It means vaitorovana chiweti big tymka hatingati yakabata kunamazepe ne1 day ago.feel sorry for his wife shem kuzoziva kuti murume airara nebest friend izvo hufrnd hwekupanana zviweti Haa zve chirwere izvi dai mambomira kuseka vamwe zvenyu bcoz as long uri sexually active chete zvinogona kungokuwanawo shemThe stigma iri pakati pedu inotyisa kudarika chirwere chacho. Chokwadi dai vamwe maipihwa mukana maitoda vane hutachiwana vauraiwe coz you make it sound like it's a choice and a crime.In this time and age let's learn to embrace those with and without , encourage everyone to know their status and if found positive to take medication without fear of being stigmatized.
Kambwa aka kambavha kangakajaira kuti kakaona vanenge vachirira pamedia kouya kachida kuzvidhingura . Nezuro kakagadzirirwa size zvikatsi zvauya mucomment section yelive yaMazepe naKety zvichiti Mai T is live. Kaifunga vanhu vese vachabva vadonha vomhanya kwakari wanike vakaramba vakastika🤣😅🤣😅. From 30k to 1.6🤣Ikozvino tiri kumnhanya nazepi kusvika akuziva kwaangatenge chingwaku ok ne pick n pay yeku ireland tozobvako
Duh!!🙄The woman is 50. Rest. Washaya. Ndimi Ma frenemies imi, apa ku Insta kwacho wasiya wakanda ❤️ asi wouya pano kuzotaura zvakaipa. Zimuroyi 🧙♀️🧹 rine bhitanesi. Haa ndikasve zvangu ndanodhonzwa mazi wrinkles ayo than kunoitwa BBL isingaenderane ne Face rich auntie itai plan zigaro renyu riya rakaoma kuti ngii harienderane ne face yenyu pasina firita shuuu 😭😭….Tongoti makanaka hant munhu akanaka muhomwe here?..
Mai tt mukasatanga ma live ema matching outfits ne varume or kutsvaga 1 or 2 vekushaudha ndaona mapera , ndozvakakudza brand renyu dzokerai ipapoHaa pasina madrama njunga dzinotorema zvakunyatsooneka izvezvi asi i think zvitori better for the sake of her mental health and peace.Makore mangani achingorwa nevanhu nekuchinjanisa varume.Regai achimboraramawo pisiful life for a change
Well come to Zimbabwe. Ukasa bleacher wakashata chaii ..vakashata ivava varimudzimba nevarume vakanaka vakushaya kana anoti huya ubike mapoto. kungorohwa ma hit and runHaaa kushaya choice totokunzwa nemi isu tinotoona a dignified woman ipapa ende chaakanakira chero makatiii HKD uyo mukadzi wavo kusvika muguva haana kwaachaenda uyoo,plus kwamunoti kunaka kutsvuka nekuzora mafuta ekutsvukisa here,mati madiiko chero makamunzwira godo mukadzi uyu mumba make ndomaari zvake,ende chero iye freeman wacho futi anotifarisa achiziva kumba kuna madam kobvigwe ivava Mai Mhofu ,up up
Dai usingatambise mari uchifurirwa naDudzai kuenda kumizeerere nekundinya maicecream dai wakatopedza kuvaka izvezvi tirikutopembera 1million followers uriwo pako panonzi pako..Kana party yacho tinoitira pai kutomanikidzana mukaone room ikako Landlord achivava kuti volume yanyanya.Unogopembera sei 1 million followers iwe uri roja.Sorry katatu.
Girlfriend Ya Tytan Lisa Otuka Olinda Ku Instagram Mbuya Iyi Inotaurisa Haigone Kunyarara Kuda Kungonyadzisa Murume Nyaya dzema COS dzanetaa. Company ya Rich aunt is being sued for sexual harrasment yakaitwa ba nandi kumushandi. Hanzi vairova mushandi beans rich aunt vabva bata ndokudzinga munhu basa. Mushandi akusungisa mai nandi ne company yavo kuti hamungandidIngere basa chihure chemurume wenyu.
Our kids are very happy to meet their new baba ndati ndiise mushona ndingadzipwe na kuruvha mashi Kylie akatumirwa bonet naamaiguru mai bvukururu MR Mazepe Chishambwe Aikazve yatove family ka iyi😂😂😂Zvituko family haa vanhu vanotuka ava kwai Matigimu mhino inopinda datya nemvana yaro😂😂😂🙌🥴 Mai Bvukururu Huyai muone zepnex atokukanganwai
This incredibly talented woman is truly a national treasure, as her exceptional vocals and songwriting abilities have captivated audiences. From her hit songs "Ndezvemoyo," "Makafana," and "Zimusoro" to her recently released single titled "Chisiyana neni," which she beautifully collaborated on with Learnmore Foya aka Ras Knox, she has undeniably dominated the music scene this year. -
Nhamo hairaye woti urwere woti kucourt atoremara uyuVakadzi this is a lesson to learn day Mary akaramba aina Shingi wake dayi zvakamunakira asi nenhau yekusagudzikana ndoinoita tipinde or tipinzwe munataisireva honai manje Chiwenga uya paasvitsa Sisi vedu😭 shuwa kusvka riin icha withdrawewa zvariin nyaya iyi....shingai nezvamuinazvo mwari vanokomborera zvishoma zvamuinazvo izvozvo😥