Monday, June 15

General News

August 26, 2023

Grace Migabe And G40 Told Chamisa How Zanupf Operate And Rig Elections So This Tine Tirikuziva Zvese Hakuna Chitsotsi

G40 Ndiyo yakaudxa chamisa zvese zvoitika kuzanupf vese naGire. Ed atori pama 1 nekuti haasikutoziva vavengi vake remember pakabvisa Mugabe nechisimba pane masoja neCID vaiva vaMugabe vasirikutomuda ED saka mukuru atori pama1.       Musaone Chiwenga kunyarara mukati akapusa Aiwa Akaurairwa mafriends ake saka atori nebhita ende mukadzi wake makambomuona achifamba na Auxillia anozviitira zvinhu zvake ende mukadzi wacho Aiva kuArmy.     Remember kana munhu achiba sa Ed anoba zvakawanda achipa vamwe zvishoma ende masoja haasikutoda nonsens*e nekuti varikutobhoekana neED nevana vake vakawanda kwese kwabuda mine varikutora uye ana Java varikuba masoja achiona.         Ed kana wakangwara zviye zvekuti sibanda ihama y

August 25, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Vanofambitei Pese Nemukadzi Vakamboona Ana Jp Freeman WinkyD Vachienda Nevakadzi Kuma Show Here

Dhuterere ko anoendepi nemkadzi nhaimi anoimba chii mkadzi uyu chero iro zirume raselmor rinonoitei kuchando makamboona jah prayzah kana freeman vachienda nevakadzi kubasa       haa tibvirei uko vamwe vakatobva vasina kuvhota unoshaya kuti vaimanyirepi😏mai dhuterere vanga vachingotyora muzura neku airport kwese🤣         Iyi ndocouple isina kubvira yakambofitana kana half zvako 👐🏿Mazimba havadi kuona munhu vanodiwa nemrume or mkadzi wake jealous too much

August 25, 2023

Kana Ukaona Zvimba Rural Ichiisa CCC Chamisa So Arikuda Zanupf Wacho Ndiani Zanu Yafa

Haaa wakaona zvimba yakuisa CCC zvashata cz haaa kumusha kwedu munhu wese Anga ari we zanu 😂😂     KwaZvimba rural Zanu PF yafa uko...Yanga yajaira.CCC ine power kana mazogara.Aah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition           Our own late sadunhu used to say madya madya tsuro aina homwe eat and keep your vote as a secret to avoid noiseAah ndokumsha kwanamos vangu uko kwaMurombedzi varamba zvisina basa,Zanu PF yakanga isngadi kunzwa nezve opposition

August 25, 2023

Mai Mazowe Voti Ketina Ndoisa Here Mwana Wangu MuBin Kiki Nekuti Akaremara Izvi Zvashungurudza Murandakadzi

Mai Mazowe Said "Nhai madzimai ndoisa here Kiki mubin arimupenyu nekuti iDownsyndrome?     Ndipindureiwo ipapo...Handina kukumbira chirema kunaMwari mufunge.CHIPO chamMwari Kiki uyu kani!! Ndouraya here chinofema veduwee ?...So sorry vakoma mmmmm… ndabatikana I feel your pain shame she’s a blessing mufunge don’t let anyone make you have such thoughts 💭         Zvakaoma hazvo sorry once again ❤️🙏🏾Block vanhu vanotaura anything bad about Kiki. Kusaziva kufa chaiko. Kiki is better than whoever said anything bad coz munhu iyeye kana food mumba pamwe haatorina but Kiki will not lack anything. So move on delete message, block and ignore.       Kiki is a reason

August 24, 2023

Zanupf People Vakutovhara Maborehole Avakaisira Vanhu What A Shame To Humanity

#SourGrapes   After losing the parliamentary election race to the opposition, ZANUPF Chinhoyi candidate Thomas Chidzomba has locked a borehole he sunk whilst campaigning.   He was beaten by CCC's Leslie Mhangwa.Proof that it was never for the people but selfserving     A Zanu Pf losing candidate in Chinhoyi has locked a borehole he drilled in an effort to buy votes!! We keep telling people that Zanu Pf doesn’t care for anybody!!!         Chekai lock that’s the peoples money. Mango strategy kunaka mhani 😂🥭💛🥭🇿🇼. That’s my slogan today 😂😂We don't need boreholes we need running water, let them lock and never unlock it again.

