Saturday, November 30

General News

October 06, 2023

And Brown Kids Zvakaoma Amara Brown Oramba Sister Yake Chengeto Handichamuoni Sehama Yangu Handi Hukama Naye

Kwaaniko kutsvaga attention, izvozvi vaakuda kubura bhama nyowani              Zvevateedzani vana vanyamunhu hazvisi zvekupindira muchagadzirisana henyu inguva 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️         same mother ndiyo isinga gadzirisike manje becoz hamusangani kumusha.. Zvino blood will always be thicker         They share same father not mother Saka vanogona kusagadzirisanaI thought Ammara mwana wa Chiwoneso aswell all this while 🤷🏽‍♂️zviriko izvi ari wababa vangu we can sort our differences but kana ari wekwamai hayi mani tosangana kudenga tafa 🤣

October 06, 2023

Selmor Mtukudzi Nemurume Wake Only Real Couple In Zimbabwe Vasina Madrama

The one and only Real couple         in Zimbabwe. 🥰🥰🥰 Tell me one couple thats even close to this and I will     give you $100  Title of song in comments         Taura hako no drama unotoona kuti ava vanodanana ava kwete vanongoswera vachitinyangadza nemalive pano

October 06, 2023

Moira Knight Onzi Ndiye Arikudya Mari Yeku Naiza Boom Iri Suppose Kupiwa Vashandi Sezvo Arikudanana Naboss Wacho

Moira mari yanga ichida kuuya kumba kwenyu kuzoroora imbopa Naiza Boom ape ma actors ake team raramwa ndopanoti Naiza ipapo usadaro sooo           Murume anehutsinye uyu achingoti kumeso kunematambudziko sekwezizi           Aaah Moira kudanana neiyeyu anoisa polish mumusoro knge ngozi apa kamwana kadiki yoooh she stoops so low

October 06, 2023

Naiza Boom Subtitle Editor Ofumura Aibhadhara 50cents For Every Episode I Edited Zvakaoma

Imagine i was their subtitle editor aibhadhara 50cents for every episode i edited, vovo must be telling the truth.           Haaa naiza yatopera zvayo kana yadai ndovanhu vaitoita tide kuona naiza ivava...kungoshandisa vanhu usingabhadhareBreaking News:     Jatiwero,Ozemwa,Netsai and Vovo leave naiza boom😭         Naiza Boom Scandal Erupts: Former Members Expose Shocking Salary Secrets and Unprofessional BehaviouOzemwa, one of the departing members, revealed to Chibanda Media that he and his colleagues had brought these issues to the public’s attention. He accused Naiza Boom of paying them significantly low wages, describing the pay as peanuts.        

October 04, 2023

Mai Maketeni Kuzere Varoyi Kunze Ukoo Maitt Murikutoda Kumuuraya Audio Raleaker Zvakaoma

Audio yandatumirwa ka mmmm guys vanhu vane godo kunze uku.Vanhu vachaurayana pano🙌           Chakanakira Mwari haasi munhu zvobvondorana iye asipo hake ndozvaanoita.         Nemha dzotungamira asi chokwadi chichizobudaNo weapon formed against Fellistas Murata shall prosper in Jesus' name 🙏🙏Isu yangwe vaite cei tovada cat mom vedu.             Haakuita kurwadziwa veduwe aah munhuKuzere varoyi kunze uku ini ndiri kungofarira kuti varikuita kufumurana zvavo vamwe vacho ini ndotokuchidzira kuti zvirambe zvichi kwengana. Kudenga kunaMwari

October 04, 2023

Mai Maketeni Voti Prayer For Maitt Kunze Kune Varoyi Varikutoda Musoro Wavo

Prayers up for Mura🙏 Kunze kune varoyi.           Muchengeti ndimi Mwari.ivai mboni yeziso yaFeli,ur covering ..ur protection pana Feli Mwari...hakuna zvombo zvingagadzirwe nemunhu wenyama zvingamuparadza.muchengeti ndimi Mwari       Aifana kumboita lay low felly pple r bitter out there because of zvikweret zvavo .manje oye she z like bragging Abt jail life .ma charges ndaona awedzerwa wedzerwa

October 04, 2023

Doreeen Oudza Ketina Kudhakwisa Exposing Amai Ku Social Necia Unonyadzisa Kufumura Mhuri Yekwa Masomera

This is not it mhani, munhu ungaite mai vako content vachitaura zvinyadzi pamberi pevakwasha, vazukuru etc haaa Ketty watopera zvekudaro here??           Mhuri yakafumuka inonyadzisa fokExposing her mother to social media was the worst she ever did           Haaa uyu haafunge uyu,ndoshamisika vanhu vanozviti vanemari uye vanoshanda asi content yavo paFb yekutsvaga mari yeFb here ko iya yekuwanda vanenge vaisepi

October 04, 2023

Mai Bwanya Voti Kettina Masomera Akabata Muzodzwa Wa Mwari Saka Avekutopenga Kufumura Nekunyadzisa Mai Vake

Ketty Masomera wakabata pasingabatwe .l know wakanetsana naFelly bt waitukirei Mai Bwanya nevaBereki vacho .         avana day ravakapindura vakaramba vanyerere. Kna tazogara vatumwa vaMwari sana Mai Bwanya adzisi typ dzekutuka nhsy tarira makuzvifumura ummm munonyadzisa imi haunzwire tsitsi mwana wamai vako tsitsi tongoti Ketty go Doreen go             Gogo musalala goMungatii zvenyu but pakutuka munhu mukuru zvinounza minyama vakamutadzirei Mai Bwanya hongu she is not God but uuum zvimwe zvinhu ityai Mwari

October 04, 2023

Lorain Guyo Overtaked Onzi Musafananidze Tariro Gezi Nezvinhu Zvisina Basa

Musafananidze Tariro nezvinhu zvsina basa imi       Ko tikakupa iwewe sando dzacho Lorraine naTariro tovapa ma celebrity endorsements. ?           Makazoti SANDO Topa Ani apa LORRAINE or TARIRO ?Hatigone kuita compare ivhu repachuru neSugar wangu.... Lorraine mupe ziSando rekupedzisira racho ndiye muhombe apo...

October 04, 2023

Dzivarasekwa Teacher Oponda Mwana Nekugera Bvudzi Zvese Nemusoro

Hey hey maTeacher epa Dzivarasekwa high school yes tozova kuti kuma government school vana vanorohwa but haurove mwana sewasvikirwa kudaro zvichiri zvega here izvi         Teacher ava ngavaongororweVana ngava terere instruction yateacher ndosaka mukuona vana vemazuvano vachiita kunge vanopenga oti kumba akarohwa zvonzi child abuse kuchikoro onzizve harohwe yooo kana ndimiwo           mwana kana atadza ngarohwe inga isu tairohwa vana varikudhereraEhe murimadofo mese kumhanya kutuka teacher manzwa here kuti akurohwerwei mwana uyu mese imi kubva 1999 kusvika 1990 ukoo makatorohwa kudarika izviii coz maisaiza ava ama 2k vari worse aifanira kumuvhuna ruoko

147 148 149 150 151