Kereke in the dock for fraud Story by Peter Chivhima, Courts Reporter RESERVE Bank of Zimbabwe Governor’s former advisor, Munyaradzi Kereke, will spend the weekend behind bars after the Harare Magistrate Court rolled over the bail ruling for his fraud case to Monday. The State had earlier opposed the accused’s admission to bail, saying there is a possibility of skipping the country’s border. The state also claimed that Kereke has a case to answer after allegedly defrauding the Harare Municipal Medical Aid Society of more than US$ 130 000. Allegations are that he is the one who wrote the letter claiming that
Nhema dzine mukadzi uyu and anonyepa zviri professional 😂😂Akangoti bufu yekutengesa maCOs am reporting her...ndosaka akucanada kujaira kuita madhiri uchivhara anhu...hama dzenyu dzapera here dzikuda kufamba rine shavi iri 😂😂😂😂😂😂😂😂 Pressure yamunotipa ichatiuraya veduwe unonzwa munhu let's empower vakadzi or vakadzi ngavashande tichiuudzwa zvekuita apa kuseri zvenyu muchiita chimereji chenhema nhema kuti muenda UK ne cos. imi musaitipa pressure am working isu tichiti zviri kufaya. Regai ndiite makuhwa for living 😂😂😂😂🤣🤣.
Hiiiiiii zviri kugaka uko 🤣🤣🤣Ndachema zvangu Heavenly Commander vari kumbonhonga nhonga 😁 Filter rakurirwa😂😂That moment when Firita richiita nharo😂🤣😂😂Manje anozvigona here Nora zvekutambisa chiuno
Vagari vemudzimba dzemudurikidzwa dzeTagarika Flats kuMbare vanoyanika nhumbi pamisuwo yedzimba dzavo kuitira mbavha - Mufananidzo naTinashe Chitwanga Tagarika.... Kkk, hapana kugarika apa! Anofanira kutonzi Tatambura Flats. Hapana Flat riri mu Mbare rine rugare.Hakusiiwe bhutsu pamusiwo, I saw a gal musvinu achifamba nedza Adam after a visit kuma flats ekuMbare asiya bhutsu pamusiwo dzikashaika in a matter of seconds43 years after independence.
Suspected armed robbers, believed to part of a gang terrorising people in and around Harare's Southern suburbs, arrive at Harare Magistrates' Court today.-. Haaaa baba Tanaka vakuzvivhara neblack plastic
Vanhu ava vari kutengesera zvinhu zvavo pedyo nedutu remarara apo pazere nhunzi izvo zvinogona kuita kuti chirwere checholera chipararire zvakanyanya kuLusaka, kuHighfield, muHarare - Mufananidzo naTinashe ChitwangaY city council it not removing rubble, tsvee kuti udza nyaya dzisina musoro panyo penyu kwayedza Council inongoda kumuka Kuma office kwayo kwakazara marara. Paida kutongorongwa one day nzvimbo dzese
Ndisekuru vaani avo? na ambuya vaani avo?Ndoochembere dzinenge dzakuramba kurara mubedroom nemurume dzichiti ndorara nevazukuru ndaguma hura asi zvinhu zvichidiwa haaa Mozoti Vana vanodiiwoUripiiiiii Ndrimusangooooooo Unani Ndinagogo vakooo AaaaaaaaaahAsi Ndizvo zvinodzidziswa kwa tete Tilda kuti muno mboendawo out monofarira ikoko😂😂😂😂 Aaah regai HWINZA azoimba hake kti Ndiani asingade LULA🙌
Vana va papa makandiwa blessing ashaya ranga rasvikawo here? Shoko Kubva paakangofumura papa iii hazvina kuzomumirira bhoo RIP Ko aka fumura papa kuti chii taurai zvizere munzvisa hasha 😡 mhani ane tsitsi ngati jooo answer munoIs this the same Blessing founder vekuOceane perfumes?... What happened to her?.....rip shame Ah shame! such a beautiful young lady. I remember her interview talking about how she was robbed & abuse by Makandiwa.Elder Tawa akatuka Prophet Makandiwa kt muri mbavha makandibira
Monalissa Ngoya pandatadza kudaira pasocial media ndepapi mmmm chi bunzaka ndichikudaire ka zvandiomera zvacho ,asi urikutumwa here or u are trying kuita dzvene iye comic Pastor wacho ndiye anofanira kudaira kwete kuti ndashaya zve kudaira , Anyway handisati ndapedza just wait for the book thus coming soon mbuya ,u are a woman seni apa woda kuitasewaka signer marriage guaranteed where ever you are apa varume can change anytime ,yes I was abused naye Comic pastor and yes I shared my story handina kupererwa ,,urikumbopiweiko nhaiwe
I learnt to wear heels and red lipstick and a beautiful shade of smile and be happy women to the public but deep down in my heart my soul was crying,culture said be strong ,church’s told me to pray and the world was jealous of me thinking I gay it all and Called me the favoured amongst the daughters of man but deep down I was in fire 🔥 ,I was nursing my pains and wounds from beatings,I thought one day it would change and be happy again but it gets worse and realised I have wasted my full year to a coward and lost my child to a bastard and gave in my life and heart to a heartless person,frankly I regret ever accepting the (I love you ) words from Comic Pastor (Prosper Ngomashi)