RIP Watson ndabva ndafunga uchinzi ne crush yangu Moreb*ys iwewe uri next customer yangu haaa paive pakaipa Sad reports indicate that Watson Flexy Munyaka, CEO of Aftermath Technologies at Masaki Mall, has allegedly lost his life after being thrown from a moving Fortuner vehicle in Marondera. 💔😭 He was last seen just 5 hours ago. Gone too soon. May his soul rest in peace. #RIPWatson Chizorora zvako but matukiro awaiita kaaHe was a troubled unhappy soul like Tawona ShadayaUyu aive nemaAnger issues aingitukirira kushaya kuti zvirikubva nepi nekuganza kuti ndine maIphone nebenz kkkkkUmwe wake Shadhaya achatevera soon regai kuve toxic muchivhura zvipage zvekutuka vanhu. Vamwe havayend
Kune Munhu Andibira madeko, ndokupa hako mari kana ukandidzorera Laptop nema Hard Drive Mune Basa rangu rese Wangu Wandikwadza 🙂↕️Thieves have broken into Nyasha Davids House and Stole the following, Please help us and call the numbers below if you know or see anything Registered to Nyasha David s Name. Martin : 0773395000 1. Hp Probook G7 2. Soundcore Rav Neo Speaker 3. Playstation 4 with 4 Controlers & 4 games (Tekken7,FC25,Mortal Kombat11,GodOfWar) 4. Timbaland 79 Boots 5. Black Power Bank 6. IPad 5th Gen White locked with Nyasha David I cloud 7. Ipad 2nd Gen Locked with Nyasha David Icloud. 8. 2 Toshiba 500GB Ha
Priscilla Chigumba,Wicknell Chivhayo,Obadiah Moyo,Henrieta Rushwaya,Prisca Mupfumira should pray that Emmerson Mnangagwa lives forever because at the exit of Mnangagwa Jail time Priscillais waiting for them. Their will know why Jonathan Moyo,Saviour Kasukuwere,Walter Mzembi and Chihuri live outside of Zimbabwe,Zimbabweans have unfinished business with Ignatius Chombo,Philip Chiyangwa their have corruption cases to answer,land barons will rot in Jail,kune vanhu vakarasikirwa ne land because these guys ,Jeri rakavamirira. A land Audit will send Chiyangwa and Chombo to Jail,A voters roll audit will take Chigumba to the trusses not forgetting Zifa. Zimbabwe irikumashure because ana mbavha ava.
Iwe Dave anosvira pfambi dzinenge iwewe nanaMalot ,Yaya, Patricia and Kimberly,unofunga angadye Trouble Causer ,Angadye Mai tt angadye Wezhira kambwaDave haana mbiri yekukwira macelebrit but anokwira mahure .....kana wakapusa wobva wamitiswaKadave kacho kana skiri hakana zvimwe zvamunokwirwq nazvo it's a shameKna uri baba kna kuti amai wakabereka kamwana kakaita saRitz ako kanotaura zvekuti takadyiwa takawanda mwari wekudenga anenge akakurova neshamhu yemisodzi kweupenyu hwese zveshuwa uuum apa ugoona kunaka plus zera racho chimwana ichechi mashoko achotaura akakurisa kuchidarikaHanty ihure hr iwe akura papi hanty mese makangopihwa mapondo mukasvirwaIwe hautogoni kubvisa zita rekuti Dave pamuromo pako
mutunda sugar Dave uyu pamwe cz tingatiiDave Kasimu Baby Dady Vemwana Wa Ritz NdiBaltazar Chaiye Akarova Ngoma Maloti Futi ❤️❤️💰💰Dave is the new Balthazer😂😂😂Malloti Inga waitsiura rits zva Dave but iwe uri kunamana naye wani Davy wari this Manje munhu wandirwadza ndewedu Nisha t 😢 😭 😿 😢, Nisha t kuri kunzi ari kunamana na Davy yohwee Davy uyu kasi ane mushonga nhaimi 😢 😭 😿 vana vedu Vapera na davýyy Anotunda Sugar Here 😳😳😳😳😳
Kwanzi Mai vacho havatombomudi mwana uyo, asi pavaratidzwa pic mwana achi trender ndokuzomhanya kunomutora havatogari naye hanzi vanonditadzisa kufaraMai vakakwana vakatakura 9 month aungasiyi mwana mudiki diki uyo achitenderera kutsvaga zvigaba ko mwana akabiwa kei pafoto apo panoratidza kuti pane vahombe varipo vanoita nezvei Tete tili ngaende vanoona kuti cy famba bcz Mai avana hanya nemwana uyo zvachoseThis is not make sure,Mai avo vavo vana vangani coz vamwe vanotora vana vema next door in cases like these kuti kubude bag svinu.pakutoda proper investigations apaUmmmm kana tichiti munhu usangozvare vana hobho kana usingazokwanise kuvachengeta tinoitwa vanhu vakaipa but chirinani chii kuita &n
Mudhara Canaan hatichinavo hama dzerutendo vakapfuurwa nepfuti nezuro manheru vainamata pagolden arrow Capetown kumusha vaibva kwamurehwa Eish kubaiwa nepfuti vari mugwanza vachiporofit RlPChokwadi hatichizivi chavafira hakuna munhu angaita zvivindi zvekuuraya muporofita for no good reason wongororai chikonzero chaita musoro uteme, vamwe vakuputsa dzimba dzevanhu nechiporofita Chavo chenhema kuri kuvandira vakadzi vevanhu .Ipapo manje pakuti vakapfuurwa vachiporofita panotipa mibvunzo yakawandisa,hongu mweya hauone zvese hazvo asi apa waifanira kuvaonesa kuti pane zvichiitika.
Mbinga Yoita Accident Ichibva Mubhawa This Is Sad Mafiro Akaita Ginimbi Aya Exactly
kombi and Honda fit kuwadzana extension turn offAccident haimbotarise kuti mota itsva .zvakaomaKungopa umwe way hakurwadze 😢😢😢
2 weeks ago Moreboys takamupa basa rasekuru vangu vakafira Durban neaccident . hanzi vakanotora body kugovernment hospital kunoiisa hameno kwavanoti kwanorenter mafridges vakanotora body Tues ichizotorwa neFriday hanzi vanhu vakatowana body iri mune chimwe chiroom hacho hanzi ichinhuhwa nekutodonha ropa hanzi madriver akuda kungopfekedzq munhu akadaro brother yangu ndipo payakazopenga kuti mugezei hanzi aive akutovhinza mvura . ini pandakanzwa kudaro ndakabva ndangoziva kuti kutoora kwebody l quickly phoned texted Moreboys about it akati afona achiita kupopota instead yekuti abvunze kuti zvafamba sei akabva amhanya kuita conference call nemadrivers ake family yangu iripo achipopota achiti madrivers angu aya ari pacall arikuti ndezvekunyepa hakuna