Friday, November 29

General News

October 12, 2023

Kadungure Family Vachisekerera Zvavo Vachinotora Mutumbi Wa Juliet Voti Hurongwa Ndehwemhuri

Pose Hainakufadza Vakawanda Mhuri yekwa dungure Vachinotora body Nelia asimbisaVarikupoza vachisekerera wani. ZvirikoChemai nevanochema, farai nevanofara.         Rudo ngarurege kuita rwekunyengedzera..mamwe ma comment haaite panguva yakadai ko kungonyora kuti Rest In Peace kana usina hako zvekutaura mmmmmm             tisadaro guys vanhu vakurwadziwa. Rufu inzira yedu tese.. Tinoti kumhuri yekwaKadungure Chemai ne tariro Mwari vakunyaradzei

October 12, 2023

Zimbabweans Boti Tinofunga VekwaKadungure Ndivo Vakakonzeresa Accident Ye Bus Re Trip Trans Nemhepo Dzavo

Ini ndinofunga kuti accident yebus yakakonzereswa naJulie chete vamwewo vakazongo batanidzwa mucross fire       Nelia you are the nextChemai nevanochema, farai nevanofara.     Rudo ngarurege kuita rwekunyengedzera..mamwe ma comment haaite panguva yakadai ko kungonyora kuti Rest In Peace kana usina hako zvekutaura mmmmmm tisadaro guys vanhu vakurwadziwa.       Rufu inzira yedu tese.. Tinoti kumhuri yekwaKadungure Chemai ne tariro Mwari vakunyaradzei         Haa ini Trip Trans handide kana kuriona the owner anongonhonga madriver fanika road yeZambia ndiyo imwe ndkamborikwira driver akaovertaker pamarongora paya akaridzirwa hooter nematruck raiva mberi neraiva     &nb

October 12, 2023

Tom Jones Opinda Mubhurugwa Ma Dj Tawaz Zanupf Yakakusvipa Chikorobho Rombe Wakasiiwa Usisina Nzvonyo Yavemarengenya Washandiswa

Dzungu mayiriwanza vasekuru tayikuudzayi kuti ZANU inokushandisa yobvayakusvipa😂now wave marengenya nedzungu rese riya nematambudziko😂😂😂Taura hako Tom hahahahahaha rachizongoti wawawa zvino .         Kubva parakaba mari yaPanga ririkuwundurwa nenhamo ana Wicknelo vachingomwaya mari kumwe iro rakatarisa         Chisinga zivikwamwe nesu ma Zimbabwean chinhu 1 tinoisapota asi nzara ichitirova nekuda kwekudzungaira dai mwari ativhura brain tazivawo zvinoitira munhu wese zimbwa ravadongo asi muzere zviwanikwa nyika iya ingadai iri little Landon

October 12, 2023

Mhuri Yekwa Kadungure Rufu Murawo Wa Mwari Zimbabweans Ginimbi Akange Asina KuRomba Munhu Akaita Mari Dzake Motaura Kwamusingazive Aishanda

Haiwa boss G vaive vasina kuromba vaye kungoti kuzim ukaita Mari wakunzi wakaromba         Munhu akaita Mari dzake zvonzi akaromba imikaa dai kuromba kwaiitisa vanhu Mari dai Zimbabwe yakanaka nekuti vanhu vazhinji varikutambura muno vainkoenda kunorombawo         Ginimbi munhu ayigona kutsvaga mari chete zvekut ange akaromba ratove godo iro....chikwambo chepi ichocho chinopa mazimari akawanda kudero....ne nhamo ari mu Zimbabwe vanhu vese vangadai vari ma millionaires zveee           Dai kuromba kune mari dai mbinga dzakawanda. Uyu airova madhiri uyu, drug smuggling and gas. Hakuna kuromba kunotengesa ferrari. Mbuya vako mai petros kumusha uko vakarombera kurima

October 12, 2023

Tatelicious Homwe Yenyika Oti Nelia Anopafa Soon Zvikwambo Zva Ginimbi Zvirikuuraya Vese Handisi Kurega Kuzvitaura