August 23, 2023

Zanupf Yaitenga Chicken Inn Vachitadza Muprinter Enough Papers And Ink Warren Park Ward 28 Glenview Bulawayo And Many More Places Vanhu Vakangomirira Vavhote

Zanu ngaiisadari kuno it's now 12:40 hatisati tatanga kuvhota wedu ink iri kunzi hapana zanu yakaoma sure gold mafia iri kumiramira kuti vasabve varambe vachiguta vega       Vanawo mavotes another way yekurigger shame ngaasatombopaenda pachigaro uyo vanhu vangafeSaka vaitenga machicken inn vachitadza kutenga ink???       Vakat tovanyima mapaper ,basa reku looter gold vachitadza kuprinter enough papers ashaikwa aendepi vaenda kuno votera kumbaka     Even in bulawayo zvimbo dzakawanda hadzina ma papers😥😥😥 zvatotanga soSame Glen viewWarren park dang no papers

August 23, 2023

Anesu Chirenje Prosecutor Chikomba Cha Lorain Guyo Ndiye Akanga Amusungisa Zvemujolo Muchazvirega

Prosecution declined because of the boyfriend Anesu Chirenje who is a Prosecutor at Harare Magistrate’s so the courts are corrupt if they can favour nyaya dzemujolo.Anesu Chirenje was seen at Avondale Police station influencing the Police         Siyanai na Anesu uyo nyaya yazvitonga yega ana mbwa hapana kana favour yamboitwa ndakutoteverawo vanhu vezvikwereti zvangu ndichitora zvinhu ondisungisa tosangana ku CIVIL COURT well done Chihera 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️

August 23, 2023

Themba Gorimbo Munhu Kutadza Kutengerawo Baba Vake Shangu Nekuvageza Vasati Vauya Pacamera Zimbabweans Haashaye Zvekutaura

Temba and his dad ❤️❤️ Ndofunga apa mukomana akanga asati avhura ma suitcase ake kuti ape daddy vake bhutsu dzaayive abva nadzo kuAmerica       Mudhara wake ndozvaari chero anadzo itsva bt haaregi marengenya hameno kana akazodzokedzana bt ndomuziva achiita seanopenga akatanga kuimba usiku hamuvati mombe dzaiti dzikarara mudondo dzikainda pastand pake anotemaUr comment on suitcase just shows how much u dont like real content mofarira vanhu vano mhanyira         kupfekedza munhu bhutsu nyowani then pose for the cam🙄I love the fact that haanyare nezviri vabereki wavo ,,, most of you munoti kana mashanya mhai pfekai hembe Iyi yandatenga titore foto as if vanogara vakapfeka hembe iyoyo everyday &nbs

August 22, 2023

Daddy Hope Votuka Unfocused Youth Mu..kosho Wako Une Mbare Zvashamisa Vakawanda

Ko va Award winning journalist ndozvavakuyita ... Inga apana nezviripo     Zim dark we don't want to be provoked asi ivo vachi farira ku provoke vamwe       The last minute attempt to feed us propaganda by the regime shows that every vote counts, make yours and everyone around you count too!  

August 22, 2023

Mangwana Mazimbabwean Ese Ati Arikuvhotera Shanduko Everything Yellow Hatichada Nhamo Taneta 43years Tichinzi Zvichanaka

Tomorrow will be home to vote 🗳 lets make a change guys nyika dzevaridzi dzatiri hakusi kudawo we need to be close to our families💛💛💛💛💛💛💛💛       Situation yatinayo munyika medu kuchinja ummmm hazvite 5yrs futi ZANU imika pafungei mushe zviripo right now wat more dzimwe futi ayewa ngaende mari irimo but varikudya       NE Sheraton hotel yabva yachinja colour kuita yellow hameno mukuzvionawo here kana ndini ndega🥺💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛💛N     Ndamirira

561 562 563 564 565