Friday, July 10

General News

July 07, 2026

Thomas Chizhanje Okanda Joker

Asi vanhu munodei handit lolo ati Thomas nyora kana takarara tese. Thomas anyora kuti takarara tese nekuti taigara tese. Adzura zvake post ThomasLolo anobhowa nekuti anogara ari kure nechokwadi ndaimbomufarira bt nhema too muchChandakafarira hangu         Thom Thom hauna kumbogara wataura zvakashata about here dai vari vana Nhingi vaye hiii takanzwa hedu nekuudzwa zvisina basaKo imi gore riya makanditukira kuti Ndabvisa mwana humhandara !!!???And Thomas haana kut he was the first ?

July 07, 2026

Ghana Declines Ramaphosa State Visit as Xenophobic Tensions Strain South Africa Relations

Ghana Declines Ramaphosa State Visit as Xenophobic Tensions Strain  Home›International Ghana Declines Ramaphosa State Visit as Xenophobic Tensions Strain South Africa Relations       Ghana has reportedly declined a request for a state visit by South African President Cyril Ramaphosa, citing concerns over recent xenophobic violence in South...         BREAKING: Ghana has reportedly declined a request for a state visit by South African President Cyril Ramaphosa, citing concerns over recent xenophobic violence in South Africa and the need to prioritise the safety of Ghanaian citizens. Ghanaian officials told DW that the planned visit, expected to take place in early August, was turned down to avoid poss

July 06, 2026

Sad News Chiyangwa Dies

Shannon Chiyangwa Dies Fly high baby girl keep ?HARARE — A wave of grief has swept through the St John’s High School community following the reported death of student Shannon Chiyangwa, whose passing has prompted an outpouring of tributes across social media.       A condolence message shared by Nyaradzo Group described Shannon as “a bright and promising young soul whose life was cut short,” saying her death had left behind “shattered dreams, broken hearts, and an immeasurable void.” Death & Tragedy         The funeral services provider extended its condolences to the Chiyangwa family, friends, classmates, teachers, and the wider St John’s High School community during wh

July 06, 2026

Oswell Govha azowanikwa akashaika ari kumochari yeku Rodport KuSA

Zuro ndakaposita ndichiti Mukoma havasi kuonekwa asi nhasi       Oswell Govha azowanikwa akashaika ari kumochari yekuRodport KuSA ?? ?? ?? Zvakaoma hazvo ? ? ?

July 05, 2026

Obayiwa Nebanga MubhawaNational Night Club Bloodbath

Obayiwa Nebanga MubhawaNational Night Club Bloodbath: Man Stabbed To Death In Chiweshe Beer BrawlThe suspects were identified as Talent Chidamba (29), Maxwell Makuvatsine (21) and Nibert Nhau alias “Longers”. They are facing charges of murder and attempted murder in connection with the incident that occurred on 1 at around 0235 hours.         According to police, the trio allegedly teamed up with four other accomplices, who are still at large, to assault two victims following a misunderstanding during a beer drinking spree.Authorities said investigations are ongoing to apprehend the remaining suspects.         “The Police is appealing for information which may assist to locate the outstanding susp

July 05, 2026

 Residents in Seke have raised alarm over a young boy who, in a circulating video

 Residents in Seke have raised alarm over a young boy who, in a circulating video, openly demonstrates how he allegedly gains entry into people’s homes to steal valuable items, including mobile phones.       The boy further claims that after stealing the items, he sells them to an unidentified individual.Uyu atori neshavi straightCid haina zera anofa nekurohwa uyoIts so sad .he needs prayer and proper         guidance .he is a child lacking discipline and proper parental care and leadership .i pray he will change bfr he gets to adulthood .frm hw he is speaking you cn tell he dsnt evn knw hw dire his actions really are and needs to be helped to stop .

July 05, 2026

Church ye Jekenisheni yekwa St Luke yoshamisa vazhinji mushure

Church ye Jekenisheni yekwa St Luke yoshamisa vazhinji mushure mekuverengwa kwemitemo yavo yezvinotarisirwa kuitwa nevatendi         Jekenisheni ejewel inoti mutendi wese haafanire kuendesa mwana kuchikoro , mwana anofanira kuteerera zvinotaurwa nemutumwa   Mwana anofanirwa kuroorwa ne 60 usd , kana mukadarika ipapo munodzingwa mu church          Unofanira kuroora kana kuroorwa muchurch, kuroorana kwacho hamuofimbane, unoenda kuvakuru ve church woti musikana uyu ndamuda, anotonouyiwa naye wotobhadhara 60 

July 05, 2026

Akatema munhu nebhemba

Zvokwadi kushata chisvo zvese nemoyo makeys agar Are you able to help me expose mhondi yekwa Chiundura akatema munhu nebhemba yesterday night?.       nyaya hayo itori kumupurisa as we speak but i just want him exposed. these guys vakauya pamashops nezuro vachiita noise pabhawa,,then munhu wacho akatemwa akaenda kodana security kti iuye idzimure noise achingosvika padoor vakamuburitsira bhemba nekuutema pasina       zvaaita..munhu wacho akamutema mukorokoza. its ok i will send you his picture iam still waiting for it,,but zvakaitika paMaguma kwaChiundura nezuro manheru,,the guy wacho akatemwa akableeder zvekudaro coz akatemwa msoro. iri bhemba racho raakatema naro. anonzi Brian Pande ndewe machiundura..pavideo apo atotaura

July 05, 2026

We are removing the body of the late Anna Mudzoriwa Awanikwa Akafa Mumba

We are removing the body of the late Anna Mudzoriwa ,anga achigara ega security became worried after they were not seeing her for days.Pavazopinda mumba ndipo pavaona          It's a very sad day to us as Zimbabweans,, ukati kumurungu handisi kunzwa zvakanaka most of them they don't take it srs vanofunga kuti ukuda kungovata What happened tine mumwe wedu anonzi Anna Mudzoriwa she was doing stayin kubasa saka the day b4 yesterday security akaita kakusanzwisisa nekuti akange asina kuona Anna for mazuva maviri pavakazopinda mumba make vakawana Anna akatoshaika Sekutaura kwaMunetsi vari kufungidzira kuti Anna C0ll@ps€d paakashika akasiya full loaf ? of white bread near a gas stove zvichida aizama kuda kubika but time couldn't allow

July 05, 2026

Moreboys is a very big problem, akaenda Ku Durban akaenda Ku capetown with zero contribution

All Capetown leaders they must come to Mama ????Copied from mukuru we capetown  Moreboys is a very big problem, akaenda Ku Durban akaenda Ku capetown with zero contribution akasiya apesanisa vanhu,no wonder faffy akaramba me account yake she was right,Moreboys aiti akaona pane vanhu varikupa chikafu aibva avati ndirikukupai 50000 matumirwa Mari Na Shingi which was very wrong,nekuti noise yakaitika       vanhu vaitofunga it's 50000usd kuzonzwa Kuti ma rands,kwakamuka ma foundation ndati ana Moyo wekubereka mazita atisingaziye vanga vakuti varikuda Mari dzavo dzavakashandisa,blame year ndinoipa Pana moreboys nekuti anoda kudiwa zvokuti Achi promisa vanhu nhema,kushaya kana donation from great hope chaaigona kumhanya ne camera,munhu ungati right ndasvika

1 2 3 4 5