Thursday, November 28

General News

December 01, 2023

Ngoni Madamboss Husband Opupura Chihure Chake Kuna Tete Mildred Oti Ndezvedzinza Ana Mhofu Ndizvatiri And Nyaya Ya Dzabu Arikugadzirisa

*Anodiwa Tete*   Makasimba here Shava.Kuno ndiri mutano chaizvo chando chete.Mungatouya kuno ndikupei mabasaπŸ˜‚ kuno zvakaringana chihera Nzeve dzakuvhurwa nebluetooth Tete tekinorojizve museyamwa.Ikoko handivuyi Tete kuno ndokwangu.         Misikanzwa ndakarega chihera asi miyedzo haipere kuvatendi mozviziva asi ndichazama kusiya hunhu hwedzinza.         Ko hamusati mawanawo chidhara here ikoko chekundundurudzana nacho chando ichi mukupona here semukwegurika mafiyuzi akuita achiita weak.Chero chisisina mazino ndotambira tingadii.Muzvichengete Shava, pamuromo moita pashoma ikoko tingochengetedze mashoma mazino asara iwayo.           Wenyu Bhudhi Mhofuβ€οΈπŸ˜‚

December 01, 2023

Ngoni Madamboss Husband Otsiura Vanhu Tisiyei Nekubvunza Zvisina Basa Kuno Ku Germany Bho Zvekuti Especially Hamaa

December asvika pakusangana semhuri ‚Zvimuvhunzonhando izvi tisiye; “ko hausati waroorwa,  “ko urikushandepi”,  “ko hausati wanemwana” “kokuonda kudai chii”… “iTauro here iriπŸ™„”…         “KuEurope hakuna izvi or tinodaiπŸ™„πŸ™„..Aiwaka hakusi kuEurope or Joza iZim itai zviripo. **Kana ati grosari ratorwa rese paborder🀦🏼 ingobvumai..         Lets just thank God nehupenyu „ todya mupunga nenyama, todzokera kwatoraramira tiri, tisakwidzane BP purizi…..πŸ₯ΉπŸ˜πŸ˜ NB**Musakanganwe anaMbuya paruzevha*

December 01, 2023

Shugeta Current Girlfriend Ochema Chema Haazi Kufara Why Urikungotsoma X Wako Anna Honde

Iwe shugeta why usina kuposter babe wako birthday rake rakutopfuura usina kumuisa moyo wako uri kuna annah kaaa both of you tozviziva kuti hamugoni kuita move on chingorooranai zvipere             Varume ava Ana anenge achiendeswa kwamachipisa uyu akaendeswa Dubai πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Never kuzviita wepasi vanoziva kudya Mari vanouya voidya womusiya wapasi odzoka kwauri πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Ava marutsi akadyiwa yese girls idzi dzokusiya dzanyatsokusuka

December 01, 2023

Zvashamisa Vakawanda Amumitisa Otaurwa Futi Jackie Ngarande Ane Mimba Yatokura That's Why She Is Of Social Media Mukadzi Akamuona Pa Airport Orondedzera

Varume vane zvivindiπŸ˜‚πŸ€£ kumitisa radio mtwakazi iya munhu anopaumba kunge mudzimu wabudira pachimumumu. The way she speaks ungati idhunyasi iye arimusvinu             I saw her kn Sunday at the airport and i was so happy to see her j wanted to tap her shoulder and say its been a while we miss your posts and all then i noticed she had earphones and that was a sign that she doesn't want to be bothered.           Its always good to respect a person's space as well as decisions, people are going through the most out there pregnancy is making her glow hake           Unenge uchitraya kuzviraramira ka private life kako wobva wadhumhana na sisi Trayi

November 30, 2023

Ngoni Madam Boss Husband Otsiurwa Na Tete Mildred Sure Mhofu Kutadza Kuenda Konovhura Nzeve Dza Dzabu Mwana Wenyu Here

Tsamba kuna Mhofu/Hodzeko Munodiwa mwana wehazvadzi Ko wakadiiko ikoko Gerimani tinongonzwa kuti kunofarwa zvikuru.Ko kubvira paya pakazvarwa Dzabu hatina kuzotauraka.Yakadiiko mhuri nhai baba vevasikana.lcho chidiki ichi kufanana kwachakaita matama neni zitete rechihera.         Chinzwaka mhofu shoko raita kuti ndinyore tsamba iyi.Muroora ndakataura naye achichema chishuwo chemurume wake unoziva Taira anochemaka uye ndakati pafiwa ndikaona kuti mukadzi wasuwa murume nhaiwe.ko urikuuya rinhiko Dzabu akuraka uyu.             Zvauriwe mhofu mutorwezve nenyika ikoko.kana zvinhu zvisiri kufamba wadii wauya Iyirenda takanzwa kuti uyu wengozi yekwa Masomera arikubatsira vanhu nemakambani arikutora vanhu c

