Madamboss Pamelah Tamirah imboitawo uchindituka kuti vanhu vasafunga kuti ndini iwewe ππ "Hapashaike atobhilivha kuti Pamelah Tamirah ndimai Dzabu zveshuwa Madam Boss kutuka kwacho handigone regai nditsvaga ma lessons
Uyu ari neboys rake rainzi top 6. Achiri kuti ndokuita thing. Mufesi uyu akashurungudza vanhu ku Karoi uko hake. Ane utsinye murume uyu akarovera mota yangu akandibhadhara $100 pa $1400 damageHurombwa ndopahukashatira chete kubva kwawakaita pa Mp panga wakarombera hona zvaakuitika PLUS hutsinye nguva yehondo yeminda wakaita zvinorova uchitorera varungu zvinhu ,muchivarova nekuuraya makanetsa ne Zanu imi yakazokusvipa zanu yacho futi Farm rako raukatora kumurungu akabuda murungu iyeye asina kana nduwe achisiya farm rine over 1000 mombe and property iri over 3million zvakupfuka kaaMutemo wekuromba 1 haunwi beer πΊ
Zvakaoma ndeapi masocialites Ari akuenda kuguva raGarry vonotora mapic without family permission sister va Garry vachema chema All because Mudiwa hood was the first to go soon after burial now ve clout chasing vatanga disrespecting the family People grieve differently veduwe chimuregai she is just a baby kungoti garry was a celebrity its very unfortunate kty ma fans ake myt do it without thinking kty vakurwadziwa family yake titende Ndatombobva kuzvitaura. Vanhu vasina kuwana mukana wekuenda kunhamo ngavachimirira manyaradzo plz ma ferebhiriti zvakwana
Iyi ndiyo fraud yekupedzisira iyi.Men don't be fooled kunzi unoita smart that's nonsense.Gezai muchenge chete. Team rese rakachecheudxwa munobvumirwa kuvhotera Zanu pf cz sarudzo dzisina basa makatoita kare Asi ZANU PF isadaro soo πππ, yakatanga nezvihuta then this πππNdikafunga tiri ma buk 4 zvichinzi anenge abvuma unopihwa 2 ma Udiwo plus ma biscuits nxaa ππ itai mega
ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty. Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and wears expensive labels. It’s hard to believe he once failed to raise US$1 in three days. The incident occurred when he was fired from his job in Snake Park where he worked at a ZIM dancehall star, Sylvester “Freeman” Chizanga, was once a drama king and, by his confession, very naughty. Today, his life has changed so much he rolls in sleek cars, hangs around with big shots and we
the sun rises over the bustling City of Harare, Felistus Chipendo, best known by her stage name Feli Nandi embraces each day as an opportunity to do better than the previous day. The talented singer, songwriter, and fashion designer lives a life of limited activities, but commitments with a zeal for success. She values her mental wellbeing and physical fitness as she commits to her business. Feli Nandi says she is not much of a social media person as she fears falling victim to cyberbullies. There is so much hate and negativity on social media, according to the songbird. NewsDay Weekender caught up with Feli Nandi who shared her life away from
Vice President Kembo Mohadi experienced a health scare during his address at a Zanu-PF by-election campaign launch for the Gutu West constituency, where ruling party deputy youth secretary John Paradza is running. The by-election is scheduled for November 11 and was postponed from August 23 following the death of candidate Christopher Mutonhori Rwodzi. During the campaign event, Mohadi collapsed while on the podium and had to be airlifted to an undisclosed medical facility for treatment. Witnesses described how he asked for water and then fell to the ground. Zanu-PF officials and security personnel rushed to assist the Vice President, carrying him to a nearby vehicle before his evacuat
Ko becoming Madam Boss rakazodii payeNerestaurant nhaimi Ko kwaMadam boss kantini kwakazodii nhay. The pressure is not necessary though ππ
I dont personally know him but it wasn't necessary for him to do such. We are all sinners dai akangofesana nechivi chakeWas it necessary for such a respected pastor to do this to himself over a Leaked WhatsApp Audio?
Hie Pamela tibatsirewo ndine sister yangu abirwa nemusikana webasa,ndikandirewo mugroup mako. Makadii hama,ndine sister yangu abirwawo zvinhu nemusikana wake webasa kuDamofalls anonzi Maidei Magaso,aba Tv,decoder,laptop,tablet fon,grocery ne zvimwewo tibatsireiwo achiri mudhuze nekuti abuda pamba zvekuma11 mangwanani ano saka kana paine amuonawo ngaatibate panumber idzi,tibatsireiwo hamawe 0771446097,0772949287 its urgent