Thursday, October 22

General News

January 12, 2024

Mashura Chaiwo X Ya Kikkie Oti Ndokukwirwa Kwemunhu Ai Abuswa Here Uku Yo Calculator Time Dzaamusvira Oburitsa Zvese Zvinonyadzisa Izvi Chokwadi

Did u know!! Kiki akatanga kurohwa nyoro ane 15 years bvaaita mwana ane 16 yrs(form 4) Meaning if its 1 guy and average s3x is 3 rounds then that is 3 rounds per week if vaiita s3x once a week.           A year is 52 weeks. Thats 156 rounds per year. A round is about 100 strokes. Thats 15600 strokes per year. Then bvaaita 5 years before she met Tytie. Thats like 780 rounds before Tytie came.           Then zvonzi past is past imika. Uriwe ungamuda here muroora akadaro?Same same apo hapana mutete Weumwe kana tytie yacho aitova ngochani achidyiwa Kumanyoro (kumufudze) vese vakadhamba. Hakunawo futi munhu anoda mukwasha akakechwa nemamwe mahofori bvaipaa

January 12, 2024

Saintflaw Aroora Achingobuda Mu Rehab Tinashe Mutarisi Ndiye Munyayi

Saint flaw Aroora Musikana Wake Achangobuda mu Rehab This is Shocking to a lot of people.           Tinashe Mutarisi Nash Paint ndiye munyai Wake anova promoter Wake Zvakare Makorokoto to him and wife

January 11, 2024

Vanhu Vovhunduka Jah Signal Zvataifunga Wapera Mari Waiwana Kupi Yekutengera Mukadzi Mota Ye 300 000Usd Range Rover

❤️Ndiwe mbabvu yangu ndiwe. Thank u mamoyo #amainicky #nicolleta ❤️           Haaaaaa mamusicians Mota vazotengera vakadzi vavo veduwe haaaa zvirikuita vanhu vane mari kunze uko         Saka vnhu vanemari kunze uku apa vamwe vaiti waperaNice Shumba mavagonera aMamoyo❤️😍      

January 11, 2024

Mashura Zvinoshamisa Zvinotyisa Obey Tichafa Mukanhairi Vakanga Vanoina Ndege Ya Black Coffe Ichaita Accident Zvakaoma

A prophet is not honored in his own country 🙌🏻Prophet Obey Tichafa Mukanhairi vanotaura zvinoitika than vana Papa venyu vanoswera vachikusvinai mari kuchurch muchiti I receive Papa , muchivapa mari chaiyo-           chaiyo inobatika ivo vachikutii receive your money yemumhepo yausingafi wakawana muchinyeperwa nekuitiswa zvinhu zvakapusa sekutengeserwa ma wristband hanzi it's protection iye pamba pake pane Safe Guard 👮armed security for his protection😂😂😂Mark 6            Jesus said to them, "Only in his hometown, among his relatives and in his own house is a prophet without honor." He could not do any miracles there, except lay his hands on

January 11, 2024

Tovhunduka ka Bee Wezhira Oti Apostle Sean Murume Wangu 9months Ndichirutsa Mwana Obuda Akafanana Newe

I bless you when you are like this I will bless you again when ua able to see me Then I will continue to bless you. Bee Wezhira 😃 do you remember when I prayed for you pakati peshop rakati ngwee..           Arisi drama here riya9 months wakatakura munhu uchirutsa uchigwara uchidii,         obuda asina kufanana newe,hazvirwadzi here madzimai 🤣🤣🤣🤣. Ndairaira ari mudumbu kut fanana neni pliz kana uchida tisanetsana😃

January 11, 2024

Bee Wezhira And Apostle Sean Voti Tinomora Newe Tytie Urimurume Chaiye Pane Vamwe Kikky Haana Kusvotora Nhumbu Akachengeta

I salute that guy He is a man kukunda chembere zhinji dzisingazive kuti love chiii iyaaa mwana mudiki mukomana uyo but He handle situation zviri calm and gentle .          

January 11, 2024

Zvinoshamisa Nekurwadza Varoyi Kana Tete Vachafemda Tytie Na Kikky Va Blesswa Vakuitirwa Muchato For Free Ne Well Wisher

The way these guys love each other kaaa dai maigona mazviteedzerawo uone kunakidza kwazvo🫶🏽let love lead,mukazowana mukana wekuvaona           muvaudze hanzi naBecky kana mazofunga kuchata gore iroro Gown remuroora of her own choice it's waiting for her❤️           How about seeing them smiling eating lunch together today! Most people should learn from these two! And let's learn to remove bitterness from our mind

January 11, 2024

Mashura Chaiwo Aimbova Murume Wa Kikky Oti Arikutsvaga Kunogara Tytie Kikky Akamubiira Mari And Varikumunyepera Kuti Aleakisa Ma Sekisi Tepi Varivo Vazviita Vega

Aimbova murume wa Kikie uya weku likisa mavideo akukumbira kuti anoziva Panogara Tytie amuudze anomupa R5000 .         Achitaura na Baba titi tolker Iye arikupomera Kikie kuti akamudyira mari yakawanda akatiza. Now the man is seeking to get his money back.          Tytie l think it's better ubhadhare mari inodiwa zvipere unofurwa nepfuti mahara.           Akatotadza kmuuraya kare now hazvchabude and ft ngachiziva kt takuzomupfachura isusu tichade zvmadhodhi ake izvo ngasiye mnhu aite zvelife yake

January 11, 2024

Madamboss Vofumurwa Hunhu Hwawo Hwehunyoka Snake Undergrass Why Vachida Munhu Wese Akavenga Maitt Zvobuda Zvese

Uyu anedambudziko uyu Mai tt uyu ndiye munhu anokuparadza uyu haabve kumaghost kusanyara mwana wako                 kudii kuudza kuGhost kutsvaga dzvene ndiro dofo remukadzi iri haafunge anofunga nekumashureeeHandimufarire mukadzi iyeyu,haaite Tyra,anofarira wese anovenga Felly

January 11, 2024

Nyika yese Haizi Kufara Nekupfeka Kwa Yokozuna Voti Chaplin Phiri Dai Vadzidzisawo Mumwe Wavo Aita Zvinoenderana Ne Body Yake

😂😂😂😂its not body shaming but zvimwe zvoda kutanga wamira pa mirror before u live the house pama tops dai achipfeka peplums top ane frill aya they're so good for her not body top         Shuwa mukadzi mukuru kutogeza kwakupfeka sooo, apa anonyatsoziva kuti body yake yakaita sei.Unonyatsoshaya kuti dzotora mushe here?         Uuuuuumm Yoko imboenda kunoita brand ambassador kuma boutique clothing udzidziswe kupfeka zvinoenderana ne body yako 🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️🚴‍♀️

563 564 565 566 567