Friday, November 29

General News

November 08, 2023

Mecky Zvobuda Atove House Girl Wamai Mazowe And Arikushandiswa Maskits Ivo Vopiwa Mari Yacho

Pamba pevanhu unopedzisira waita house gero kkkk ukagara pasi so haunzwe mushe hmmm           Pama skit amuri kuita na mother ndipo parikubva Mari yegas😂😂😂raunosara uchidziya vamwe vaenda kumushando.kuzoona Jan asvika unenge wanzwa nema skit ivo vachiita Mari nemaviews.             unosvikepi uchikumbira kamari kekutenga sweet nekutsvaira mudzimba dzevanhu             BRP rake rakatobuda here makuda kuti aende kubasa,rikabuda achangotsvaga part time yake kusvika akutoshandawo

November 08, 2023

Mai Mazowe Vochema Ndirimunhuwo Musanyanye Kundituka Ndinorwadziwa Especially Mwana Wangu Kikky

“Please musandiudze kutukwa Kwangu paSosho please”Ndiri munhu wo,ndikakuregerera hazvireve kuti unofanira kuramba uchindituka           Handione zvimwe zvangu 😭           Makanyanya kumupa Tambo yakarebesa hino akukusungai nayo tambo iya kuita gonzo rinoruma richifuridzira wotomuka unechironda block and delete and ziii

November 08, 2023

Nelson Chamisa Oti Ndiripo Kuvaka Zimbabwe Not Kuita Hondo Chokwadi Tichazomunzwisisa Murume Uyu

In my whole life I have never destroyed. I only build. I was never born with the gift of destroying or killing. I was born with the mantle to build.           My gift is to build not specialize in profitless fights. I invest in peace no matter the cost or abuse. Zimbabwe needs builders not destroyers or demolishers. We need light not fight!             We're angry because we want change in Zimbabwe ,but one day pple are going to understand Chamisa's Political style... Choosing Peace over war isn't a sign of being weak .....All the countries that chose war over Peace in 21st century           they're struggling ....... ,War Isn't the So

November 06, 2023

Press Release Dhafu Official Changing Name To Guhwa Nation

In an exciting development, we are thrilled to announce a significant transformation within our online presence. As a token of our commitment to constant growth and evolution, we are rebranding our Facebook page, formerly known as "Dhafu Official," to the dynamic and fresh identity of " Guhwa Nation." We want to assure our dedicated followers that while our name is changing, our core values and the quality of content and information we provide remain unwavering. This rebranding reflects our dedication to staying in tune with the ever-changing digital landscape and our continuous pursuit of excellence. The essence of our mission remains the same: to engage, inform, and inspire our audience with compelling content, discussions, and insights. We cherish the strong bonds

November 04, 2023

Mashura Mhondi Dzekuuraya Panashe Muna Samora Harare Dzotadza Kusungwa Nekuti Ma Youth Ezanupf Izvi Zvaita Mhuri Iti Tichafamba Ngozi Vachaiwana

Mashura Mhondi Dzekuuraya Panashe Muna Samora Harare Dzotadza Kusungwa Nekuti Ma Youth Ezanupf Izvi Zvaita Mhuri Iti Tichafamba Ngozi Vachaiwana             Haa Mota dze Police government ngaitewo serious akoma....even box rezvitunha mukoreuno kwakushandiswa ma body bag nedzimwe nyika....May the souls of those who died rest in peace....the perpetrators must face a big jail termParamedics or police should clean and spray required chemicals         Panashe wekuuraiwa nebhodhoro muna Samora Muharare Vorondedzera Mafire Aaita🥺🥺😭😭🥹🥹Zvinotyisa Kongozi           they will never be arrested becoz they are zanu youths and they are known by police. &nb