November 29, 2023

Vanhu Havasikufara Ketina Arikudzvinyirira Mazepe Kuti Asaite Malive Kupage Kwake Depression Yeiko Yaanoziva Pamurume Muukuru Arikuda Kumutsotsa Mari Yema Stars

Mazepi uripabasa ketty akuti usaite life paPage pako asi kuPake kwaKetty unenge uchi paumba kubuda chififiro chaiko ukushandiswa Mazepi Ketty akaona kuti unodiwa nevanhu uye unokandirwa maStars akawanda           nemafans now ketty ndiye akuita kuhora mastars watove Content yake becareful Mazepi uchatofira kutsikiswa Ireland kwawakaitwa 🀣🀣🀣Dai ariumwe aitosevha hake all this money because           Ireland inotoda kusimbisa homwe yako pachiri pedyo and by any chance you get kana urimunyowani kuti kumberi zvireruke.           Unless arikuplanner kugara mumba ma Ketinah mo for years.Skin chaiyo ichiri kuti here comes Mr Dotito but unoona munhu achiita dzun

November 29, 2023

Zvinorwadza Izvi Milton Mukwesha Akafa Ku Pretoria Tirikutsvagawo Hama Dzake Dzizotora Mutumbi

Goodmorning my Facebook friends and fam , my apology its not nhoroondo we are looking for the relatives of Mr Milton Mkwesha who passed away on Saturday                 in Pretoria and he was a member of our Church so if you know anything at all that can lead us to his family that will be so helpful and kindly respond or send me a whatsaap on+27 64 272 7399 thank you

November 29, 2023

Ngochani Dzechikadzi Nyasha Na Flora Vachinjanana Kukwirana Vanhukadzi Taona Chisionekwi Uyo Ane Blond Anoita Kukokota Chiweti Mashura

uyu ane blonde anolijaaa hakeπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Mati maiwona here video yabva paMasvingo apa. πŸ™ŒπŸ½πŸ™ŒπŸ½           Nyasha na Flora regai vanakirane munyika mazara varume ve VANHU plus imwewo percentage ye varume             vakudanana pachavo ah heiiii zvinhu zvachoπŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸƒπŸƒπŸƒπŸƒπŸƒπŸƒ

November 29, 2023

Ngoni Madamboss Husband Akazopepuka Ndokuenda Ku Germany Zvasarira Tytan Nekuti Varume Vaviri Avo Varipakaoma

Ava vari vaviri musavaone kupfeka twu bhachi hapana zviripo.         Mazungairwa enyika, anoshoresa vamwe varume . Men's association itai plan mutore mazungairwa enyu.Ndivo vaitaurwa kunzi twu drawing twepa men's toilet.          Asi wepa Germany anenge ari kupepuka slowly but sure.Kuzoto pfeka twu sutu muchitongwa nema dhirezi.πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Zvimwe ndezvimwe best desition yakaitwa na mhofu is to relocate to           Germany πŸ‡©πŸ‡ͺVakaramba vakadzi vavo Heee marombe vakagara mu marriage heee marombe vanochengwtwa nevakadzi siyai vanhu nema Marriage avo vaite zvavanowirirana ...Kana vachiita Pillow talk tinenge tisinavo

November 29, 2023

Pakaipa Mukadzi Wa Swagger Oti Wakatunda Mwana Ukazvarisa Sei Usingachengeti Mwana Unotopiwa Na Stars Unonyadzisa Haaendi Kana Kuchikoro

Swagger wakatunda sperm ukazvarisa  Why usingachengete mwana wako Tag swagger          Imi munomupa ma stars ekutenga twuhembe mupengo ,make up ne ma wig asingachengete mwana wake . Go fund me ye mwana wa swagger plizz mwana haasi kuenda kuchikoro dai ari grade 2 asi aripamba nekushaya mari           Baba vane husimbe ,hautombotaure nezvemwana wako Tatelious paakangoziva kuti ane mwana anotaura nezvake ko iwe why?Ini swagger ndotomuziya zvekudaro aiva murume akanaka aichiiwa nevanhu ndaitonorukwa kusaloon kwavo ndakashamisika ka ini umu ona achinja munhu uyu aiva akanaka but ane moyo wakanaka hake           Zviri nani kuudza mwana kuti baba vako vakafa pa

122 123 124 125 126