For this Month of November Jah Prayzah is booked to perform 9 Shows and the Only Show Winky D DiBigman is having is on the 2nd of December. For Nov hakuna chinhu, kwakati Zii. What is really going on behind the Scenes. Winky D is loved zvekudero but paground haasi kuwanika why. Ingava Subotage here??? Promoters, chii chikuitika Agara akadaro Winky, itori this year paaita mashows akawandisa. Winky anowanzoita mashows vanhu vane nzara nayeAnodiwa nani, munoti noise yepa social media ndokuda munhu here
Aah na Tanaka fire vakabva kure vese avo ,Tanaka achiri kugara kuS.A 2015 until now na Killer T vanoisanaPa map yefacebook ndini ndakakuisa ndakakupushira maworks ako asi hautende I'm giving you two hours to give me back my page or else ndini ndakavhura page iro ukandibvisa pahuadmin papage rangu inini wobva waudza vanhu kuti hausiriwe wakandiramba ndini ndakatokuramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣Shuwa atori kabitter Ex Ukarambana nemunhu why would you keep maScreenshots.Asikana nyengererai zvakanaka kana muchiri kuda munhu .Facebook haitongi nyaya.
Wangu I have screenshots, secrets and photos that could break the internet asi handidi hangu kuzviburitsa ndingazonzi ndiri bitter ex saka ngatitambei tese zvakanaka nhaika Those who are saying ndirikutsvaga mbiri inzwaika handina kana Basa nefame🤣🤣🤣 zvehondo dzepafacebook ndakazviita kare ndikasiyana nazvo ndimi murikufambisa nyaya dzangu mega inini I posted pawall pangu handina kuuya ndiri ghost so zviri zvembiri handinei nayo zvekudaro inini handiuye neghost kana muchida Hondo ndikupai🤣🤣
Pa map yefacebook ndini ndakakuisa ndakakupushira maworks ako asi hautende I'm giving you two hours to give me back my page or else ndini ndakavhura page iro ukandibvisa pahuadmin papage rangu inini wobva waudza vanhu kuti hausiriwe wakandiramba ndini ndakatokuramba🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Jah Prayzah Azotaura Inini Na Baba Harare Mupfanha Wangu Hatina Problem Chero Ndisina Kuenda Kushow Yake Titori Tese Ku Australia 🤪🤪🤪😁Saka Muchaita Sei What an amazing journey with u career Boys , may true love continue to bear fruites and blessings among u familiesI feel that you are the one who taught Gwizi boy how to sing but people will never know..your voice is more stronger and well coordinated and soulful than Gwizi voice although truth is that Gwizi seems to have a talent in writing,arranging,producing and composing songs but pa voice BaHarare you have a much better soulful vocal range and singing voice jelous down..
A Bluffhill man was stoned to death at a sex workers’ haven at Corner Samora Machel Avenue and 8th Street. Malvern Paul (44) is reported to have been stoned by six men at Gail Court when he tried to restrain one of them from assaulting his lover, Nomatter Makore (30).
Imba iri kutengeswa $35,000 kumbare ii Iyi kuitenga nekupunza nekuti even ku renovator kwacho unotangira pai? Kkkkk we can laugh all we want but thats a jewel right there....rentals in mbare are how much??buy that core house tear it down ..built a 10 roomed hse ,charge $100/room thats a $1000/month ....laugh all you want but accomodation in mbare is in high demand bcoz of its proximity to magaba,town,siyaso,ardbennie ,workington etc...
Veduwe mwana asingachemi anopararira mumbereko, zvaMwari chaizvo vari padhuze nababa ava muvaudze kut andirari nekuvafunga veduwe haisi mhosva yangu,kungoona pk ravo bhinzi yangu yotozvimba😥 Batsirika hama unachenjera kuzvitorera Jambwa nekuda kwe Social media respect vamwe vanhu Touch not my Anointed ones and Do no harm to them Ngwarira kuparara
While most Zimbabweans seem warmly welcome Mai Tt back home, asi umwe wake Madam boss she's threatened by return of Mura or she's just minding her own business.....? Inyoka iyi irikutirwadziwa but she pretends manje. Kkkkk nyoka inyoka,Irene mumagumbeze neshangu,vakasarudzwa vadzoka,vabvut varunzwa godo.
Uyu mukadzi uyu Mai Maketeni May God reward you accordingly 🙏 we know you did a lot behind the scene, in this life every one needs a Mai Maketeni. God bless you abundantly and May God bring divine helpers in your life 🙏live long #shamwariyakanaka# It's not easy kuwana shamwari inoramba ichidzoka pamba pako waenda kujere kuzoona vana vako for 5 months Dai ari imwe akangozviita kwe week otosiya.She is a true friend AnaKetty vakatoita kuimba dzrinziyo,cat family ikafara zvsingaite kuti haaa you are a true friend haa urishmwari yakanaka zvokuti,ini psnaMura ndotruster vana vake naWasu chete,vamwe vese avo ha