Red wine haunditundise🤞Kudya namambo Joe Maidza chimbonozamaiwo lucky kkk Chimbozamaiwo lucky kuna Tanaka Zw pamwe unohwinawo😃
Step mum intentionally puts nail in step kid's head in Bushenyi. Absurd.That's reason I will never ever leave my child behind ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜God let my children never land in the hands of step mother am willing to go through hell for their sakeOuh sorry, ladies if the kid irritates u kindly leave or tell the husband to take him or her to any relative, but dats not putting coz she had no a hole for the nail to be put.
Ohh shame poor child.. he couldn’t put the needs of the child firstI would like to Name & Shame Chicken Inn Corner Innez Terace & Speke Chicken Inn Zimbabwe Innscor Africa Ltd . Tatenga Pizza With My Family then taenda kuToilet with my son Madhamu vachi Collectr Pizza & ndaenda ndichida kupinda mutoilet i waited for 20mins toilet ichinzi iku cleanwa ndikatoti ndikukumbirawo ndine mwana ada kuzviitira hameno mface uyo kuti ndiye manager here or muridzi weChicken inn angouya achiti wese akuita nharo kuti hapana akupinda ndomurova mbama imagine. The customer service yacho very poor kushandisa chimonya pachisinga shande inzwaiwo. No one wants to be disrespected in front of their family. Gadzirisai the way you treat your customers
From Our DM: Guhwa ririkuti kuChiwaridzo kune mota 4 dzapiswa pakati pehusiku kudzimba 4 dzakasiyana siyana. Honda Fit, Lorry, two ma ProBox. Guhwa ririkuti apisa haasati ave kuzivikanwa. Last time kwakapiswa Mark X iye, that's the same area yapiswa Lorry. Chii chikumbonyatsoitika chaizvo? Vamwe varikuti ku Woodbrook kune 2 dzapiswa futi (unverified). Saka in total dzinoita 6. Nhai vanhu vekuBindura chii chikuitika? Source: Bindura_Gossip
Three Zimbabwean nationals living in Oxford have been arrested in connection with an elaborate visa fraud scheme that allegedly targeted the UK Home Office. The suspects — Tatenda Moyo (34), Patricia Guchu (31), and Reason Mataranyika (39) — are accused of submitting dozens of falsified asylum and work permit applications on behalf of undocumented immigrants across the UK. Authorities say the trio operated through a fake legal consultancy firm, charging desperate clients thousands of pounds for forged documents, fake addresses, and fabricated employer references. The arrests followed a months-long joint investigation by UK Border Force and Thames Valley Police, which began after irregularities were flagged in a batch of applications linked to the same Oxford postcode. During
Kiki akangwarira video radzurwa vasina kuona onerai pano Ndapererwa mhoti, Nyathi abva andibuda nxaa chii ichochi achitozhinya, kokuzoposter, ndikunzwei muchiti chikoro hachina basa, dofo iri randibhohwa, obvious akazvinzwa mumba imomu, kiki ngaadzokere hake ku a gogo pane kugara nemipengolizwe iyiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Vaiti Ketty Masomera fitness page anonyepa mukunzwa sei Kiki ataura wega😂I didn’t believe kuti he cheated but now after watching this he cheated Dai vakatosiya mwana arikumushaIzvezvi muchanzwa ma fans avo achiti it's good vasiiwe zvakadaro, or kutoona umwe achiti Kiki is cute🙌, cute ipi mwana being exposed to language dzakadaro, miswai vanhu, musangosapota zvisina mat
Afunga kuzviuraya mkomana vanhu vaarikuchengeta vawandisaHe is really going to to unalive himself he needs rehab AsapSometimes tisatore zvinhu for granted this guy arikutorevesa kuti anoda kunamatirwa deep down something is not right but vanhu vogona kutoona sejoke iye munhu achitoda help nenguvaNdafarira kuti ataura chokwadi ,haisi nyore murume kutaura izvo . Anoda kubatsirwa zveshuwa Mabrijo
Inozombonakidza here ndege yachoBling twice if u need help Lulu aaaahI thought that cult doesn't allow alcohol consumption??Unoidya nemuseredzero🙌asarudza hake kuti Amai Maria / Yeyeyeyeyeye arikuitadza🤣🙌Unongonzi jump then you will be like how high?Mapositori nechikafu haaa huye bodo sense pakazoita tea mweya unotobudaYeyeyeye in Lulu voice, wodiiko nhai veduwe Amai Maria ,yeyeyeyeDzinopedxisira dzangova mumusoro dzema postori idzi😂😂😂😂Unogara mundege nemuseredzero woti regai ndichidya nziyo dzatanga kuimbwa non stop
Sad: Vendors and passers-by found a baby, placed in a 5-litre ice cream bucket and thrown under a bridge near Maswede Village, along Highglen Road. Details on whether the baby is still alive are not yet known , it is believed the baby was left last night 📸 Panashe Gwesu.
Terrible accident along Seke Road close to Maruta Check on your relativesTsaona yaitika muna Seke road iyo pedyo ne Maruta hatina zera nayoNeed for speed inozomboitwa muna seke Road from zuva to maruta ma1