The late Brigadier General (Retired) Mark Charles Chimwaza has been declared a National Hero. The honour was formally conveyed to the Chimwaza family by the Minister of State for National Security, Honourable Lovemore Matuke, at the family residence in Kuwadzana, Harare.Unoziva pakapfurwa vanhu muharare nemasoja i was thinking kuti iri harife ka inini ndokazoona pa covid 19 kuti iyaaa ko zvaari ma1Kwagara ndekwemhondi nembavha kuHeroes ndosaka vaMugabe vakaramba kuendako
Dzidzai kusagara nevana vevanhu ezvino honai olinda akunyeperwa kunzi akabata mwana mazamu nemagaroo na Owami..vana vevanhu vanonetsa muno tarnisher mazita enyu or kutopindira jeri zvinyaya izvozvo vachida kungokuwashisa Mwana haana kufurirwa ende akatozviita oĺindaOlinda anonzi akamboti owami reminds her of what stunner and diyyone did to her ,,,, so at this point anything is possible.
Royal mint speaks ndataura kuti ndoda kunoitei here zviye ??? Unotondione semunhu anongotora nyaya dzemakuhwa nhai ? Kutaurwa kwadzo kwanyanya , takambotanga tichiti vanhu vanovenga asi chokwadi kuignowa chaiko totya kuzozvidemba kuti dai takaziva , zvakangokosha kunoita ongororo, kakawanda irikugara ichichema gender iyi tichingoignowa But guyz besides kuvenga nyathi makambozviona hr kut mai nyathi hawana mufaro kan nyathi aripo ngatitaurei chokwadi ndizvo hr zvekut munh anofanira kuona murume wake seshumba makamboona kut mai nyathi wanofara sei kan waina bamunin nyathi hamno kahunhu kehubaba kainakl sol l nowonder y hama dzamai nyathi dzisingambouye kumba kwavo mai nyathi wakatambura ne operation paye asi camwene waivamo mujoni
Zvinonzi vasikana vorumana vari kupisa moto pasocial media mushure mekunge nyaya yemukomana mumwe chete yatsemura hushamwari hwavo. WhatsApp video https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 Mukomana uyu anonzi aive achidanana nevasikana vaviri panguva imwe chete, achivavimbisa rudo rumwe chete, zvinyararire achivatumira mameseji akasiyana. Zvakazobuda pachena mushure mekunge umwe wavo awana screenshots, ndipo pakatanga drama, ma status, nemapost akaita kuti nyaya iyi itrenge. Vanhu vakawanda vari kupatsanuka pfungwa—vamwe vachiti “mukomana haana mhosva, vasikana ngavataure chokwadi”, vamwe vachitsigira vasikana vachiti vakanyengerwa. Nyaya iyi yava kudzidzisa vazhinji nezverudo, kuvimbana, uye njodzi dze multiple relation
Zimbabwean social media is in overdrive after a trending video linked to Dyonne surfaced online following a dramatic fallout involving Olinda Chapel. What many believed was a private disagreement reportedly escalated into a physical confrontation, before spilling onto social media where the drama quickly took on a life of its own. Soon after the altercation, claims began circulating that private material connected to Dyonne had been released, triggering shock, anger, and heated debates across platforms. Supporters on both sides have accused each other of taking the situation too far, with many saying “zvanyanya izvi” and calling for the drama to stop before more damage is done. While the authenticity of the circulating content has not been officially confirmed, the
Pane vhidhiyo iri kutenderera pasocial media inonzi inobatanidza mudzidzisi nemudzidzi weForm 4 kuHoly Ghost High School kuMutare, Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 zvichikonzera kushamiswa kukuru uye kutsamwa munharaunda. Nyaya iyi yave kukurukurwa zvakanyanya online, nevazhinji vachiratidza kushushikana nekuti inobata nyaya dzakakomba dzemaitiro asiri pamutemo uye kuchengetedzwa kwevana muzvikoro. Vakuru vezvikoro pamwe nemasangano ane chekuita nedzidzo vanonzi vari kutarisa nyaya iyi, vachisimbisa kuti zvichemo zvakadai zvinofanirwa kuferefetwa zvakazara uye zvine mutemo. Vanhu vakawanda vari kukurudzira vabereki, vadzidzisi, nevadzidzi kuti varege kugovera vhidhiyo iyi, vachiremekedza kodzero dzevana uye vachisiya nyaya iyi
UK police are asking the public for help to find 39-year-old Thinkwell Javangwe, from Zimbabwe, who is wanted for breaking a court order. I Police have followed several leads, but he has not yet been found and is still on the run. Thinkwell, also known as Thinkwall, has links to the Hucknall area in Nottinghamshire. RAPIST ON THE RUN: UK police hunt Zimbabwean sex offender who vanished after breaking court order UK police are hunting Zimbabwean national Thinkwell Javangwe, a convicted rapist now on the run after breaching a court order. The 39-year-old, also known as Thinkwall, has links to Hucknall, Nottinghamshire, and has so far evaded police despite multiple leads. Javangwe was jailed for five-and-a-half year
Video WhatsApp https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104 A Midlands State University (MSU) student has sparked widespread debate on social media after alleging that she was involved in an inappropriate relationship with a university lecturer. The claims, which began circulating online earlier this week, have raised serious concerns about professional conduct and power dynamics within higher learning institutions. According to online discussions, the student claims the relationship affected her academic experience, with many social media users calling for a thorough investigation by university authorities. MSU has not yet released an official statement, but the incident has reignited conversations around lecturer–student boundaries, accountabilit
Nhasi ndezveduwo hamadzinodiwa ? we managed to buy a Stand in Harare Zimbabwe ?? ndipo patichazochembererawo tiri plann yemba ndiyo iyi + swimming pool ipapo so we are working with the process infront of you our fanz ..From Grass to Grace thank you Lord ???? #fblifestyleBreaking Sad‼️⛔️ Nyathi vatengeserwa stand ye fake, stand yemunhu ,vanonzi vawanikwa varipo vachimira mira vakanzi ibvai pano ndisati ndadaidza ZRP, very sorry Nyathi Family uku mota vakatengesa zvavo mhepo dzakasimuka kuna mukoma Giri uuu?????Its always wise to ask for guidance from the Likes of Barbanas barmlo investment nevamwewo ma socialites vakatenga mastands ari pamutemo ma cases akadai they are everywhere so be wise kana ya nhau d
Nhasi ndezveduwo hamadzinodiwa ? we managed to buy a Stand in Harare Zimbabwe ?? ndipo patichazochembererawo tiri plann yemba ndiyo iyi + swimming pool ipapo so we are working with the process infront of you our fanz ..From Grass to Grace thank you Lord ???? #fblifestyleBreaking Sad‼️⛔️ Nyathi vatengeserwa stand ye fake, stand yemunhu ,vanonzi vawanikwa varipo vachimira mira vakanzi ibvai pano ndisati ndadaidza ZRP, very sorry Nyathi Family uku mota vakatengesa zvavo mhepo dzakasimuka kuna mukoma Giri uuu?????Its always wise to ask for guidance from the Likes of Barbanas barmlo investment nevamwewo ma socialites vakatenga mastands ari pamutemo ma cases akadai they are everywhere so be wise kana ya nhau d