Takagara tavaona zvedu kt pamberi apo vachapomba Akashandisirwa mushonga guys musamudaro😂😂Apa wazohura wani kuvhura zipi apa vavhura hombe Darlington wamitisa apa Demon 😈 racho ndiwe watowa rombe wani apa uri rombe Nyama Ko dhuterere zvaariye akaimba akaimba zvinonyadzisa zvinogumbura Hanz kune varume vanoredzera kurera pfambi ngavabate nyoka nyamafingu ko zvabvepi fut
Mai DHUTERERE VANE DZUNGU .UNGA PEKE MABHEGI NEKUTI MURUME AMITISA MSKANA WEMUCHECHI???? Kwanai Mai Dhuterere , munenge maingoda fame yemurume imi. Pamunobatanidzwa mutemberi dzvene yaMwari when you do those vows especially ye kuti "IN TIMES OF HAPPINESS AND SORROW I WILL STAND BY YOU " ndo time of sorrow iyi MUNHU MIRA NEMURUME WAKO. WANDIBHOWA MAI DHUTERERE , ZVIMATAMA . RABHISHI. #HOMWE_iHOMWE👏👏👏👏
Couple(37) & (60) up for raping 17-year-old niece Story by Fungai Jachi A Kuwadzana couple has appeared in court for allegedly conniving to rape a 17-year-old relative. A 37-year-old woman from Kuwadzana and her 60-year-old husband allegedly connived to rape their 17-year-old niece in a ploy to force her to be a second wife to the uncle. It is the State's case that the girl's aunt wrote the teenager a letter asking her to be her husband's second wife before forcing the girl to join them in their bedroom. The aunt then reportedly forced the girl to have sexual intercourse with her husband while she watched. The court he
Madam boss is not funny but kungoti vakagadzira zita kare plus varume vanofarira kuzunza kwavanoitaYes two ivavo 🚮🚮🚮 . Problem is Madam Boss doesn't take constructive criticism anymore .isu maFans avo we need her back Tyra kana akasatambisa magaro hakuna zvimweNdaifunga kuti ndini ndega ndisinganakidzwe namdam boss namadhumbe mamicky Tyra anganzi comedian here uya kuita ma skit ndohucomedy?Haaaah Tyra idatya kuposter mwana kunge ndiye atanga kuzvara ndaimufarira but now akandibuda Most people you're all listing havasi macomedian,they are skit makers espec
Musikana washadaya ungatiii kamwana ketsoko kazvarwa karika premature munhu kushata nepa firita Huromo here🙌😂pano panotukwa munhu😂😂😂Ko kepesi yeguma neziso remunhu anenge akupesana nerinopasi akuenda kunyika dzimu She looks scared and intimidated. And yeah she is with Shadaya because she agrees with him. So stop assuming that she is not happy or oppressed. Some women like men like Shadaya and the temperament that comes with them.Munhu wemukadziii kuita kunge spider radirwa doom nonsense kusvika shadaya wako asiyakutuka vana Olinda vanopisa
Nhai Tariro Gezi so what happened to Baba vaHanna?.Makarambiranei shuwa nekubatana kwawakaita uku asi kuti ndiwe wakamusiya nekuti handione mhenya yakaita sewe ichingosiiwa hazviite. Mweya yemadzinza hamusi kuiziva munyori chero ukatoita garo pano nekwamutoko chero ukatoita face inogedzwa nechocolate everyday mweya yezvimbo hausi kuiziva Kurambana kuriko Zviri nani pane kuzourayana nezvirwere or kupondana. Rudo rwunopera hazvina kutanga nhasi izvi Munhu akangofa wani zvekutamba izvi zviriko and people move on 🤔 ungarambe uchichovha bhasikoro raponja 🤣🤣🤣... Tariro move zvako BaHannah move futi ndikoko
Born on 25 December 1996 Shashl akazochinja makore nekuti she is now famous😂 her sisters are Sheri’s Moyo and Terkis Moyo ndikuuya neguhwa remusikana Unotoshaya kuti munhu anonyeperei makore apa tichingoona kuti pamakore matsenga 😂😂🤣 aah what’s the use nhaiShe thought she was 23 😂 She actually looked like she’s in her early 30’s to me Havadi kukura vanhu ava kkkkkkk iyezvi hanz mabrijo ane 19 then Lorain 23 kkkkkkkkkkkk amanaiwe vanhu havasikuda kukura
Kachipoko Kaya kainzi pegiIni personally I think ane dzimwe nguva dzaasingageze kumeso kuitira kut make up isabve nekut no one in their right senses angamukire kuisa makeup oita live na7 am Ndaikupemhera wani pano mwedzi wega wega iwe Swaga wataisimboda nemoyo wese ndichitukwa nevanhu kunzi kaghost kako asi ndaingoshinga😭Asi mari yese waipedzera kufoundation muswere wese uchingopoda. Nhasi wakurwadziwa naSvidhy nekuti ndiye watakuda nemoyo wese.Move on Swaga hatichinei newe.Hatichakude TESE zvamuliii.
Hondo dzengochani dziri kupisa kudarika yeRussia neUkraineIni ndikuona kunge kamurume kaya kaive akaguguchira ndiko kakatsvaga matsotsi nokuti kakaona zvese zvirimumba Ndarwadziwa😭😭😭Ndianiko akutumira matsotsi kumukuku wamummy Svidhy vedu vatinoda TESE pano😭😭😭 Ndiri kususpector kaSwaga ndiko katisisade pano ndiko kane godo hakuna mumwe ndiko chete😭😭😭 hasi swagger guys I stay same area nasvidy now the place is not safe ànymore matsostsi anyanya mu area vanopinda Mumba vanhu vakarara zveshuwa.kana car hijackings .
She is slowly replacing Toky vibes Bee Wezhira Real life and pictures which are filtered Zvashamisa vakawanda munhu 1 here uyu This girl is very good she doesn't deserve to be trolled like this and besides kana uri musikirwo wake murikuda aite sei