Kudziswa kubika mufuswa murikudzimba dzenyu ivo vachiba havo goridhe imi muchikurungira doviKo kubikisa vanhu chingwa muvu kunge varikupisa zvidhinha muhovhoni. Asi Zanu inoita vanhu mapenzi chaikoKo kugadzirirwa mbaura meno tsotso stoveIsu kuno kuMusumhe kuMberengwa kuno tinoti mukadzi wechikidi akaisvonaka zvokutiKwete Okusiriya anofamba nyika yese achidzidzisa vanhu kubika mufushwa wavakakura vachidya Toda first lady anofamba achipa vanhu ma sewing machines, ma laptop,ma business ideas .
LORRAINE GUYO RELEASED Lorraine Guyo alleged fraud case reportedly thrown out after vetting Hamuna evidence says the State. Car in question returned to LorraineThe State has declined to prosecute Lorraine Guyo for fraud citing lack of evidence.Munhu ukatora zvinhi/chinhu chandotengesa wobhadhara half towirirana kuti uchapedzisa panguva yakati ukatadza ukasacommunicator neni ndokuita zvakaitwa Lolo izvozvo exactlyKana Zvemu dhoto zvaramba kubhadara Dzidzai kushanda honai low rain avakuteverawo mai zvikatsiUyu haasi type dzefraud uyu but she lacks legal knowledge. After this dai atambawo netype dzinenge ana Panashe Bwoni-Sagwete oitawo follow their page rakanzi Know the law with Panashe I'm sure s
So Dyonne Tanaka popularly known for being Stunners ex wife. Held a stunning lil birthday party for her lil sister Kelsea over the weekend it was a movie.Panga pakagezewa haaaaa chingozvionerai mega Zim zvaitori nesimbi shuwa ko vamwe sei musiri kuzvigona izvi😊😊😊😊😊😊😊 Big lesson havadzidze pana moana ini andichive life yemaslay queens moana paakafa akasiya hembe nemawig chete aiita basa rekuhire mota kubhilivhisa vanhu 😂😂😂We don't take unnecessary risks. Hona Kuna Moana.. aitipa pressure pa insta but takazoona akuvigwa kunge gonzo asina kana fit zvayo. Live fast, die fast I’m curious though since ari munhu wataiona life yake ana Stunner, ko wats her sour
I love Jackie, she has a vision. Not ana pokello basa kuita show off.we need vakadzi vane chiono Sana jackie.much respect Jackie Degree holders vakazara kumakomba vanhu vachidai🤗🤗🤗🤗Kana usina dzinodhonza haungambohwisise zvikutaurwa najakie,,,,, murikunotsvaga mari kumapromoter akatotizawo nhamo muzim ko kana zvakanaka ngavaite zvema promoter emuzim ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜kureva kuti nhamo irimunyika havasi kuiona here Chichi Rangwanni it depends dear.was offered a position ,a car in zanu, l chose to run away to an Arab country where l work 16 hours shift and not that much salary. I don't think about myself only so it depends Powerful message from Ja
Sekuru words will fail me if I start explaining how grateful I am to have you in my life . May God continue to increase you and bless you . Out of the jokes and social media you are an amazing person with real love . I wish you nothing but the best . May God put the right people in your life who gives you back the same love you give to others . Happy birthday Sekuru Peter Dewa Moyo .
Muzunzi mukuru wemutaka mu Zimbabwe,Beverly Sibanda osimbisa bato riri kutonga re ZANU PF.Kutamba anotamba but daro uummm pari era ipapo akashepeka ndeuya wamunoti Sandra Ndebele kkkkkSaka vanhu vatoribho nekusvitsa 40years usina kana kumbobata payslip 🤔Tsvee kufunga kuti saka mukabirirwa muchaitasei ndosaka D E akazoti ndiri kuzviziva kuti ndinodzokaðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Kana ana Michael Jackson vakudai asara wacho ndiani Ava varikusvirisa mikosh*** yese yapera nekuita 180 🤸ðŸ¼ðŸ¤¸ðŸ¼ðŸ¤¸ðŸ¼ðŸ¤¸ðŸ¼ðŸ¤¸ðŸ¼ðŸ¤¸ðŸ¼Bev iduzvi basa kutamba mumabhaw hnty kushaya mabasa oti pamberi nezanu itsagaUmmm kana zvakudai nevamwe vataifamba navo kubva kwase Kure vakutirasa
Statehouse yafumuka Ndizvo zvichaeadyisa ne triple Ccc confidence wakudziwanza..State House yangofanana neMbare Musika adaa apindaKkkķkkk nevapfanha vanotengesawo mamemory card vakungopindawo mo Kkkk zvafumukaHamuzive zvamunoda. Maiti Mugabe akashata nhasi ED ashata.MakajaidzwaAnamahobidobodo votsvagei ko kustate house 😂😂😂Tawaz mbiri yake ndeyekushata muno muZimbabwe. Ko imwe ingava yeiNguva yamgabe kungonongedzera chete ku statehouse uri mutown waifa nekurohwa🤣🤣🤣🤣🤣,,, izvezvi kwaakungoendwa nembiti,, java, tawaz,,nekambavha ako ke nine months🤣, haa hakusisina chiremerera Ma zimba musatamba nembavha iya unohwi java ndiye arik
Dzarembera zvino nyama dziye 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dzichatorembera kudarika apa hasati atanga Munhu1 here uyu🤔Masoja emumiri kana angori madhafu anongoita madhafu haungaite Slender By Nature ka NechigeroNdatomboda kumubvunza ndikati rega ndinyarare
Vose vave ma musicians 😂😂😂APA mavoice acho dololo Ma musicians ani?,,,, kana kucreche vana havaterere zvisina basa this is why ma.celeb emuno asina kwaanoenda.shuwa unotorwa pics uina kettina akafumuka kudaro?? we dnt like kettina and we wil end up not liking u cos.unotambei nemhepo dzakadaiso. Uyo chipo smile yake arikuratidza kuti akaperera and arikufara nemwoyo wake wese .....asi uyu ketina wetsoka dzisingateerere uyu arikunyatsooneka zvake kuti its a plastic smile🙄🤔🙌 Kutsvaga mari, munhu akadhonza chaunga anotaker advantage of that kkk vanogona kutowana mari nekusatogona ikoko nekuda kwechaunga ichocho kkkkMnhu anotengeser Kettina mafut ekubleacher M
dhuma dhuma hangu namukoma Shadhayi navaGinimbi tichidhindisa mapassport kuSA side tauya kuzovhota Ko vamwe havanyarare pa social media vachizviti vane mari saka pa boarder vanenge vachitsvagei.... Ngavatikwirire mabhazi vakanyararataitot shadhaya kunyora kwese n fb n Twitter anotokwira bhaz hahada fokofu Asi mukubva kunotozvitorera mota yenyu mega here paDurban apo mkuru Ginimbi coz nelevel renyu paida kubhururuka kkS.African side papi pacho ipapa.Ko iro dzungu renyu mese izvo hamutokwanise kukwira ndege iro nekureba kwaro ako kaneFace inenge yeHarurwa kaGINYIMBI kakumanikidzira humbinga nenhamo