Mainini wasu wasn't feeling well pamwe iperiod pain hamenoWasu face yacho kunge nunhu akunzwa period pain😂😂😂😂Wasu anga atori busy kufunga hake ma g-string aMura kuti nhasi anoyenda kuchihuree akapfeka ripi, dai naiyewo avharirwa vasungwa vamwe varara vari pakisimusi naye achingoti mazimhino seedhongi
Aftr audio iye yekuti ndaibhadhara Pp haaa I don't think pane achada kumira nenyaya dzake kumaPp ikoko vabudisirwe basa zvisina basa mhuri dzavo dzigoparara nenzara bodo plus vanenge varimo zvavo mumastreets imomu vachidinzwa nyaya dzakeVanhu vacho vakuramba mabribe ndipo pakunetsa.Ezvino vakufukunura mhosva dzake dzekare kuti hee akamborega kuita community service dzaimbovepi pese apa mhosva idzi? Zvikiti you underestimated Ketty but maAudio aKetty aye anga ari maone.
Pakuda mai Bwanya apa namatiraika Mwana Wenyu munomuda Muchitsvaga clout nevanhu vanouya Kuchurch here
1 down kwasara mbavha imwe iyi inobira vanhu ichitora mari dzevanhu isingaite basa Mai Deco your days are numbered uri kutera sahwira wako kujere maifurirana kuvhara vanhu chimbavha basa rekushandisa vanhu usinga vape mari zitsotsi …vakabirwa vose na Kristel namai vake nyorai1
Dayi kakaworera mukati saJob sikhala. Kambwa 🤣
Chatunga Mugabe said don't fund fake lifestyle with borrowed money like maitt munofira mujeri vanhu vomutuka Ko ivo hant vakuraramawo nepfuma yekuba. Baba baba yavo yaivewo mbavha gororoZvamurikurarama nekubira nyika wani kambwa
Uyu apana kwanoenda as long Ed achiri pachigaro kanganwai henyu.Zvikiti zvese mangwana handei ku court tinoita toyi toyi musakanganwe kupfeka regalia ina Ed
Felistas avemukati ari mupolice custody , ndotime yekuona chokwadi kuti maghosts ake chaiwo ndeapi handiti?😂😂😂😂cant wait for Tilder live zim achiti imhosva yeyi yakakupinza mujeri unhatirondedzerawo here zvizere kikiki
JUST IN Felistas Murata, Mai Titi has been convicted of theft of trust property. The State has made an application to have her remanded in custody to this Wednesday pending sentence. Murata surrendered a hired car as surety to a loanshark before retrieving it and surrendered an invalid passport as surety. In her judgment the magistrate described the case as a "classic case of theft of trust property"
Mai tt wakapusa dzidza pana tyra you think tyra anotoda mai nandi nemoyo wese hapana apo mai nandi vanobudisa mari preparation yadzabu wakaona kuchitengwa magucci akatengerwawo dzake hembe akapiwa mazimari manje iwe feli unowanza dzungu ketty akabvisa friendship fee zvakanaka zvinengei iwe dai wakadzikama uchingomora chete samadam boss bvuma kupusa izvezvi hausi kufunga mabhachi awakapisa nechando ichochi uri dazvanana iwewe