Murisei gyz ndirikutsvagawo munhu anonzi Ruvarashe mushonga, taishanda tese mubelleveli Soo takaronga zvwkushare room but iye ayishanda stay out inin ndaishanda stay in parestaurants Soo ndanga ndisingawane Time yekutakura zvinhu zvangu iye akawuya kwanga kunezvinhu zvangu akatakura hembe dzangu dzese nebag raive nemari ndakamupa imwe Mari yerent , next day ndapihwa off ndaka4n makusen kuti ndiyenda kumba kwaayiwe but akandidzimira 4n ndakamumirira 3days dzakadarika ndichingo4n asingadaire now akuti ndakamuposter mugrp anondi4nera Oti huye utore zvinhu zvako pakati ndakayenda anodzima 4n nezuro akanditi huya mubelleveli ndakayenda akadzima futi 4n Soo please aneng
Yokozuna Finally Meet Chaplin Phiri Good one she said I am proud of myself ini handina kuchema,, miss you already Chaplain Phiri ❤️❤️❤️❤️ Zimbabweans Not Happy with her dressing But muviri wako shaar i think kungopfeka zvako madress it's better ariko zvawo ma dress akatotanaka zvekudaro ema rich Auntie than kupfeka trouse Yokozuna dress according to your body dumbu rinongodao zvinhu zvirefu zvinorivhara especially papublic seapo harifanirwi kut tirione
South African Based Zimbabwean Tino Takawira Tiktoker Respond people after Aroorwa Nemudhara Ladies ,thank you so much for supporting me ..rudo haruna zera Ndaive ndasakadzwa Moyo nemashirugwi asi Mwari vakandirangarira, lm praying for everyone akapindana nedzandakambopindanawo nadzo kuti Mwari akurangarirei. Do not lose hope ,there’s still light at the end of the tunnel… Ma level angu haana kunyatsochinja but for real ati chinjei . I relocated ndichiuya kuzororwa and it kinda affected me a bit but my husband is of great assistance and support to make sure that I adjust. These mature men got love I tell 🥰🥰If u
Sei baba veweti ava vachingowanikwa pambavha?.Itoriwo mbavha iyi Freeman wenyu uyu ..Paakambobuda nembavha dzeku Chadcombe takanyarara, nhasizve Godknows wake uyo zimbavha iro rashudhwa richiba rikafirapo.Unongoona netuziso twacho kuti imbavha ndiye next kushudhwa HKD Weti uyu. TWO members of a gang of transitional armed robbers were shot dead on Tuesday, while exchanging fire with police in Harare. They were raided at a lodge where they were booked with the intention to commit various crimes before returning to their base in South Africa. Jabulani Ngobeni (45) of No. 40 Riverside Estate, Tzannen, South Africa was shot dead during a shoot-out with police at a lodge located in Arcadi
Victor wedu wekuramba kuti haasi muzimba amurume wemunhu titende makorokoto anotimiririra pa Zambia apo ndopane madzitezvara 💪💪💪💪💪 Zobuda Izvo Mukadzi Ndiye Aroora Murume
Sad Zvinorwadza Zimbabwe gospel singer Eric Moyo collapsed and Abva Afa Joyous celebration Zimbabwean Gospel music artist collapsed
I'm surprised ne nyaya ya nadia nakai Ndatofunga kuti imbinga kuvhara munhu bvudzi ii Fame ne kuda kunzi ndakapenga honai kwazvinokusvitsaNdanyara hanz iye akaresponder kut l thought kt ndavajaira kut vanopihwa hembe or mawig then vozongo vatagger zvotovharana
His accomplices-Ndiafhi Makhado (39), Andrew Masubelele (38), Emmanuel Makamo (22) all of South Africa and Zimbabwean Paul Zhou (55) of 1983 Mainway Meadows, Waterfalls, Harare were injured during the shoot-out. Godknows Machingura (44) who was residing at No.4 Stone Close, Edensville, Johannesburg, South Africa was also shot dead while trying to return fire on detectives who tracked him from Shamva where he had gone to make a surveillance on a Chinese national they wanted to rob. The injured suspected armed robbers are expected to appear in court on Thursday. Zvakaoma nyika haichina kumira mushe chokwadi kutiza kunyika kwavo kunotibira kunyika yedu inzara wo zvayo
Chihera Said Shame🥺nganovhiyiwa futi Olinda 😏kuita ngoma yemabanana kkkk ko kuzodzikisira vamwe People vamujamukira Unenge wati ndagona yowe panonzi pano unotukwa ukange uchazviuraya bvisa hako post vanhu hauwaziwe kk Olinda looks a lot beautiful and classy than you unoshaya door handle chaiyo Tangai madzidza kugeza , dressing n be financially stable like her mozorutsa kutaura ,you are way far behind .She is far much better than youIwe ungaty urimusvinu ipapo,, olinda atorinane ane mari dzake iwewe chako chaunacho makuhwa nekumwa bronco
Zvinorwadza Zvinonyadzisa Holyten Music Haasi Kuchengeta Mwana Wake Mufaro Waakaita Na Chelsea Zvaita Vamwe Vade Kumuchengeta Chelsea Writes Ndini Baba Ndini Amai Vemwana Uyuu