Thursday, November 28

General News

December 05, 2023

Hama Dza Kiri Shamwari Ya Dorcas Moyo Dzaramba Kumuzorodza Zvakaoma Mufunge

Iwe Docus Moyo zvekuti ehe murume wanku akasina kukukanda mbama hatineyi nazvo asi uyo wauri kugara naye ndiye aive murum wa Kiri Shamwari yako yawakauraya ... Mendy na Mandy ukuvashungurudzirei saka utikwanire takabvira takuona kare kuti madhimoni emufi akukuteverera ...           Riverdale uko wakapedza varume vevanhu uchihura navo ..uchiti wawangotamba naye arikutorwambwa nemurume wake pfambiii yemunhu ...chero ukaparidza zvinengeyi hatineyi newe uri evil women shureeeeeeevyako seimzwiiiiiiii rako rakazhangandiraIyi nyaya ine chokwadi mukati chete the fact yekuroorwa nemurume wefriend says it all.           Team iroro rinoshungurudza vana haritambi nokuti charakato chiva i life yemhuri iyoyo.Satanism i

December 05, 2023

Nyaya Inorwadza Zvikuru Rhonia Chimbetete Mutare Model Ofa Mufire Wakaita Moana Kutsvira Mumba Kuita Marasha Zvinorwadza

Zimbabwean model dies in Mutare house fire The arts and entertainment community is in mourning following the untimely death of Rhonia Chimbetete, widely known as Rhonia Fafie.         The talented fashion designer passed away shortly after completing her studies at Chinhoyi University, casting a somber tone over the weekend. Reports blame an unnamed ex-boyfriend for her demise. Rhonia Fafie, hailed as one of Mutare's finest fashion models, video vixens, actresses, content creators, and TikTokers, met a tragic end as she was found burned beyond recognition in her rented apartment....           It is sad for the arts and entertainment sectors to announce the death of Rhonia Chimbetete, better known as Rhonia Fa

December 03, 2023

Pahondo Ya Olinda Na Fungisai Vanhu Voti Fungisai A Winner Olinda Ngaadxikame Haasi Millionare Zvaanoda Kuzvinyepera

Still, Fungisai wins πŸ’― because ati vaanoziva vane mari ! Ko saka iye Tea Yakakora anoda kumanikidza munhu to identify her semunhu ane mari ? Ngaakwane , ex yekuvanhu 50 iyi.Kana zvanetsa irwayi mhani πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚           Sisi Fungie hanzi musade kuti mhupukira namai NandiMunyori ati vaanoziva not vaunoziva iwe OC. Vana Beyonce vowotaura haavazivi vanozikanwa newe.         Anyumwa bere nderake ungenaphi in fungisai’s post just sit down hauna hako mari

December 03, 2023

Zimbabweans Haasi Kufara Nehutsinye Olinda Chapel Akanyima Shema TV Mari Ye Gofund Asi Kupa Ana Mazepe Mastars Vanotuka Muchaita Munyama Even Nevana Venyu

Mai tt diaries Sis melly diaries Tatelicious Ketina Chihera Swagger Mazepe.Pavanhu ava vamurikuisa simba renyu rese nemaridzenyu???Vana venyu especially mateenagers ariwo pafacebook arikudzidzei????           Shema Tv Tete Tilda Saint TV Kundai Chitima Tinashe Mutarisi.Mukaisa simba renyu nemari dzenyu munana Shema tv who are changing the community modidzawo muchiona.But mukuwandira kumahumbwe amwe acho kuvana venyu mateenagers uhhhh muchaona maresults.           NDAPEDZA KANA MUCHINZWA MANZWA.ana Olinda vakanyima Shema tv Go FUnd Me vakashaya hanya nazvo asikukanda mastars muvanhu vevulgar.           A day shall come ramucharegretor tsvina dzese dzamaifollower m

December 03, 2023

Achitamba Zvinonyadzisa Stunner 45 Year Old Teenager Otsiurwa Nema Zimbabweans Kurai Mudhara

This nonsense must be stopped from 40 year old teenager40 year teenager bodo,πŸ€”           This vedio was deliberately ,purposely madeπŸ˜†πŸ˜†He knew what he was doing           To us vibing to his moves zvekuzoti stunner anozodai rava drama ....we here for the moves baby

