Arab countries is a no go area plz ladies l berg youSo nyaya iripo yakamira yakadai pane murume anonzi Wilsan anoita basa reku recruiter vakadzi mazimbabwean ane group rake achizviti anotsvakira vanhu mabasa ku saudi arabia unongoziva nezvakaita nyika yedu people are desperate so munhu unenge uchitoda kushandira mhuri muface uyu anotengesa vana vevanhu kuma Arab vobatwa rough vachishungurudzwa kana tamuudza kuti tiri kushungurudzwa otituka kuti heee inini ndakatokutsvakira basa so now l don’t want anything to do with you vamwe varikutogariswa muma store room nevarungu vaakatsvaka iye so iye haadi kuti munhu aite complain nekuti akatodya mari anoziva kuti ukati unoda kudzokera kumba munhu waanenge atsvagira basa achati give me back
During his Instagram Live session, Chatunga addressed a fan’s question about his relationship with Mnangagwa’s sons Collins and E Jnr He replied, ‘We’re on good terms. He’s a good person, and I’ve known him since childhood. We’re like family (Vamwe vedu).
WATCH : "Uri kuhura mfana wangu", Peter Moyo told by a fan in public. At a recent electrifying performance in Harare, Zimbabwean musician Peter Moyo found himself at the center of a public spectacle when a bold fan interrupted his set, accusing him of promiscuity with the candid remark, "Uri kuhura mfana wangu" (You're too promiscuous, my boy). The crowd buzzed with anticipation as Moyo, unfazed, delivered a provocative retort: "Murume kana usingahure hauna zvekuhurisa" — implying that a man who isn’t promiscuous lacks the resources to flaunt. The exchange, steeped in cultural machismo, sparked heated discussions on social media, with opinions split between th
Asi Thabo kaaa, paunit O apo,ayaas l feel for your motherMwari vedu havanyadzise. Some people might think there are above the law but pamusoro pazvese pana Mwari so God will be with us throughout this ordeal. You are strong Mai Jeremaya, I believe you. ๐ซ. Continue giving strength to the next girl. We are with you throughout your journey.Uyo kana ari muCIO weshuwa ngaasungwe,ndivo vanoziva mutemo kana uchida mukadzi pfimba udiwe than kumbunyikidza munhu Hugs dear โค๏ธIt is well maiguru Thank you for being strong I pray Mwari varambe vachikupai simba At the moment pliz rest We love you โค๏ธโค๏ธManheru akanaka kwamuri just a quick upd
The late Custon Charambira’s family representative, who spoke in the victim impact assessment in court, pleaded with the presiding officer to free musician Chillmaster because he pledged to take care of the deceased’s juvenile children. Lucia Charambira took the witness stand and told presiding magistrate Tatenda Mukurunge that Chillmaster financed the funeral, through providding food, transport and money for the coffin. Below are some of the comments: A lot was considered here, he was remorseful, he worked out something with the bereaving family, he also considered he is young and has potential, why are you all clamouring for potential to be destroyed behind the cells. You will never know
Mark Nyamayaro, not related to the writer, was rescued by well-wisher after he broke an empty bottle and cut his throat. He sustained neck injuries. Harare provincial police spokesperson Inspector Luckmore Chakanza confirmed the case. “Police are investigating an attempted suicide case in Budiriro. “The victim confessed to have consumed “mutoriro” at Machipisa Shopping Centre in Highfield. “He was rushed to Sally Mugabe Central Hospital in the company of his father,” said Insp Chakanza. His father Howard Nyamayaro said it was Mark’s second time to cut himself after consuming illicit beer. In the first incident, he broke an empty bottle and cut his left hand.
Kana zvema relationship Zvaramba budai muchiri vapenyuIZvekuroorwa izvi dzingori nharo veduwe haaa๐๐miiVaomesera murume wavo veduwe ๐ญ๐ญ๐ do you know kuti varume vane hutsinye vamwe varume akaona wadzidza wakushanda ukazomuti handichakuda anokuurayai imii chero wasiyana newe anotokutsvakira matsotsi zvakaomaMunhu araiwa ndomuziva ndarwadziwa aurawa kuno kurandfontain anogara greenhills uku๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ
Nyathi anogona kusvina trouse hake ndozvamuri kudzidziswa na banabasi masviniro akadaro Aiwa kana zvakadaro rambai makadaro masviniro akadai isu vanhu vechidzimai tohwa kufara muchibata mabhora Achaputitsa mabhora Kure uko iwe jendekufa apana chaunotiwo vagona chako kushora urimhata
Haaaa vakomana vanga vachidya vanhu vevanhu patown, I think vakutodarika uye weku Guinea ๐๐ The list is too big๐๐๐๐๐ In God we Trust, In Matrix we get the job done #matrix #investigations #security #disciplineMmmm iyi nyaya kaaah sometimes muface uyo angori ne lucky rekudya mabby akawanda uyezve akanaka mundiudza kt vese ava vayi manikidzwa hre ende zvaka nyararwa sometimes pamwe paitirwa akangwara anotora advantage ende zimbabwe hayina kukura zvekt dayi akabatwa kare ende mapcs ese ayo hapana panoratidza kumbunyukidzwa apo vasikana vacho ndivo vakato zembera muface ๐๐๐ pamwe murume ndiye ayito batwa chibharo asi kana mati kuita vakadzi vakawanda kwaku sungisaMadii &
Vakadzi varipano ngatibatsirei mai Jeremaya varikuda support chaiyo kuchinjawo mavanogara nekuvavakira imba ..life yavarikurarama inorwadza woti kushungurudzwa nemurume wobatwa chibharo varikuda vanhu vanomira navo panguva dzino...Ipapa uchanzwa pakunzi pari kudiwa go fund nekuti vakarepwa maZimba๐Mai shumba warikuita ku glower it's true ndarwadziwa hanku