Friday, November 29

General News

October 24, 2023

Musikana Webasa Oba Midziyo Yese Yepamba Paaishanda Avekutsvaga Nemapurisa

Hie Pamela tibatsirewo ndine sister yangu abirwa nemusikana webasa,ndikandirewo mugroup mako.           Makadii hama,ndine sister yangu abirwawo zvinhu nemusikana wake webasa kuDamofalls anonzi Maidei Magaso,aba Tv,decoder,laptop,tablet fon,grocery ne zvimwewo tibatsireiwo achiri mudhuze nekuti abuda pamba         zvekuma11 mangwanani ano saka kana paine amuonawo ngaatibate panumber idzi,tibatsireiwo hamawe 0771446097,0772949287 its urgent

October 24, 2023

Garry Mapanzure Wife Ndoudza Mwana Kuti Baba Varikupi Ochema Zvinorwadza

So painful wangu akazonyatsobvunza ega at 6 zvakaomaInini hangu rufu urwu rwakandirwadza and kuona zvakadai so zvinotoita worse.           Rufu rwakaoma veduwee ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ’”Mwari ndiye anorapa maronda nekufamba kwenguva asi zvakangooma.           hazvo age yamai nemwana inorwadza๐Ÿ˜ญHaaaaa zvakangooma hazvo rufu rwaGarry rwaramba kubva mupfungwa dzangu

October 24, 2023

Zvinonyadzisa Mama Vee Mhosva Mushure Mekunge Vapfachura Mari Vave Kupemha Ye Rent

Wakudembaka mari yawaitambisa uchifarisa uchidya nyika rutivi uchikwira ndege kunobatana nemabeach eTanzania ausina zera nawo, hee peace of mind waitadza kuitira peace of mind yacho kuno kumusha?.           Wakadii kutaura naAnna ane beach rake wainoitira peace of mind ikoko aikupinza mahara.Mumarestaurant hatichataure, waizadzirwa matray akabva pano nekoko nemafresh chips uchiziva urikuvaka, tsvee kuorder tumakota tray.             Handiti dai izvezvi usiri kuchema rent watova landlord.Changamire you are very right hatidi munhu anotambisa mari achidyisa kudaro kkkk ngaatenge stand. Chipoko one chakamukira kuzogadzirisa nyikaNerestaurant nhaimi

October 19, 2023

Mai Bwanya Vofumurwa Ndivo Vanotonamatwa Ku Church Kwavo Kuforcer Vanhu Kuti Vavaperekedze Ku Airport Motorcade

UK mawanirwa nyasha zvichemo zvenyu zvese zvakupera mhamha Mai Bwanya is coming, asi eeee kuperekedzwa ku airport kwacho kuripamberi ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ           I used to go to SFIM ,,,kunonamatwa apostle kudarika Mwari๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐ŸคฃIni hangu l don't understand kupinda kwavanoita muchurch kuperekedzwa ne half of the church wearing different clothes ndo               chii ichocho zvirinani hangu ndiumbe hozana ndiri pazambara izvi kuita sekunamata munhu๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃndangoti Rega ndiwonewo ku page kwavo mashiripiti andawona ndabva ndasviba moyo zvamwari azvina kudai

October 19, 2023

Kanoda Kudirwa Muacid Swagger Ngochani Obhowa Vanhu Mushure Mekunge Anyenga Bazooker Pa Star Fm

Varume mastraight muripamahwani nengito unenge Ucharepwa shureyo             Urwoo rwoda kumamiiswa rwopiwa manyemwe nekusekererwa Inowanzo tangika sanike kna musharukwa asvika           Vamwe vanopanicker Vamwe vanoliker Asi ka ndendchitodaaa๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜๐Ÿ˜. Ndochida

October 19, 2023

Zuva Habane Ndakadyiswa Dhodhi Na Amai Ava Dubai Chiregai Mweya Wangu Uzorore Orangarira Zvaakaitwa Na Edith Chibhamu

Mai Ava vakamboenda nepi nhaimi  Mai yakambondipinza busy iyi.  Bho munhu but Mabasa Shem .  Hesi Kani IDHI .            At least ndakamboonavo Dhubhayi๐Ÿ˜‚Apa ndopandakavona kuti ZuvaNation can fight Battles kana vachida havo.            CS yakazviramba ma blogger achindiridza everyday kusvika ku newspapers CS ikati munonyepa.            I was really down nenyaya idzi ndakadonha veduwe kuita sendichafa if it was not for Comment section hameno Handidi nemi ZN  โค๏ธ‍๐Ÿ”ฅโค๏ธ‍๐Ÿ”ฅโค๏ธ‍๐Ÿ”ฅ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ Sorry ndombokupinzayi busy sorry

October 19, 2023

Shadaya Otukisa Mukadzi Guma Rinenge Mutserendende Wemadzvinyu Anotuka As If Wake Mukadzi Anoita

Shadaya ukaona achi disser ana Pearl Thusi unoti wake musikana akaita sana Amber Rose hezvoo kachisukiso zvako kanoda kukwesha nedombo chero firita re#Iphone haritoshande kurusikana gwake ugwo..         Kakasenga futi ru hair peace ingati idendere reZizi #LearnorPerishGuma kungati mutserendende wemadzvinyu           The sad thing is the ones he thinks are close to him . They take screenshots from his status to come and bash him. The enemy is never far but close

October 19, 2023

Chipo Uyu Akasiya Mwana Ane 2years Kumpumalanga South Africa Nema Neighbours Patone 3 Months Varikumutsvaga

Makadii. Tirikutsvagawo musikana uyo aripama pictures aripazasi akasiya mwana ane 2 years kuno ku South Africa kuMpumalanga akavimbisa kuti anodzoka in 3 days time haana           kuzodzoka yatokwana mwedz mitatu tisingamuoni hatichazivewo kwekuisa mwana.           Kusiya mwana aaa akatooma moyo mwedzi mitatu let's hope ari safe hake kwaari pamwe akapindana netsaona kunyika dzisiri dzedu kudai             Enda ku Kempton Park mutwn ndatombomutsvagao hanzi ari kunonzi ku depering ku Kempton Park kune munhu atoendako atomuona

October 19, 2023

Dj Shugeta Vachiita Million Usd Deals Izvi Zvaitisa Anna Honde Stress

Unenge warambira munhu kuti ari kutambira ma Rtgs ozoona aku saina ma dhiri mahombe ku Dubai           Musadaro, Anna is heartbroken, ndiye akatosiiwa, ini makudzimbira Ronda musadaro             Haasi webokuharram here uyo ndiyo contract inosainwa chete wakasungira kadhuku ako           Maari macho hamusi kutaura mari. Ziso iro ndere munhu arikuda kumaker sure kuti mari yake yasignirwa. It's giving Mohamed Mussa!

October 19, 2023

Freeman Osungwa Nekuda Kwe 2 000usd Chikwereti Macelebrity Edu Zvaachaperera Kuchikurubhi

MaGallis Ari mumaoko ehurumende zvenguva dzino. #zimnews #zim #freeman         Buditsai ma album mushe panekumboda kutanga mataurwa zvekutinyepera ..msade attention mhani zvikangobuda tongonzwa๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ           Mu Zim hamuna uniform yakadai... Two Pic iroo nderepa album re Robbery Saka mukutiiko nhymi MA zimba๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ™„๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ๐Ÿ˜ณ

140 141 142 143 144