Waona hako mhikicha yakadai ungambofunge kuti zasi uko kune gunguwo🤔Nyangwe makat guru gunguwo hapana chinobva paari plus hazvisisina basa rwatingovawo ruzha chete rwamavakutaura chatinoziva ndechekut zvakatodarika zvakaitika tatomirira zvimwe kut muwane basa rekuposta fut pasina Mura hamuposte chinhu