood Sisters Vakadzi Vake Vodyiwa Havo Nechakapedza Mbudzi Nekuda Mari

Mupfumi ndiani ane mari neane Hutano Masisters vakadzibvamike chavo kungoda mari yezanupf chete ..Tinoti Ebenezer Mike Asimba mapiritsi.

641 642 643 644 645