CONDOLENCES TO KADUNGURE FAMILY , GINIMBI'S FAMILY .🙏         The late Ginimbi's sister Juliet died in a Bus Accident .   #YOUTUBE_LINK BELOW    https://youtu.be/Zdb3ao9fMDM?si=hTcmsPfLC9VM2c5R       Kwasara Neria , very soon anopaenda chete ,ZVIKWAMBO HAZVISISINA MURIDZI because the owner Ginimbi akafa.       So tunana Tula bhechuludhe twuri kuita yatwada . HUPFUMI HWUNE ROPA MUKATI MA1   ITS SAD .   #HOMWE_iHOMWE👏👏👏Handina kuseka kuti Juliet afa , NO Never but my spiritual office se HOMBODO YENYIKA , I must always speak the truth.       Whatever I'm shown and told by the great ancestors of Zimbabwe

October 12, 2023

Maitt Best Friend Mai Maketeni Voti Muchanyara Nezvamaitaura Ndakubhadhara Zvikwereti Zvese Kuti Shamwari Yake Ibude Mujeri

I call upon everyone who is being owed naMai TT to come to my inbox with amount.       We are working towards paying everyone please Bear with Fely as she is trying to clear the debts.         I have a list that I’m working with to see if no one was omitted.         After everything has been said and done people must live with a clear heart towards fely wether they like her or not.           Friends like you are rare to find, you're a rare gem mummy keep it up. Felly has found a sister in you, I pray for a friend like you in my life 😊🤩🥰💗

October 12, 2023

Gary Mapanzure Was Involved In A Horrific Accident In Masvingo Road Yauraya Shamwari Yake

Pindirai Mwari nyika yarema Garry atoenda here😭😭😭😭Masvingo 😭 tashota , maaccidents ayaka,             lets pray everytime usati wabuda mumba guys hatizivi hedu nguva nemusi , 😭😭 my heart is bleeding         We need to teach ourselves to wait for family members to announce death news, makuuraya munhu mupenyu kuda kunzi mune information.

October 12, 2023

Gafa Ku Netball Pauline Jani Afa Zvinorwadza Nyika Yese

Former Gems shooter dies   Story by Lawrence Trusida          FORMER Zimbabwe netball team and Black Mambas goal shooter Pauline Jani has died.    She was 34.         Black Mambas coach Talent Museka confirmed the sad news, saying Jani died this Wednesday morning at Parirenyatwa Hospital after a long illness.          The eccentric shooter played a crucial role when Zimbabwe qualified for their maiden netball world cup in 2019.         Affectionately known as Gaffa in netball circles, Jani's last dance with the national team was in the Gems' last match at the 2019 Netball World Cup against Uganda.  

October 11, 2023

Zanupf Gangster Norman Maunga WekuMasvingo Ozviuraya Asi Asiya Anyora Tsamba Regretting Kuponda Kwaaita Vanhu Achiri Mupenyu Hama Dzoramba Kumuviga

Police today left Zanu PF notorious gangster Norman Mawunga's body dumped outside his homestead after concluding that there was no foul play.       Mawunga who hang himself from a tree left an audio to his son Joe in which he accused family and clan members of pushing him into committing suicide after terrorising and tormenting him over his Zanu PF and FAZ activities.           Mawungwa's body spent the whole day in the scotching sun as angry family members including his brothers refused to have anything to do with his burial and charged that Zanu PF should bury him instead.           The body will stay in the open until burial in accordance with tradition that bodies of

October 11, 2023

Zvinoshamisa Zvinotyisa 28year old Oponda Kuuraya Amai Vake Kuti Vakanga Vachindiroya Kuti Ndisaroore

Matauriro emurume uyuwo vachatozouya ndazoo zvikazoo heish anyways zvakaoma hazvo mhepo dzinombotishaandisa shuwa kutouraya amai chokwadii         Ndichanoroora mudzimai wangu...ndichanoenda kumasowe ndichanoudzwa Kuti Mai vako vakasunga nhengo yako....ndichanotama pamba pamai vangu iiiiiiiiiii🙌           But sometimes unenge usina option amai vakashungurudza vana vese nekuromba kwavakaita jus imagine vana kupera nezvisina kana tsarukano    Iye vaimushandisa futi

144 145 146 147 148