Mocker aripi amuimbire zviye zvaaiti ndoblamer brain dzangu ,shamwari dzangu ndivana baba vevana vezera rangu wat wat😂I blame mother yacho Ras haana mhosva hahaha hushamwari kutopera kaaukuKaisanakidza zvako strek but taingokanzwira tsitsi Kuti kamwanaZvakanaka zvinengei
please can you find out if its really true kuti the baby wekudonhedzwa kudoek n slay masvingo zvikunzi akazofa l saw macomments 2 bt imwe yacho ndikuishaya if tht person is lying please name nd shame him
Mai Rasy's Diaries nematambudziko. Mhsrip #fambazvakanakaI think social media siirayi majokes necomedy zvekunanika ma achievements nemawandiro evaroyi haa siyai henyuUmmm munhu aitotamba apo vanhu vanoroya veduwe.Wotodemba kuti dai vasina kumbotenga or dai vakatenga mbijana mbijanaAne zvivindi mukadzi uyu,kana Zimbabwe anogona kuisunungura ari oneAaaa ko chii nhymi munhu aitozvitambira musi uno ,yaaa kunze kunevaroi veduwee but tongoti MHSRIPVagwadziwa varoyi vkaty ungatengerwa sofa nekubhedha toda kuona ukazvigara😭😭😭😭😭😭
A Zimbabwean footballer has tragically passed away after a collision with an opponent during a competitive match. Johnson Shumba, the goalkeeper for Lusumbami FC, died on Wednesday morning at Mpilo Hospital. He was believed to be in his 20s. Zimbabwean footballer has tragically passed away after a collision with an opponent during a competitive match. Johnson Shumba, the goalkeeper for Lusumbami FC, died on Wednesday morning at Mpilo Hospital. He was believed to be in his 20s. Lusumbami FC, competing in the Matabeleland North Province Division Two League, announced the heartbreaking news through their official social media channels.
Ndikurwadziwa guys kwete mbichana.... Yes sis vakuda kundisvotesa.. Muvhunzo wangu ndewe kuti akanzwa nani kuti ndoda kutenga mota? Handitambi naye handidi kumuona.. Yes baba roka vakandinzwa ndichitaura nezve nyaya ye mota vauya kuma skits.... Yes akundisvotesa.... Why basa rangu rakapera look last week? Sure mota ndakakundikana kuitenga last month Zvese zvavari kutukana zvizhinji kubva day 1 ndezve chokwadi handina hangu kuda kuzvipindira cz vanozivana... Muvhunzo wangu ini ndakakutadzirai chii mese? Sorry henyu weduwe kana ndakakutadzirai mese.. Ndokumbirawo musiyane ne life yangu mese.... Murume ndakakupai wani ko ini kundiitirawo hutsinye mese henyu muchitadza kutsiurana.... Sorrii zven
Go Tytie Go 😜💪❤️ Mupata Family iri kurira kana mazogara, zvinoratidza kuti vanhu vaneta neku follower zvimapage zvekuti uchingo vhura sanganei nechiface chakableachwa chisina kondendi. Umwe kuswera achingo dhunuza nekutambisa dako, umwewo uyo inoise yega yegaMai tt namadam.boss pafeya taneta nawo mambuya aya kondendi yavo atichaida hedu 😂😂😂😂vaviri avo ndane time ndisat ndaenda ko kwa tytie itori daily dose❤️Mambuya ngaachienda takuda mazera ari nani asina hondo so that we can easily relate futhi. Taneta.
State-assisted funeral for Chaka accident victims Story by Tafara Chikumira The government has accorded a state-assisted funeral to the four victims who tragically lost their lives in a road accident at Chaka Business Centre. The fatal accident, which occurred on Saturday morning, resulted from a head-on collision between a Honda Fit and a Ford Everest. The impact caused the Ford Everest's wheel to strike 10 pedestrians who were selling their goods. Two individuals lost their lives at the scene, while two others succumbed to their injuries after being admitted at Driefontein Hospital. The Civil Protection Unit has released the names of the victims as Grace Chikwaya (38), Lisa Gwenhure (5), L
Nelson Chamisa have been seen rubbing shoulders with village elders in the country side. nelsonchamisaNelson Chamisa have been seen rubbing shoulders with village elders in the country side. #thenewsreport #nelsonchamisa
saka mumba mainhuhwa imomo after bonde🤣🤣🤣🤣 imagine fish yakaora yasangana nepoopoo🤣🤣🤣🤣Dai wangonyarara iwe , zvinonyadzisa sei kurambwa nemurume wemunhu pajekerereVakadzi mune bitterness Mai Roka vaiti ane kadora nemazibhora pavakarambana uyu ndomazuva ainge ane chimuti vachiwirirana naBaba Roka Ikozvino masamba achinja munhu adzokera kumhuri yake wakumuti amonhuwa duzvi 😂 😂 😂Pamwe aitozviitira Dara hake kuti umame hezvoka wemame nebundu Murume wemuridzi anodzokera wena 😂😂😂😂 vakuru vakareva vakati Simba nechakoHona vakadzi busy kutuka umwe mukadzi biyavo kureverera zirume guru rakatiza mhuri. Baroka maisiya mhuri muchinoita zvechihur