Tsaona Iyo Yaitika Nhasi Masikati Panonzi PaGunpowder Ngezi MunaHarare-Masvingo Road. Pakuvara Vanhu Vakuru 9 Pamwe Nevana 2 . Pashaika Mwana Ane Mwedzi Mitatu Uyo Aita Zvekurashirwa Mutara Nemota. Vanhu Vese Vanga Vari Mumota Iyo Vanga Vari Gumi Nevaviri (12) Vakuru 9 Pamwe Nevaduku 3 Kusanganisira Mucheche Atisiya. Tinoti nematambudziko kumhuri yarasikirwa iyi nemwana wavo wedangwe uye tichinamatira kupora nekukasika kwavose vakuvara.
Munhu uyo muxosa akanetsana natete vake hanzvadzi yemurume ndokubaya Tete nebanga vakafira muroad vachiendeswa kwamutare but zvakaitika Kwarusape Miriam Chiso apa kujeri kwacho hanzi akutoti ndikuda mitumbi mitatu murumewo asara kumba hanzi akutoti ndikutodawo mitumbi mitatu kuti ife vaitogara kuno kucapetown kuphilip vakaenda mwedzi yapera kumashure vachinoshanya kwakusviko wurayaMiriam Chiso ndakarwadziwa Mai avo munhu wekuziva kuchch
Hm a lady aged 40 ndine vana vangu 3 one is 17 then mukomana is 21 What happened is ndakasvika ndichibva kubasa the last born ane 9 ndiye akabva auya ku bedroom kwangu akati mama ndaona mukoma na sisi vachiita zvinyadzi vasinakupfeka hembe vakandiidzinga panze.Weduwe ndiri ini pain ndoita sei ini ndakataura nevana kuti why are they doing this zvikanzi todanana and am afraid they were not using protection the little sister might be pregnant .Vedare please help me out im a single mum ndino nyarira pai nhai weduwe kana ndimiwo . The bond ravari naro ini ndaitoti kuita kwema siblings ndisingazive vana varikudanana and they have been having se x for quite a w
A 14-year-old girl, who had fled from her angry mother, ended up being raped and impregnated in a church. She was dragged into a Methodist church in Eastview where she was raped by someone only identified as Nomore. She had fled home because she was afraid of her angry mother who sought to punish her for coming home late. The matter came to light this week when the complainant’s mother suspected that her daughter was pregnant. She interrogated her and that was when she disclosed she was raped. Harare provincial police spokesperson, Inspector Luckmore Chakanza, confirmed the case saying the teenager was referred to Parirenyatwa Hospital for medical examination. “Police are investigating a rape case inv
ANOTHER daring man fooled the police, court and prosecutors that he was a woman and was even sent to the female remand prison last week. He was dragged to court accused of stealing from his “boyfriend”. Using the name Tadiwanashe Bene, Morgan Bene deceived Luckmore Chinyemba into believing that he was a woman. During the course of their relationship, Chinyemba left him at his market when he went to get additional supplies. When he returned, Bene had stolen various items valued at US$103. Bene was arrested and hauled to court last Friday and was remanded in custody to Monday. He managed to get away with the lie that he was a girl and in the process deceived police officers who arres
A WOMAN has claimed that one of Oliver Mtukudzi’s biggest hit songs was penned as a dedication to the son they bore during a romance which started when she was just about 16. Rosie Makumbe (69) claims in the song Hazvireve Rudo Handina, which was one of Tuku’s smash hits, the late megastar was referring to “our son Aaron.” Makumbe claims the national hero was the love of her life and the memories of the time they spent together are what she remembers most of her past. Such was Tuku’s impact on her, she told H-Metro, Makumbe decided not to get into any other romantic flirtations when their affair ended. That explains, she said, why she has only one child. She says she is
Dj Ollah siyana nevana .Urikurwadziwa nemari yavari kutambira.Uchingoti tumagrazi.kana iye aafe akaitambira pabasa rakeSorry Tytie DJ Ollah 7 hapana anombokumanikidza kuona ma skits avo wanzwa chingoita unfollow wotisirawo vana wanzwa Ndarwadziwa sure..varikungorwadziwa nemari yavo..ngavavatsiure zvakanaka kwete kuita kumunyadzisa kudaroSei nhai maZimba tichidaro guys let's try to correct these kids zvakanaka munhu wese anoita mistake wani .Inga Sweden wedu aimboita ma mistakes but akazo chinja wani nhasi zvakufadza.
The ground is wondering if pple are still comingHWANDAZ never cease...😂😂😂hamuna munhu😂😂😂Ndandchitopfeka boots vaWinky vabva vakanda aah ndatozongonotandara kuyuchubhuMakazara vanhu vashomachamisa & va Wink D ndivo vanozadza chete zvamanje manje kare vamutukudzi navamapfumo ndapedza musamdi pikiseKunoyedza ari 1 imomo soon anenge otiza zvipoko zvemagambaKwanzi Kana ndikakona kuzadza ndoinda pa list yevasina kuzadzaTom Jones V.O.P hapana vanhu vanomuda kani, last time paaiti azadzaawakashandisa vanhu vehome seekers kuti vadane vanhu vachiti kwaita munhu ari kuda kukutengerai ground remastands saka huyai kumusangano. Svikeko vanhu voona kuti vadai
Akachema pawaichema ndozvakakwidza bp avoid this bp haisi ryt pamunhu ane nhumbu get well soon kikiGet well Kiky asi ndinoti keep some of the issues off social media zvimwe sotai kuseri ikoko .Ndiwe uri kukonzera kuti akwire BP nezvimwe zvinhu zvaunoita uchiti icontentEhe akwira b. p xaa, pamwe pacho wanc u have to behave like a man, u reacted zvisizvo xaa... I wish her a speedy recovery zvake mwana we vanhu...... But my broe u have to be strong enough kuchengetedza marriage yko cz kudanana kwenyu kunorwadza wakawanda and maAttacks haasati atanga cz vamwe vanozouya Kuma basa kwavo vamborohwa nevakadzi vawo kudzimba ukuGet well soon kiki be strong
Yes an exclusive interview with Erica on ZTN Prime. This is Oscar Ndabezinhle Pambuka. Greetings to you family. #TheRestoration. None has ever surpasses you Osca in news reading. You changed the whole news setup to an interesting one. I remember taking some of your words into my assignments. And adding your presentation skills into mine. I chopped it those days....... You are still my favorite.New life new move brother if you miss it first time . this time God paved the way for you .you won't miss it Well Done Mr Oscar ,You're a good example and an inspiration .Keep doing what you're doing ,we are s