November 04, 2023

Gideon Gono RBZ Munamatireiwo Hazvina kumira Mushe Haadikunzwa Zvakanaka

Mbinga yakasheka🤦yaive irimbada yakazodzoka yave katsi sheka yakasheka yakasheka🤣🤣🤣🤣🤣mbinga yakasheka kusvika pakurarira maputi🎼🎵🎶🎶🎼🎼🔊         Munozovanyanyira ama2k pane asingazive Gideon Gono here😂😂😂😂😂Chero akabhuroka seyi haazosvika palevel rekufamba nengoro yemadhongiBaba vaive crush yangu ava            Ndaiita kuvanzwira tsvigiri but now zvavave soo           Ama 2000 Garai pasi hamuvazive munoziva Panganai chete

November 04, 2023

Ashford Mvenge Mvenge Otukwa Na X Wake Kuenda Ku America Kachembere Nekuda Kwenungo Kusada Kushanda

Saka Iwe Ashford wakasiya tsvarakadenga kuenda kumbuya yako nenungo dzekushanda .vane COS ipai mwana uyo pane kuswero garisana nemurume ajaira kuchengetwa nechembere yake.           zvekuchata apana asingazive kuti Ashford akamakidzwa Nama Gogo kuchata asingade           Chembere mukadzi hazvienzani nekurara mugota , gogo ivavo ndiye mukadzi waAshford ndiye waakada , next time mudzidzise tsvarakadenga dzenyu kuti dzisazvarire varume vevanhu.

November 04, 2023

LazyT Chapo Muimbi Ofumura Jahprayzer Akasura Pane Vanhu Winky D Akabata Mhino Zvakatyamadza Vakawanda

He is very stupid Razaro iyeyu and wataura chokwadi. Ane dzungu even achiri kwaSadza aingodhomoka kudai achingomisa chirebvu nezvindebvu ungati chigotora chaswera chichinanzva pusi kumafuro .           And ibharanzi zvekurevesa. MxmPane zvimwe zvisangade kuitwa nemunhu ane influence kumayouth.Ehe he is not so popular but respecting fellow artists zvakangokosha..             Ipapa kubva zvawaenda England ukuita kunge munhu aishaya data kuzim.Dzungu racho rakuwedzera.Hapasi pese paunofanira kuisa mhino yako iyo inenge gwinya ragarirwa naVanChoga.

November 04, 2023

Loveness Samaz Oti Ane Chiweti Chamai Banda Vachikwirwa Nechikomba Vakatosiiwa Nemurume Mashura Chaiwoo And Zvinonyadzisa

Texas hoyoo Samaz Oti Ndine Be..che Ramai Banda Vachitundirana Nechikomba Chavo Mai Ava Varikundipusha Ngavandisungise Pashata 🙄🙄🤪🤪🤪🤣🤣🤣           Mai Banda vanenge sugarmama apa vanocontroller murume. Ndofunga murume akadyiswa ropa rekumwedziAvawo Ava pretend to b seriously in love 🙄🙄,vane kamwe kaku actor soo,           Mai Banda kuzhangandira....I think vanhu vanocelebrater downfall yevamwe mofanirwa kuita background check iri serious kumadzinza kwamakaberekwa kuti hamuroye here, kune vairoya vakasiya mashave acho saka pamwe anokushandisai musingazive, or munotoroya zvenyu zvekutadza,kuzvihwandisa

November 04, 2023

Kusungwa Hakusekanwe Cat Family Wauseka Maitt And Na Party Esviro Ese Ana Ketina Anoita Mhirizhonga

Why? Ma S£X party avo ese achizongoita gone wrong Gore riye pana sabina mai mandela pakazoita bongozozo futi          Nyatsorongai masviro party aya zvakanaka Zim Big Brother Sister 777 gore riye na mandla         Ana mafikizolo vepa Facebook havaxvizive kuti it's not the first time kuita masekisi party ava       Ana mazikizolo vanga vasati vane maphone or Facebook acc   cat Family Jeri harisekamwe kusungwa hakusekamwe ketty wasungwa waitaurisa fani pamusoro pafeli zvingaka zvaenda zvisati zvavatwa 😜😜😜😂😂😂

134 135 136 137 138