December 03, 2023

Mashura Zimbabwean Lady In SouthAfrica Oramba Kupiwa Mari Nemurume Anofamba Achipa Vanhu Mari Oti Sei Asingade Kuzivikanwa Koari Musatanist

This Zimbabwean girl aramba Mari yaange achida kupiwa na Ali boy uyo anofamba achipa vanhu Mari dzakawanda zvinoitwa na BI phakati. Guys Mari dziya hapana masacrifies anoitwa here?           Ko vanhu vacho vanozopiwa Mari pane wamakombonzwa here zvaakazoita zvine musoro or even 1 testimony inozoti ndakatanga this business ndapiwa Mari like that.         Iyi ndiyo satanism chaiyo because why these people vasingade kuzikanwa. Big up to you sister

December 03, 2023

Vasikana VeKudyanana Zviweti Vazosungwa Nemutemo We Zimbabwe Wavatyora Hwechingochani Uye Kuburitsa Manudzu

Vanhu varikufa ne Cholera uko vamwe varikupondwa nyika ine nhamo kutambudzika kwanyanya takarasima nevarikunakirwa nezviweti zvavo ndo reserve bank here mbwa dzevanhu dhemeti 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️           Hayiwawo kushaya zvekuita ukoo tiri kubirwa uko but ukanomhan'ara apana kana chinobuda nxaaa busy kungwarira zvemubhurukwa pane vana vari kungotsakatika kupondwa kwanyanya but apana kana chiri kuitwa mapurisa murimbwa dzevanhu           Aaaah ngavatibvireukooo Ivo mbavha chaidzo vasungwa nani ngavasiye vana vanakirane uko saka apa vanotongerwa mhozva yekutiii  

December 03, 2023

Zvakaoma Mufunge Ngoni Madamboss Husband Oti Evidence Chinguruve Chinehutsvina Uye Anotisema Kana Kudya Nguve Uye Hazvisungise

Hanzi dzadiiko nguruveπŸ€”πŸ˜…. Isusu hedu nguruve hatidye takarambidzwa nekuti Ine mahwanda akaparadzana uye haidzeyi…plus ini ndosema hangu inogara Musvina iyi.Hatisi kurwa vanodya idyai.Shabbat Shalom…           #MhofuIsPeacefullyViolentKobvigwe πŸ˜‚πŸ˜‚peppa pig 🐷 evidhongo πŸ˜‚πŸ˜‚Uyooo anoda nyaya Mhofu wenyu dzemadhirezi futiMargret Chiwanza            Hooo asi Chinguruve pachinenge chichi taura nyaya dzekunyeba chichi bhudhi vangu nemuroora nyoka munenge muchiwombera wani

December 03, 2023

Zvashamisa Vakawanda Mhosva Mama Vee Vobvuma Vanodanana Na Handsome Gudo Voti Baba Vekwangu

Baba ve kwangu havana kufara ne miriyoni πŸ₯΅ndapota vafollowei mweya wawo uzororeπŸ˜‚πŸ˜‚ Handsome Gudo         Kubvazvaati aenda ku toilet haasati adzoka πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ chandaka mutadzira chikuru             One million inobvepi zvimwe zvine calling iwe Handsome Gudo plus haunyanye kunakidza saMhosva.Ukatosvitsa 100k mashura.Zvisinei tichangouyawo nemaghost edu kunowedzera number ufare.

December 03, 2023

Zvashamisa Vakawanda Olinda Oudzwa Chokwadi Na Fungisai Zvaita Vatange Kutukana Nekupindurana Mashoko

Kana zvanetsa irwayi mhani πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Sisi Fungie hanzi musade kuti mhupukira namai Nandi         Munyori ati vaanoziva not vaunoziva iwe OC. Vana Beyonce vowotaura haavazivi vanozikanwa newe.Anyumwa bere nderake ungenaphi in fungisai’s post just sit down hauna hako mari           Still, Fungisai wins πŸ’― because ati vaanoziva vane mari ! Ko saka iye Tea Yakakora anoda kumanikidza munhu to identify her semunhu ane mari ? Ngaakwane , ex yekuvanhu 50 iyi.        

120 121 122 123 124