Friday, July 03

General News

July 03, 2026

Serious Tsaona paWarren Park Robbot, African Museum. Bhazi rarovana neKombi.

Heartbreaking ? Tsaona Yakaipisisa yaitika nguva ichangodarika paWarren Park Robbot, African Museum. Bhazi rarovana neKombi.       Vafana vemakombi munovasekerera vachiuya ne one way vachi driver kunge vanopenga kusvika tsaona dzakadai dzaitika why kombi         yese ini vanhu 18 + ichinyararidzwa na driver na conductor...muchafa nazvo zvekunyarara izviBlessing Sande I was there pa scene, bhazi rarohwa ranomira the other side of the road

July 03, 2026

A Claremont High School teacher , who was serving as the school’s acting deputy headmaster, With 17 Year Old Learner

#MCMnews : ANOTHER day, another teacher molests a female learner! A Claremont High School teacher in Nyanga, who was serving as the school’s acting deputy headmaster, is on the run after being caught molesting a 17 year old Form Three learner at his hom         Dzidzisa mwana wako uye umupe zvakakwana nzara nezvane vachiona zvine vamwe ndo zvinovatuma .... munot kuma vaa kwaizoita mbir yechihure hre inhau yekuda competition

July 03, 2026

Commander Air Force of Zimbabwe, Air Marshal John Jacob Nzvede, has died

AIR FORCE OF ZIMBABWE MOURNS WING COMMANDER JOHN KATANDIKA       Commander Air Force of Zimbabwe, Air Marshal John Jacob Nzvede, has announced the untimely passing of Wing Commander John Katandika. The senior military officer passed away on Wednesday following a short illness.         #ZBCNewsKufa kunofiwa hongu asi sei masoja chete hakunawo mapurisa aka retire kana we ZPCS?

July 03, 2026

Vabatwa vachiba, musharukwa vavachiba ma vegetables & kedha was caught stealing pa tuckshop

These two vakabatwa yesterday vachiba, musharukwa vavachiba ma vegetables & kedha was caught stealing pa tuckshop         Haaa mdara akaba maveggies is very wrong let's not justify nekuti nzara the person akaisa garden rake is also nzara imagine kumuka mugarden musina chinhu apa unodiridza everyday at his     age I expected maturity and respect unokumbira first chinhu chemunhu haa ayo kedha hameno vharirai pamwe aitoda Madison mutuckshopIni last wk ndakamuka ndichiona garden risina chinhuKuba covo?

July 03, 2026

Mupurisa We ZRP Arohwa

Mupurisa We ZRP Arohwa    

July 03, 2026

Zimbabweans truly are a nation full of drama Freeman Hkd Boss Apiwa Mota

Zimbabweans, we need to talk! ?? We truly are a nation full of drama. It’s funny         how our energy shifts depending on who is winning. If the award or recognition goes to someone we love, we are out in the streets celebrating, shouting, "They are the most deserving!" But the moment it goes to someone we aren’t quite vibing with? Suddenly it’s all, "Oh, it’s stolen money, it's rigged, this and that!" We love a good script, and we definitely love the plot twistsafter being       given a double cab today he is receiving a Benz thats awesome Sir Wicknell mukuru wema daysCongratulations Freeman apihwa imwe mota ne 50k usa na Sir Wicknell aiwa zvakunzwisa tsitsi doctor Tagwirei chip

July 03, 2026

Mini Baloyi Chiwenga Speaks Hatina Mari Sezvigananda kutengera Vanhu Mota

I believe when General becomes the president we can actually cartoon him, joke and laugh with him without being jailed! This is kind of leadership we want!     Mini baloyi Chiwenga Speaks 

July 03, 2026

Murume Ocheka Gear Box Remukadzi Ne Razor Mushure Mekuhurirwa

A 32 year old Bindura man has been sentenced to an effective 12 months in prison after he admitted to cutting a piece of his 42 year old wife's private parts after a dispute. The couple had an argument in which the husband was accusing the wife of cheating on him.         Later in the night the husband then pretended he wanted to be intimate with his wife. He seduced her and when the opportunity arrived he took a razor blade and slashed a piece of her private parts.          After the attack he gave his wife water to wash herself as she was bleeding profusely. The offender was later arrested and he pleaded guilty to domestic violence involving physical abuse. He was initially sentenced to 18 months in prison but

July 02, 2026

Trip Trans Bus Accident Mutare Masvingo Road

Ndoteam remushonga iri munhu ngakwaturwe Bhazi re Trip Transport rinoenda kwamutare richibva kumasvingo rabuda mu road mushure mekunge paita umwe murume abata driver bhazi richitofamba. Hanzi murume uyu ajamba akanobata steering bhazi rikabuda mu road    Bhazi rabuda mu road asina hapana akuvara, murume uyu azorohwa navanhu          Pane murume anoita sekuti atumwa azongobata driver we bhazi richifamba in Masvingo-Mutare highway bhazi rikabuda muroad .Wazongorohwa nevabereki zvemakwirividi 

July 02, 2026

Brian Apondwa Veduwe Nyika Yashata

  Pane vanomuziva here uyu anonzi Brian, apomerwa mhosva yekurepa mwana( hameno kuti how old) ndobva vamuponda zvekumuisa mubin, pane fungidziro yekuti afa. Problem yekunzi warepa necommunity iri paviri zvayo, anyway kana akazviita zvakashata zvekubata chibharo, kwakawanda kwekuvawana ava.          Ummm vanhu havana matyira pakuuraya chero munhu ane mhosva asi zvekuzomuponda izvo hazviite ummm zvotyisaMmmm guys ka???unovata sei wanzwa kuti munhu wawauraya hapana zvaaita mwana, kungoti kana watomakiwa theres no reverse

1 2 3 4 5