Thursday, November 28

General News

November 27, 2023

Zvakaoma Mufunge Ngochani Dzese DzeZimbabwe Dziti Swagger Arikunyadzisa Tese Hatimuzive Haana Classy Sevamwe Ma Geyi Akarongeka

Swagger se lgbt 🏳️‍🌈 unoti nyadzisa nekuti shoresa , most of lgbt they mind ma business avo and if you do tht Evein life style yako inochinja, hosaka most of gays vanemari handisati ndamboyona ngochani inota rombe rakakaita sewe life yako inotenderera panhu one netuhembe twaunopfeka haizi life           wangu u need to hv ma investments ako uchirimudikiso wangu uri kukura kuchembera sure Unoda kusira mwana wako make up netuhembe twaunopfeka 24 hours entertaining vanhu vane life vhura maziso work hard uchine mukana stop it !! social media ita se part tim pleasure just for entertainment yako usinga tuke vanhu or to destroy ma           family evanhu chii chakadaro 🤦🏿‍♂️🙌my guy p

November 27, 2023

Roki Muimbi Wa Java Ochemera Ketina Ndatambura Nditorewo Ndiuye Ku Ireland Sure Vaimbi Vedu Varikukanga Wire

Mama ketty, sis ketty ndodawo kuuya kuireland 🤗🤗 Ketty Masomera ndoimbira hangu vana varare 😇jokes aside tokutendai nerudo renyu rekutora uncle Mazepe❤️         Rocky usatambe nemuromo ,chekutanga ndichi chokwadiRoki atori srs jus kuti angotaurira pachikuru aikazveee         Ati ari ku joker imi makutoona se serious. Mazimba kuda kungo gara vari serious kunge chitunha. Pana Rocky, Java akatobatsira kumuisa pa spotlight. Rocky aiswera ari kudema uko achi             bhabhaisa makombi anoenda kuhwedza neku harare.Ma muscians arikukanga waya Akutodawo kuenda ku Ireland  Rocky how far na Java? wakasvipwa kaa Sir calaz shame handina neremuromo

November 27, 2023

Peter Dhewa Moyo New Album Ropisa Kukunda Ngwere Na Holyten Vanhu Varikufara Ndo Album Of the Year

2023 anga asina kumira mushe,Holy Ten chakambo pisa 🔥achibva atonhodzwa ne Gwere but nherera yenyika Peter           Moyo Dewa ne new Album rake Mwana waMambo rabva ravharisa magetsi ne lnternet zvegore rino rese...         Peter Moyo Dewa ndiwe urikupisa Pamberi nebassa dehwa maratidza hukuru hwenyu pavana vadikiConsidering kwaakabva aewa Peter deserves his flowers 🌹 chero akaita 2 mupei

November 27, 2023

Ngochani Yaimbopemha Ichipiwa Sviden Mafans Ojamuka Usasatikumbire Futi Piwaka Mari Nechikomba Chako

  Oros yapera vanangu itai mukonde mukonde pa comment section apo mama vawane chekumwa kukupisa ndoda nemabhisvo 😂😂         Sviden mushonga wakunexpire vanhu vakuramba kuitiswa mbinga muripiko mwana ofe nezhara           Tengerwa nababa vawaive navo dai une bby takutengera hedu aah tingatengere mikono muviri kut tinopenga             Svinoti vanangu kuvanhu vane zera nababa vake, vanhu siyanai nekupa zvingochani izvi mari nema stars vatsvage mabasa sevamwe varume

November 27, 2023

Chamisa Ave Nemazuva Matatu Arimugomo Achitsanya Nekunamatira Nyika Ye Zimbabwe

Chamisa AVE nemazuva matatu ari mugomo akatsanya kuti Mwari weva Isrāel auye aite minana abvise ZANU PF             panyanga, now vakumbo nhonga nhonga hacha vachigeza mashizha emuhacha kuti machinda ehasha aburuke zvine masimba!               Chamisa Said LIFE IN THE COUNTRYSIDE …In rural Zimbabwe, like in most African countries, locals collect edible wild fruits like hacha (Parinari curatellifolia) for direct consumption or processing into food products esp during periods of food shortage..This makes Africa special! #HappyPeople

November 26, 2023

Zimbabwe Yaora Kuita Mamvemwe Vakashanya 1980 Vs Izvezvi Vokatyamadzwa Nezvaita Nyika Because Of Zanu-PF

Africans who visited Zimbabwe in the 1980s and early 1990s would not recognise today’s Harare.           The level of failure is just to painful and tragic for anyone to ignore, all caused by a collapsed economy due to massive corruption.             we have useless leaders who don't care for us. they are always about winning elections so that they remain in power. they need the right tool for the right job

November 26, 2023

Seh Calaz Voshungurudzika Votuka Hama Dza Souljah Love Vanongoda Pane Mari Chete 3 Years Vasingagadzire Guva Rake Ndatombovabvunza Vakati Hsusi Wemhuri

Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya             zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita           pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nek

November 26, 2023

Seh Calaz Voshungurudzika Votuka Hama Dza Souljah Love Vanongoda Pane Mari Chete 3 Years Vasingagadzire Guva Rake Ndatombovabvunza Vakati Hsusi Wemhuri

Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here , now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya             zvakadaro,chikonzero ndivo vanoziva,ndakatombovabvunza panhamo ndikanzi tiri kuziva zvatiri kuita iwewe Ndiwe ani unotibvunza zveku mhuri kwedu ,tokuramwira mufi uyu usare woviga iwewe uda kuzviita unoziva,though ndakataura nema emotions because ndaifunga Sauro haana Hama ,ivo hasha dzavakaita           pakundidavira zvakandiratidzaa zvakawanda and everthing is making sense now ,kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese,kuimba mese kana kunwa doro nek

November 26, 2023

Zvakaoma Hazvo Baba Vakapera Ne2days Vekuwandira Kuchikafu Vopedza Bucket Remango Zvashamisa Vakawanda

Vakamboita celebrity zve 1day😂😂😂anoiwanep mari yekudya zvese zvozvo nekuoma kwezim apa hashande anosweea achidhonza matrain mahara             Patakaona vodikitira pa live vapihwa ma 2kg acho vakatadza kusvika kana pa half ma sports akabva apera😂🤣

November 26, 2023

Zimbabweans Ojamuka Zvinonyadzisa Izvi Vana Vanodzidzei Vachiona Mama Vee Mhosva Admire Vanhu Rume Vachiita Sevakadzi

This is disturbing.Saka matoshinga kuti vanhurume ava 2 vauye kumafunctions evana venyu dressed like this honestly what message are you sending           kuvana nhai kuti it's ok kuswera vachipfeka hembe dzechikadzi why cant they just act sevarume as they were born           Mukutokurudzira hungochani i wonder munonzwa sei kamwana kako kamukomana kakufamba kakapfeka madress.           Mama Vee kuita sei unonzi Admire iwe pasi newe stop spreading hungochani muvana medu its better to go kuma Adult function nezvimadress zvenyu izvozvo

124 125 126 127 128