That's true she's lacking maturity iye kana achizvigona ngaachigadzirira vana vake zvimwe zvinhu zvavava kutaura Selma and her sister is unnecessary why exposing their childhood vanhu vakura kudaro kukanganisa ehe daisy akakanganisa bt they are being dramatic
We say goodbye to the name Baba Harare harina hu Mwari mukati 🙆♂️. Mukomana ava kunzi King David 🔥🙆♂️. He recently made a shift in his musical career by transitioning from Jiti music to gospel. This change has been marked by the release of his new gospel album, which showcases a completely different sound and style from his previous work. Do you like the new name?
RIP JOYCE CHISANGO KACHOROROAaaaah shame inga zvakaoma nhaimiHaaa neybah wang amana hatirambe ktonga kwamwari rest in peaceYarira mhere :Nhakiwa Kuchema hakusi kupera Tine mumwe akafira Joni zvakare .mmmm akomana here tochema Kusvika rini.Ngatichemei imwe follower yedu yatairandara nayo pano paMurewa yese dotcoms ,Umwe wedu waenda tashota guys.
WAENDA UMWE WEDU. Murume uyu watisiya anonzi Tawanda Kahari anobva pa44 apo,mufunge haana kurwara Musi wemonday aitove pabasa haa mafiro acho kuchasara kuine vanhu here kwaMrewa? Ngatichemei mumwe wedu
Hezvo ko kune ghost rabuda musagaNdibhubhu panga pachitaura samaz ,ketty na BhubhuPamela ndibhubhu ndakazvitaura kubva kareHezvo ko kune ghost rabuda musagazg
This is charity lesibhiyeni ndiye akudanana nasamatha mwana waDaisy madhebhura😏😏mukwasha wamadhebhura uyu... Samantha is now a lesbian after divorce nanengomasha....kwamtukudzi hakuna ngito.🚮🚮🚮charity is now Samantha s fiance...charity aimboita zvekupromota mamusicians...achimbogara hingirandi...but now charity is based in harare 🥤🥤🥤🥤Apa aine white akupfeka satezvara vake
Chairman wesadc anosungwawo hereMukoma Douglas Mwonzora vasungwa after an argument with a Staff at Premier Inn Hotel kuUKVanga vafamba nechizanu zanu muhomwe. Ngazvivharirwe🤣
Seventeen people have been killed in a mass shooting in a remote South African town with a manhunt under way to find the perpetrators. South African Police say two homesteads in the town of Lusikisiki in the Eastern Cape were targeted, with 12 women and one man killed in one location, and three women and one man at the second location. An 18th victim is in a critical condition in hospital. Reports say the victims had gathered at the houses to prepare to attend a traditional mourning ceremony for a mother and daughter who were murdered a year ago. The victims had been packing goods and presents, including furniture, for the event when the attack occurred on Fri
Daisy Mtukudzi Opindura Selmor & Sandra Mtukudzi Murikundi Attacker Ndiri Business Woman Ndakadanana Na Tuku Asina Chinhu Pasina Ini Hapana Chaayivaka Lies na lies .. Attack you for nothing .. You're just a wolf in sheep clothes.Car stew per care moon, mbuya imi