Monday, April 21

General News

March 15, 2025

Bee Wezhira Ko Why

Bee wenzira ave neumwe mfesi munyuwani but takambomuyambira nezva apostora gweta avo kuti havaroori vanongoda bota chete zvino ikozvino ndezvipi         Bee wenzira ave neumwe mfesi munyuwani but takambomuyambira nezva apostora gweta avo kuti havaroori vanongoda bota chete zvino ikozvino ndezvipi

March 15, 2025

Uyu Auraya Murume Ne Girlfriend Video

But wofira kujeri here nekuda kwe d...k vamwe varikukuza hamuna kukwanaWhat if you kuld have moved on so look now, 2 murder charges vs 1 person which z you!!??   Now how will you enjoy your life in prison, If you could have moved on yes it was going to be 2 to 3 months in a healing process, but now you wont get healing since u are in that locked house,,,Self control is a fruit of the spirit,       ndopaunona kuti kuzvibata is not a. Cheap thing, killing is never good nomatter how angry you are, as hard as it is wakaona wakagona kuzvibata its more precious than anything especially this generation haina matyira they cheat anyhow and for the excitement of it, no         value and respect for their spousesGrigamba chai

March 15, 2025

Mnangagwa Tried To Pardon Marry, But Chiwenga Refused - Mutsvangwa Makes Explosive Claims In Leaked Audios 👉

Mnangagwa Tried To Pardon Marry, But Chiwenga Refused - Mutsvangwa Makes Explosive Claims In Leaked Audios 👉  Leaked Audio: Chiwenga Blocked Mnangagwa’s Attempt To Pardon Marry       A bombshell leaked audio recording has exposed a fierce power struggle at the heart of Zimbabwe’s ruling ZANU PF party. President Emmerson Mnangagwa reportedly attempted to pardon Marry Mubaiwa, the ailing ex-wife of Vice President Constantino Chiwenga, but was met with staunch resistance from Chiwenga himself, who refused.         The revelation comes from an audio recording of ZANU PF spokesperson Christopher Mutsvangwa, obtained by United Kingdom-based investigative group Dug Up. In the recording, Mutsvangwa delivers a scat

March 15, 2025

Manager Wana Nyathi Azvisiya

Va Banabas Marambire vasiya basa rekuve Manager we Nyathi Family. Voti ndopakaperera sarungano ..Dr. Banabasi Marambire has officially announced that           he is no longer managing the Nyathi Family brand, marking the end of a significant chapter in their collaboration.    

March 15, 2025

Nyika Yavhunduka Madamboss Why Kunyadzisira

Toti ndimhofu vanyora here or ndiye zvake ngundu🤫Kubva paakachekwa kwaakungopfekwa Iwo matightIri hure ngundu rakachekera wicknell nyama bvaaroora hake lulu 🤣🤣🤣ronzwisa tsitsi , now raakutaumira scottt kkkkk tsek Tyra behle rine mapundu         Ask munoti Tarisai haana mazwi kani kkkkk kusapindura anenge achi protected hake brand rake..akanyatsonzi hoyo mukana munopedzeran. NayeVanhu majaira kuti munhu aite zvamunoda, akaita zvinoda vanhu life yacho inenge ichiri yake here

March 15, 2025

Madam Advisor Chi Masiziva Zvaane Mikwende Yenhamo Zvofumurwa Zvinoshamisa Zvinotyisa

Madam advisor 🤣🤣🤣ko zvavane mikwende yenhamo🤣🤣🤣🤣 apa anoda kuzviita anopisa tibvigwe hedu isu ngayamwe tubhora tweharahwa yake akanyarara and stop advising everyone🤣🤣🤣         Arikutombozvionawo here kkkkk,nokuti mafaera ake anekahudzamu kanoenderana nekakuseka kake ,kaya kekusvotesa kusaziva arikusvotesa vakabirwa mari nemurume kuti iye aroorwe chegore rino nhandiChiedza Masiziva I told you pandichapedza newe uchaudza vamwe...Haa ndobaba vekwenyu vanoroisa vakadai puuu puuuu,asina murume Ari nane ,         You have challenged me and I accept the challenge ,Ini ndiri chandagwinyira ndikakuda ndakuda nemoyo wose,, ndika kumarker ndakumaka futi nemoyo wese.  Keep bringing v11 my lovely

March 14, 2025

Mbudzi Yemurombo kutevera Bere Abatwa Mukomana

this is one of Kadoma’s most famous drug dealers by the name Adrian Zvivada who has filmed himself in this undated clip bragging that he is soon bringing his bronco to a function | WHAT’s HIS REAL NAME?           Lol the audacity of him even filming his faceA fool ,his freedom and his money are about to part.Like always pipol will attack him that's the problem we are         having as Zimbabwe as a country. The biggest concern should be how did he get them look for the source as for me I think there is one big man behind all this if not the government big heads.Mbudzi yemurombo kutevera bere

March 14, 2025

Vanhu Vashaya Patsaona In Masvingo Mucheke Bridge

2 die at Mucheke Bridge accident    Two people reportedly died as they were being ferried by an ambulance to Masvingo Provincial Hospital following an accident at Mucheke Bridge.         A haulage truck accidentally opened its side flaps ripping the kombi open which was getting into town seriously injuring all the passengers on board.   A police officer who was at the scene of the accident told The Midweek Watch that 2 passengers died on their way to hospital.         The accident caused serious traffic jam at the bridge delaying workers and shoppers who were getting into the CBD for business.Two people reportedly died as they were being ferried by an ambulance to Masvingo Provincial Hospital f

March 14, 2025

Pakaipa Tafadzwa Chidawa Asungwa Zvakare

PAKAIPA | Tafadzwa Chidawa (36) asungwa futi nhasi and he was brought before a Harare Magistrates Court following allegations of operating an illegal "Matrix Disciplinary and Training Camp" in New Marlborough, Harare.           Tafadzwa is facing charges relating to the operation of an unregistered private voluntary organization and the impersonation of child protection officers.   He was released on US$300 bail and will appear again in court munaApril.

March 14, 2025

Vana 2 Vafa Ku Norton

BREAKING: Vana vaviri vafa apo toilet yawira mukati kuNorton a few hours ago. Ngatinzweyi zvizere kubva kuna Lioness.         Vana vaviri vafa apo toilet yawira mukati kuNorton a few hours ago         Age between 3&8Zvakaoma apa big achipa vanhu mari instead of helping the need vamwe ndevekupa nyathi family 3k for fuel ⛽️ zvakaoma imi vanhu makaroiwa

24 25 26 27 28